Sometime in 2018 I went with some friends midnight at Hwindi's house dzakarara but he came and we chilled , the most humble person I have ever met.Super chilled person.
I had to search for this interview. My dad doesn't listen to Zim dancehall but he asked me kuti anonzi Hwindi President ndiyani. Hanzi dude is very humble and level headed hanzi kubva nditange kunzwa ma interview a Ollah i liked this interview very much and i concur.
Hanzi ndaRaper & kuno tirikushanda tirimusango kungwavha bravo songs to Hwindi President may God bless you always our 21st digitalize Hwindi President 2030 unenge uchipo
Powerful the humble guy hwindi pliz keep up the fire burning whether zvikurema or zvakanaka aalways push coz u know some people varipo pakukudzikisira through critising or even mockery n madiss but be yourself bruh tiriko mafans akoo
Ollah une chipo bruh keep up the good work cz mamw mastudios n djs vari kusideliner some other artists n ceklebrits but you know yr work bruh keep it up
hwindi president is very humble... one of my favourite zimdancehall artist ..... hausi president only kuma hwindi chete asi nekuma Ghetto youths nevamwe vese
Thanks very much to Star FM. One of the top interviews I exprienced with Ollah. There is also Fortune Chasi. Haaa Hwindi this man is blessed, humbled. Ndatenda hangu.
I like song yekuti mwari wandinotenda yange pazvinorema kana mahwindi akasiya kuba nekunyepera vanhu vachiwedzerera bus fare noise ikaita shoma ,kurega kumanikidza vanhu mutaxi isingaendi kwavanoenda you will be respected
Sometime in 2018 I went with some friends midnight at Hwindi's house dzakarara but he came and we chilled , the most humble person I have ever met.Super chilled person.
My favorite person
@@lindamoyo1861 mine too
Thank you for the information
i can listen to this dude for the whole day and doesn't get bored , this guy damn hes good the voice ,everything .........
Hwindi haana hake kupasa asi akadzidza through life experiences. His humility is rare in Zimdancehall
I listen to this guy almost everyday his music is never boring
I had to search for this interview. My dad doesn't listen to Zim dancehall but he asked me kuti anonzi Hwindi President ndiyani. Hanzi dude is very humble and level headed hanzi kubva nditange kunzwa ma interview a Ollah i liked this interview very much and i concur.
Very humble,salute you mi king kuda collabo naDobbaDon wapedza wangu.Doba anogona but he is underatted🔥🔥🔥
My fav artist....ndaiti zvimweka ndazomuwana ..wandichazofar ❤ naye mangwaa😊
ishuwa here kuti hapasisina😢👏
This guy is very humble and his muzik is gud, having that real Jamaican dancehall flavour makes it unique.
Hwindi is intelligent more than expected. Anopisa uyu
Babe come to me featuring Hwindi president ☺️ Thank you Hwindi for our epic collab
Favorite Zim Dancehall Artist. Keep it up man
President vauya. Vhurai nzira mahwindi pamushika shika. Munorova mangoma baba. All the best.
Much respect for you brother you're so humble great is great no underrate which to see you flying own plane keep the good work
Very humble guy, tisingarevere izvozvo ngatimbotaura nezve chipo chekuimba,,,, anoimba murume uyu ane chipo chake hake.
This guy is good, humble if only he can make it big in Life
Hanzi ndaRaper & kuno tirikushanda tirimusango kungwavha bravo songs to Hwindi President may God bless you always our 21st digitalize Hwindi President 2030 unenge uchipo
Urichibba Hwindi kasong kako ako kanondiitira mhani ndaiti zvimwe ndazomuwana vandichazogara naye mangwana big up Hwindi President
Powerful the humble guy hwindi pliz keep up the fire burning whether zvikurema or zvakanaka aalways push coz u know some people varipo pakukudzikisira through critising or even mockery n madiss but be yourself bruh tiriko mafans akoo
Lovely ❤ much love hwindi president ❤ very talented 👏 ❤
Ndakusuwa zvinoda tiritwo newe ma one ngoma iroro
Dancehall andiifariri but uyu ndomuda anoimba zvinotsiura and anogona 100%
President vauya vhurai nzira its a big machine❤
Hwindi P ndokudisisai hngu😅😅😂😂Muface wangu anegodo nemi😂😂😂Kwahi ndonyanya kukudisisai ini yah man I'm just a fan😂😂😅😅
Very humble person Hwindi president be blessed
Being humble is just a blessing in life❤
Keep it up hwindipresident
Utirairire vafana vako vemushikashia vabehavhe
My favorite hwindi president ❤🔥🔥
Most talented zim dancehall artist ....uyu kumberi
I like you Hwindi President unondigonera you are just nice and Humble
Ollah une chipo bruh keep up the good work cz mamw mastudios n djs vari kusideliner some other artists n ceklebrits but you know yr work bruh keep it up
This guy is very humble...big up Hwindi President ❤❤
hwindi president is very humble... one of my favourite zimdancehall artist ..... hausi president only kuma hwindi chete asi nekuma Ghetto youths nevamwe vese
Calm n collected plus maturity hrs not a child could be in his early 40s
very good Hwindi haikona zvekungoti yahman yahman
Watchu mean king by that.yahman it's patwa or partois from Jamaica
Hwindi President truly speaking ndokufarira zvisingaiti unondigonera uye wakanyanya une hunhu shame ramba wakadaro
Thanks very much to Star FM. One of the top interviews I exprienced with Ollah.
There is also Fortune Chasi. Haaa Hwindi this man is blessed, humbled.
Ndatenda hangu.
Hwindi to the world 🌎 Haa nice one uyo anobvira uyo
My fav person ❤ he is very humble
Ndini ndatanga kuchiona ndipeio ma likes
😂❤
Wooow ndyp yenyu djmarvedee mmm pane rimwe mix renyu randaimbove naro haaa mobatanidza zvekdaro mkuru ❤ you
@@nickmunjoma9088 ndatenda wangu
Vane vakabatwa havo...asi vari humble zvekudaroooo
Thank you Hwindi for the song hakuna maboss anodhakwa zvekudaro I lyk the song
Big up baba Taku wakanyanya boss of the road bhema valley boss
I respect chibabababa chema Hwindi,big up Hwindi president ❤❤
Bless up King,Humble Soul🎉
humble man ndomuda hanku muface uyu
He is so humble Hwindi
I can listen to his songs the whole day
This guy is humble
Hwindi President 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 my favorite artist
I like song yekuti mwari wandinotenda yange pazvinorema kana mahwindi akasiya kuba nekunyepera vanhu vachiwedzerera bus fare noise ikaita shoma ,kurega kumanikidza vanhu mutaxi isingaendi kwavanoenda you will be respected
My favorite anondiimbira zvinondinakidza
Murume uyu akanyorova zvinodadisa.Keep up chibaba makapenga, zvekudaro, i salute you for real.
🎶🎙️"kana ndisina basa usanditsvaga shaar ini handisi tsaga zvitori nani kuti ndigare ndega,haikona kuita fanka sooo" #BHEMAVALLEYBOSS
Mupeyi zvinhu zvake murume uyo
He is the best
Ramba wakadaro wangu I like your music
King ❤❤❤❤ u are humble
This guys is so excellent
That guy is just something else....big up PRESIDENT
U a very humble hwindi president I like that
Respect my king 👑💯🗣️ Zvatanga bvunza mahwindi pamushika shika🕺🚐🚌
My favorite artist,plz can i have his contacts
Dooooooor dhonza , ndaiti ndirimugayi ,
Hwindi president when are you coming to Pretoria
Elder Elder ndechedu icho kumabhanditi totochiyemurawo
My favourite artist
Ollah nuff respect wena program rako iro robatsira mkuru
Boss of the road
#HANDINGAKANGANWEKWANDABVA
Wakanga watondivambira ma problem vashoma vanoziva song iyo it's a hit
Very humble guy.He deserves the stars.
This guy is down to earth trust me...
Dj olla mune respect
I love your music buddie...
My fav person mahwindi to da fullest
Mahwindi pamushikashika mahor🔥🔥🔥🔥
Bring Tifah guni Ollah we want him in the studio
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥ndomuda uyu
Bvunza mahwindieeeee
Mwana wekumusha. Hwindi President hes so humble
Hwindi President ❤ ndinokudai vavengi vangu😂
Ndomuda zvekutodaro hwindi ❤❤
He is so Humble ❤❤
big up olla 7 mie D Jay ....Big up Hwindi
Whindi u are so humble mukoma u remember patakasanga ku stodio ku hillbrow
My favorite anoimba hake hwindi president
U killed it fam😂😂😂
One President vakazvigadza pachigarooo!!!!!!!!! Big Op President vanguu
Most wanted much respect king
One munhu anetarenda big up hwindi president sky is the limit
My favorite keep going my Guy
This guy is so humble respect
Love you hwindi president and what you have to know is I'm 100% fun for you
The guy is so humble
Imi murikumateresi isu muground, makanyanya zvedaro elder
Very quite and humble no pride uyu na Poptain Anhu angu😂😂😅😅😅😅
Poptain hapana paye Hwindi kumberi
Louder pliz Olla Hwindi haasi kunzwika
Ola please imboshedzawo Freddy manjalima. # tag Kapfupi
❤❤❤ Most wanted hwindi presdent🎉
Soft calm and well collected
mukoma Mugo aka Hwindi President❤❤❤💯💯💯
Yes ana Taps yakanyanya ❤️❤️❤️💪
Saw Him in Durban Seaview haana dzungu mkoma uyo.
This is a real CAPTAIN..!