GURUVE............MUBEREKI OMHAN'ARIRA CHIKORO

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 ноя 2024

Комментарии • 67

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 19 дней назад +5

    Mkoma Chimbondipawo nyaya yaMandi kwaana Madzibaba vakuramba zvavakataura paye...kuti ngozi ngaiswe paMbudzi..chakkuchaya

  • @ChipoMaroyichihera
    @ChipoMaroyichihera 19 дней назад +3

    How are u Drewmas media mukom Andrew,Mandlooo and Junior Neshamba nevese vandasiya kusanganisira mese ma fans akaita seni ndchit kuricy nhc ndirikuon hngu ndiri PRETORIA EASTLYNNE,,,,,Drewmas media taking us to onother level❤❤❤❤❤❤❤🎉

    • @mercymupondiwa9426
      @mercymupondiwa9426 19 дней назад

      Hie how are you

    • @afronews7034
      @afronews7034 19 дней назад

      Koyaiveimbqywmurungupapurazi tikuonadesign yacho renovate the place ceilingetc zvongonhazvichawira vakuruwanimambo😂

  • @tawandamhondiwa3204
    @tawandamhondiwa3204 19 дней назад +4

    Pamwe mudhara uyo akanga anzwa nyaya ye free education yaitaurwa nezvayo na president pama campaign

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 19 дней назад +1

    Mmmm vanhu ka apasi fair apa...mombe two like srs ..musadaro vnhu woyee

  • @phineasvambe8387
    @phineasvambe8387 18 дней назад

    Mambo havagone kutonga spa Mwana wacho ahasi kudzidza headmaster imbavha

  • @jamesonnerima2705
    @jamesonnerima2705 12 дней назад

    Apa hapana chinozivikanwa apa mombe yonzi 150 hapana zviripo apa hapana chinozivikanwa

  • @mukombe15
    @mukombe15 15 дней назад

    Kunyangwe uri Mambo hazvikodzere kudya papemberi pedare, uchiita matare. Uno zvirerutsa. Kana mbuya zhara vauya, kumbira dare uno tsenga uri kure nevateveri.

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 18 дней назад +1

    Musabira vanhu imi

  • @ShyletJangano
    @ShyletJangano 19 дней назад +3

    Headmaster kana motumirwa zvishiri musazochema nhaika mambo aneasiko kumba kwenyu kuda kuonererwa kwenyu muchitorera munhu zvipfuyo zvake

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 19 дней назад +2

    Hamusi murikubhadhariswa mari dzemu covid here mwana asingadzidze

  • @FunwellMatowe
    @FunwellMatowe 18 дней назад

    Uuuu ma price emombe awo ndeye huori chaiwo musadaro

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 19 дней назад

    Hamusati maiona nyaya yacho🎶

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 19 дней назад +2

    Ko nhai mkoma sndrew imbotsvagai madzibaba vaye vekuuya kwa. Mandi tirikuona voyi tdoka nditsika mutanda uye havana kutaura kyti ngozi iiswe pambudzi kana pamuti

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 19 дней назад

    Chipuriro one chief Chinorova mogo nemachips chichidzikisa mutongo

    • @gloriamadungwe5291
      @gloriamadungwe5291 18 дней назад

      ?😂😂😂😂😂😂 ko kuzodya pamberi pevqnhu nhai 😂😂😂

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 18 дней назад

      @ chipuriro iborangoma mhani, iyeye na Ngezi havanzwa. ASI chitupa changa chakanzi Chipuriro😂

  • @Prankmaster-r3d
    @Prankmaster-r3d 18 дней назад

    It's me DJ Tsano in Cape Town

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 19 дней назад

    Taapa Guruve nedust

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

    Mhiripiri nyoro moigurirei kani mkoma Andrew? Kkkk

  • @jamesonnerima2705
    @jamesonnerima2705 12 дней назад

    Kamudyiro karikuitwa aka inenge change yemombe

  • @pabloshoko3955
    @pabloshoko3955 7 дней назад

    2020 paCorrona mdhara uyo haagoni kutaura

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 19 дней назад

    Shumba makadiyi nevamwe venyu

  • @AuxiliaMubayi
    @AuxiliaMubayi 19 дней назад

    Munobira vabereki imi

  • @ShyletJangano
    @ShyletJangano 19 дней назад

    Ummm mombe mbiri er shuwa dzotadza kubhadhara zvese izvo haaa murimbavha mese mhani imi mambo mungatotendedzera zvekupenga izvo

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 19 дней назад

    Shumba murisei

  • @SimbarasheMoyo-y3m
    @SimbarasheMoyo-y3m 19 дней назад +2

    Dai makasiya munhu akatengesa ega nekutimari dzamakutaura apa mariyakatengesewa mombe haiti kutaurachokwadi musatora zvinhu zvevanhu siyai vanhu vachitengesa vega kutivabhadhare chikoro

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c 19 дней назад

      Ndosaka vachiroyewa.. Paunorumiswa nenyuchi government inenge isipo unenge uri wega havangataure kti mombe 2 isn't enough for $200

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      ​@@ColleenChikanya-h5caimbomirirei mari ichisvika kwese ikoko?

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 19 дней назад

    Chikoro ndehurumende not headmaster futseke

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 18 дней назад

    Chief uyu idofo

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 19 дней назад

    Messenger imbavha mombe 2 munondiudza kuti dzinoita 270 haitokwane 1? Or ndatadza kunzwa.

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c 19 дней назад

      Kana dzave kutengeswa zveauction zvinoita ivo dai vakakasika kufunga before madays avakanga vapihwa kti tichachengeta kwemazuva akati vakazvitsvagira buyer vega vopihwa mombe back vonopa avapa mari vaigona kusara ne1 but pfungwa dzavo dzinenge dzinoti nonokei because umwe mwana anozovatengera dzimwe mombe instead of paying fees yemwana bit by bit or term by term sei?? Kune vana vanobhadharira masiblings avo school kana vabereki vakundikana wani

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 19 дней назад +2

    Dai akasiya munhu vakatengesa mombe dzake muri kubira vabereki

    • @PaloSant
      @PaloSant 19 дней назад

      Mudhara haasi serious uyu. 5 years asingabhadhare fees achiti zvichainda nepi? Anodheerera. He looks like one of those entitled war veterans vakajaira zvemahara.

    • @MafirakurevaStephen-lc3yy
      @MafirakurevaStephen-lc3yy 19 дней назад

      Free education, plus covid , kurikudzidzwa here kuchikoro kwacho🎉

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      ​@@PaloSantu more than wrong. Too judgemental and so full of hatred.

    • @PaloSant
      @PaloSant 17 дней назад

      @shingiraitrevormboto2105 bhadharai fees makanyarara. Revengo and judgemental zvawabva waziva nema sentences mashoma andanyora iwawa? Only principled people will understand what I meant by what I wrote. Vajaira kusabhadhara zvikwereti ndimi muno supporter rubbish dzakadai

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      @PaloSant mawar veterans awakaona achida zvemahara ndeapi? Ini i pay fees wangu. Handina mwana akadzoswa even a single second for the same reason yefees.
      U hate war veterans and it clearly explains who u r.

  • @benjimanmudombo8102
    @benjimanmudombo8102 19 дней назад +1

    Haaa ko zvakatanga rinhi zvekuti kana mubereki asina kubhadhara fees head ouya kuzotorwa mombe ko handiti mwana anonyimwa report here or kudzinga mwana

    • @pgambizah4962
      @pgambizah4962 18 дней назад

      Zvine udyire akuna zvakadai

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      Kudzinga mwana nekunyima report ndozvisiri pamurau nekuti mwana haana contract nechikoro. Iri pakati pemubereki nechikoro.
      Ndosaka mubereki achisungisirwa fees yemwana.
      Zvese zvikuitwa nechikoro ndozviri pamutemo chaiko. Chief are allowed to attach property yeparent to settle fees arrears.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      ​@@pgambizah4962hapana undyire. May be ndimi musina ruzivo rwekuti zvofambiswa sei henyu.

  • @JeremiahChibanda
    @JeremiahChibanda 19 дней назад +1

    Head should not deny mwana access to education please

    • @PaloSant
      @PaloSant 19 дней назад

      Mwana wasn't denied education ndosaka akaenda kuchikoro 5 years no fees paid. Headmaster vari right. Baba ava vanozviitisa, 5 years vasingabhadhare fees. Apa fees yacho is very low. Ndizvo zvakaita munhu anoshaya mari here izvozvi? Kungoshaya hanya chete uku.

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 19 дней назад

      @@PaloSant but its not the duty of the headmaster to enforce kuti mwana avakuchikoro, headmaster haana power to enforce that, its the state to enforce that, this was unfair trial. Headmaster haana right to make decision over the parent, he parent could pay period dont force him. Report the parent to right authourities, right now they have made the situation worse paden. Zvekuti mwana haadzigwe is not law but political campaign messages

    • @PaloSant
      @PaloSant 19 дней назад

      @phillthedrill stay in touch nezvinhu zviri kuitika munyika and padare in question. Ma headmaster akapiwa mvumo by the government yekuno reporter ma defaulters efees kuna Headman or Mambo and attach their property. Haaai headmaster akanotora ega mombe. Nyaya yakabva kudare and an order was granted to attach his property kana asina kubhadhara. This man is a serious defaulter, what's his excuse kuita 5 yrs asingabhadharire mwana fees. His child obviously doesn't qualify for BEAM otherwise aibhadharirwa ne BEAM inobhadharira the less privileged. Avo vakanotora mombe ndivana sheriff of court not headmaster and tge paperwork was above board and aitoziva kuti zvaasina kubhadhara fees akaendeswa kwa Mambo kukapiwa judgement the next thing is to attach his property and they did. No surprise there. Nyaya yake haisi pakuti ndakatorerwa mombe because he knows the judgement but he's disputing the amount vs the value of the cattle attached. And anga achinyepa kuti majong'osi 2 akatorwa and then backtracked pabuda paperwork temombe dzacho yavakaita sign for. How do you go for 5 years and not pay fees of a total of less than $200? That's absurd. Nemachenero aakaita asi anoshaya fees of less than $20 per term? People need to learn to pay their dues not kuda zvinhu mahara. That fees is already very low. Kana infrastructure, books, pay yema teachers and school furniture zvinotengeka here government ichibhadharisa ma fees e$10 Per term.

    • @amhomeimprovements
      @amhomeimprovements 19 дней назад

      Vamotorima fodya inoita Mari sei vanga vasingabhadhare chikoro

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 17 дней назад

      ​@@phillthedrillwhy shld a proper minded parent wait for enforcement to pay fees for his or her own child?

  • @eretinaphiri
    @eretinaphiri 19 дней назад +1

    ko kuzodyira mudare hanzi zvadiiko nhai veduwe hazvizodi vanhu vakuru kunyanya vachibuda pazvivhitivhiti kudai
    muchandiregerera kana ndaresva kureva.

  • @giregrace317
    @giregrace317 19 дней назад

    I cant comment mulive chat😢

    • @mercymupondiwa9426
      @mercymupondiwa9426 19 дней назад

      Buda udzoke

    • @lmstrong
      @lmstrong 19 дней назад +1

      Kkkkk wanga uchida ku commenta madyiro ari kuita mambo here 😁😁😁

    • @afronews7034
      @afronews7034 19 дней назад

      Mambo must have been teacher varikuita kumuverengera pa chiarithmetic s chaipo ukuvapedza zvavo machips 😂😂