26 December 2024

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 дек 2024

Комментарии • 13

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 15 часов назад +2

    Ngozi yaTenson ndiyo chaiyo ,azviona kuti vanhu havasikuda kuripa dzakakwana ivo vainadzo zvino hezvo Tenson achaya double muchadura henyu hamusati

  • @nicolattematekenya-qs5yc
    @nicolattematekenya-qs5yc Час назад

    Vanhu ava vanojairira Tensen vachida kumuedza pese paibhadhara vamwe vaidii kusanounganidza mombe dzavo ramba wakadzvanya Tensen

  • @MaciaMunyika
    @MaciaMunyika 15 часов назад

    Ndakachibata chimuti❤❤😂

  • @allenkchidora8705
    @allenkchidora8705 15 часов назад

    Haa iyo ngozi iyo inemunhu pasi😅😅😅 zvidzidzo kune vanouraya vanhu.avo baba vakasungwa nyaya yavo ngainyatso ongororwa vamwe ana Mai vanonyeba

  • @MarthaJanasi
    @MarthaJanasi 14 часов назад

    Kuuraya munhu zvakaoma. Munovambira hama mabasa .ndiudzei kuti 64 mombe 1 imarii zvakaoma shuwa

  • @CuthbertGumbo
    @CuthbertGumbo 14 часов назад

    Yazonyanya Ngozi iyi. 64 mombe dzobvepi

  • @EmmaMahiya
    @EmmaMahiya 13 часов назад +1

    Zvakaoma vedu mambo vachataura nemufi kuti mutemo wenyika ndowakavhara nokti 64 vedu dzawandisa

    • @FelistasSibanda-j6g
      @FelistasSibanda-j6g 10 часов назад +1

      dzakawandisa mombe idzo ngozi iyo yakupenga kure uko ehe munhu ahaurawe asi akupenga mufi wacho

  • @LukenChimonyo
    @LukenChimonyo 2 часа назад

    Ngozi inotaurwa nayo as long mabvumirana kuripa sahwira ndiye anotozotaura nayo

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 13 часов назад

    Dare raifanirwa kuita 20 years pamwana

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 14 часов назад

    Bhozhongora unogona hanzi Chimisa idare apo wandifadza Chamisa hanzi uri dare

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 14 часов назад

    Yerape inonetsa kazhinji vasina mari vanopinda mukati pasina zvavaita
    Vane mari vanobuda asi vapara mhaka
    Pane nyaya dzakawanda dzatinoona payoutube munhu Ave kuti ndakanyeba handina zvandakaitwa

  • @StevenNhavhaya-k5q
    @StevenNhavhaya-k5q 13 часов назад

    Hie bhozhongora na kanyemba I just want to comment pane iyo yengozi, of course 64 MOMBE dzawandisa pakuripa but kwandiri ndoti dzishoma kuuraya munhu it's not a joke please ko who is going to take care of the family left behind kune wamaura 64 MOMBE idzo ishomasa Dai ngozi yatoti 150 to 200 MOMBE chaidzo