CHIEF BUSHU: Ndinogara Ndichi Bleeder Nekuvaviwa Kusikarudzi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 25

  • @chamvekamarimbe9311
    @chamvekamarimbe9311 9 месяцев назад +2

    Chief Bushu I like the intelligence you have and demonstrate on every case

  • @Dragon-cw6yz
    @Dragon-cw6yz 8 месяцев назад +2

    Kanazvisaite musamanikidze . Go your seperate ways and i will you both all the best .

  • @dzingaimurinye4876
    @dzingaimurinye4876 2 месяца назад +2

    Ku bleeder nekuvaviwa zasi I sick enda unorapiwa hanzvadzi

  • @BeatriceChiweshe
    @BeatriceChiweshe 9 месяцев назад +1

    My❤ humble chief

  • @ssam1430
    @ssam1430 4 месяца назад

    Asingade anenge asingade, zvima discussion izvi kutambisa nguva yevanhu

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 9 месяцев назад +2

    Brother don't worry siyai mukadzi wechikwambo uyo muchawana wenyu

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 9 месяцев назад +6

    Tezvara vane mubobobo vari kushandisa mwana wavo uyo

  • @JeremiahTeteredzai
    @JeremiahTeteredzai 8 месяцев назад

    Kana kwaChigodora yitoriko yakadai iri kupida

  • @lindadause2921
    @lindadause2921 9 месяцев назад +6

    Musikana thinks she is beautiful too much zvekuti haaenderani nemurume uyo

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 9 месяцев назад +1

      maybe - but I think the parents have a huge input in her decision.

  • @MillicentMunetsi
    @MillicentMunetsi 8 месяцев назад +1

    Tezvara vanoziva chinorwarisa mwana wavo, ko kumhanya kuti vakaendavese vasadzoke kuvhundutsira kuti atye adonhedze iripamuromo, ndirini vanondidzorera imwe tinorovana chete

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 8 месяцев назад +1

    This is sad the guy loves his wife.

  • @tapiwamajecha3418
    @tapiwamajecha3418 9 месяцев назад +1

    Bt tezvara ngavadzosere mkwasha imwe mari vakadhura mkwasha uyo kugara nemunhu anonhochururuka ropa haana chaakambodya munhu uyo iwe mface chawanga uchida kusvirawo muromo chii netea isina sugar iyo maitabasa mambo maita gupuro ribude enda utsvage mumwe mkadzi iwe

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa 8 месяцев назад

    endai munonamatirwa mweya wekutora nyaya dzisiri dzenyu kudziita dzenyu kkkk

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 9 месяцев назад +1

    Ummm shame mwana uyu anogona achiitwa mukadzi wechikwambo ngaaende kwaTasvu or Kanengo chero kuchurch chaiko kwaT Freddy or Miracle Paul zvinopera

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa 8 месяцев назад

    mundikwanire in chiefs voice 😂😂

  • @gracegrace4164
    @gracegrace4164 8 месяцев назад +1

    Iwe musikana ukateerera vabereki vako uchaita dzimba dzichiputsika kusvika waramwa waita hure. vabereki vako vane problem. Dambudziko rako seek spiritual help. Unotozoona kuti zviri kukonzerwa nevabereki. Generation yevabereki vedu inonamata nhema shame. Iwe murume nusaore moyo pamwe its ablessing in disguise kurambwa cause mukadzi wako achirikuda kushandiswa nezvikwambo zvekumusha kwavo. paachazoneta ave ne 40 years achazvitsvaga

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 9 месяцев назад +1

    Kasiye nekunaka kwake ano bleedira kumba kwababa vake 🩸

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 8 месяцев назад

    Vabereki vemkadzi imhutse,vochifara ka mwana aramba murume

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa 8 месяцев назад

    vabereki ma shurugwi kkkk vakuda ku sizer mambo

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 8 месяцев назад

    Vatezvara ava havana kunyatsokwana

  • @politematsika1458
    @politematsika1458 9 месяцев назад

    Wanatembo makutadza kutonga manje

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 9 месяцев назад

    Hhhh atori kushandiswa mukadzi uyu ngaaenobatsirwa kwana sekuru

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 9 месяцев назад

    Vasati vatsvaga muroyi ngavatariswe zvese kubva kuropa first. Vanogona kubatsirikana kaflue ako l??? Musanditorawo wrong please kuda kt vanhu vabatsirekane

  • @cephaspawandiwa9727
    @cephaspawandiwa9727 9 месяцев назад +2

    Mambo ava vanotonga zvawo vanobata pane dambudziko chaipo