Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kuva nemukadzi nemwana hazvisi zvinhu zvinoratidza kuti akafanira kugadzwa asi kuva nezodzo yehutungamiriri ndizvo chete zvinodiwa kuti ave mutungamiri Jesu akatanga kubata basa rababa vake achiri mudiki zvikaita tavekutaura divine protection pamusoro pake zvinofadza izvi
Sekuru Kudakwashe Masuka muriko mandomirira mwana magona Chirandu ❤❤❤
Chengetai mwana Jehovha. Amutse Zion. Vagarisa vaShe vasina kusvika kwaMatura Jiri. Ngavambosvika tivaone
Musauraya zvee mwana iyeye
Taurai zvenyu vanowuraya ava
Makanaka Mwari and Tinotenda Mwari singing hngu kugona ndekwenyu Mwari......Mambo ngavararame
Musauraya mwana madhara imi tikuzivai
ndezvamwari hr
Mambo raramai nokusingaperiperi
Thanks for the update
Thank you very much @Shumba Masunga Media for the updates
zvarongwaa nedenga hakuna chinoramba
Mmmmmmm mwari chengetai mwana uyu atove mambo kwatiri
Toooo young can God guide and protect him give him wisdom asaite zvevakadzi
Amen
Dankie nesuvo tiri mhiri yegungwa taonawo mambo achigadzwa tinotenda
Chengetyayi mambo wangu mwari ngaakupei upenyu
I have so many many question in regard to this procedure and process....but unfortunately I might not find anyone who can respond to me. Just pray one day get to know the truth and admit to walk in it.
I have no idea what's happening there
Mwari chengetai mutungamiri wagadzwa nhasi zvisinei mudiki ane zodzo chete nekuti zvaitwa na Mwari
Muchengetei Mwari
Akaroora here munhu uyu
mambo wangu kombererwai nedenga
Muzion chashata kuda mari kuneveimba youshe uyo chimusiyaiwo ararame chose musauraya pliz
Dai vapa vana baba vacho coz anofa uyu mudiki uyu
Mwari vachamuchengeta
@@ConnieSebatamarema-hn5ht amen Mwari waSamuel Makuwa Mutendi achamuchengeta
mambo ngaararame nekusingaperi
Ndinokutendai varume imi
Uuuuuummmmmm unourawa uyo nana baba munini vachida chigaro ichocho
Ngazviende mberi
But vanogadza vakamira Handi vaifanirwa kufugama vonamata mabvi aripasi haaa chirungu chakauya ichi
Kwete hamayangu ayo madzimambowo havagwadami iye ndiye mudike ndiye angatogwadama
@@Godfrey-j5e anofanirwa kind dzidzira kubva kunani Ivo vasina kumudza
Mwari chengetai mwama mogq
Hope achararama nguva refu mwana uyu..Mumachurch topedzerana ukuru..Mwari muchengetei
Rugare maZion
MAMBO
Paita error munogadza sei munhu asina mukadzi ne Mwana
Apostle Paul aiva nemukadzi here?
Mwari maita henyu