KWA MOYO😂

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 окт 2024
  • Mfundisi chokwadi vanozochiwanzawo time time!

Комментарии • 152

  • @takudzwaterence9767
    @takudzwaterence9767 4 года назад +39

    heheheheh kungoona pakaty Nigel, ndabva ndasvika pano, ndipeiwo ma like angu apa kkkkkkk

  • @uchekamwelo6566
    @uchekamwelo6566 3 года назад

    Mandebvu u are getting there ..kudos...Nigel unokara puriz

  • @tinanhango1926
    @tinanhango1926 4 года назад +15

    Trousers raNigel rinotengeswa kupi🤣🤣🤣hanzi rinoda mvura......🤣🤣🤣🤣type yevatendi

  • @jimmydenisdzingai6597
    @jimmydenisdzingai6597 4 года назад +8

    Haaa ini hangu unondigonera nigel....mface wawakaecta naye bhoo manje ndafarira tone yake ..God bless you papa....will act together ....i gues you know me

  • @gmuusha1
    @gmuusha1 4 года назад +13

    That guy is funny, Ratoooshaata baba rice iri ndere kurufu kwa Moyo.

  • @deanvanstan7742
    @deanvanstan7742 4 года назад +1

    hanzi nhamo ndoyandangosiirwa..wakutarisa type dzevatendi vasara😂😂😂

  • @tapfumaneyiadmire8971
    @tapfumaneyiadmire8971 4 года назад +1

    who is this guy??? tkumuda muIndustry he's so talented

  • @benjaminlela3746
    @benjaminlela3746 4 года назад

    Big up Ngoni and Nigel. Yah boys mogonesesesa..... boys ratoshataaaaa iri kunge rice yekwa moyo

  • @Cutetsambarafuta756
    @Cutetsambarafuta756 4 года назад +7

    Nigel you're so gifted, unoflowa zvisina tsinga mukati

  • @shezy4240
    @shezy4240 4 года назад +5

    Pandangonzwa kuti Moyo takamuviga rinhi ndabva ndatoona kuti pane nyaya😂😂

  • @daisyboodesiree9639
    @daisyboodesiree9639 4 года назад +22

    The other guy is good too natural and effortless ❤️🔥

    • @davidchanakira1202
      @davidchanakira1202 3 года назад

      His name is Mandebvu.../the bearded.....(translation)

  • @libertyngoma4085
    @libertyngoma4085 4 года назад +5

    Kkkk haaa rice harichaita pastor chingorasai mubin kkkk the other guy anogona kkk nyc big up team makanyanya

  • @leemoyo4154
    @leemoyo4154 4 года назад +5

    like before watching ,cz always knoe that you are hilarious 😂...

  • @desiretakudzwa1986
    @desiretakudzwa1986 4 года назад

    Mfundisi parice mandikuwadza kkkkk. Hanzi renge richingoda mvura kkk

  • @praisemlambo2383
    @praisemlambo2383 4 года назад +1

    thank you Nigel and Ngoni, mandikwadza nekuseka 🤣🤣🤣

  • @patiedzombe1873
    @patiedzombe1873 3 года назад

    ah you guys are good mese zvenyu...

  • @frankdukx3941
    @frankdukx3941 4 года назад +2

    Pastor munhuwo wakanyepa kt 1 February

    • @tavongagoto
      @tavongagoto 4 года назад

      Been looking for it ndaitoti ndini ndarasika

  • @davidchanakira1202
    @davidchanakira1202 3 года назад +1

    Love the way Mandebvu says 'Aiwa'...😂🔥

  • @rooy2729
    @rooy2729 4 года назад +10

    Hanzi rinekakushata, rakuda nemvura kkkkkkk

  • @patiencemakina4817
    @patiencemakina4817 4 года назад

    Ummm ayas pastor ka rice rekunhamo kwaMoyo here, 4 days muchingodya rice makatakura poto yacho yese ka.

  • @rangariraimancube8289
    @rangariraimancube8289 4 года назад

    kkkk kuchema mufi or nhamo isina kumira mushe😁😂😂😂😂

  • @lindermapfunde5290
    @lindermapfunde5290 4 года назад

    Ndapotsa ndapukunyuka 😂😂 the first few mins i was just smiling ndichiti this time my ribs survived.pabuda lunch ndangobvaruka isat yatombovhurwa ayewa Nigel may you live long & may the Lord continue to bless your hustle you brighten our days

  • @baiwellwhitman5536
    @baiwellwhitman5536 4 года назад

    l respect you bigman keep it up, well done kuzoti pamati rine kakushata nhai? kkkkk

  • @ricksontinotendamaingire2664
    @ricksontinotendamaingire2664 4 года назад

    😂😂😂pane pamwe pekuti hauzoziye kuti vanhu vari kuchema mufi kana kuti nhamo yavasara navo

  • @takudzwaterence9767
    @takudzwaterence9767 4 года назад +5

    hanzi, nekutiii rice iri ndakarirongedza kwa moyo kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @tanatswamagunda559
    @tanatswamagunda559 4 года назад

    kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk ritorimo rimwe rakawanda mumba umu ,,,,hayas mufundisi vadyisa muhu rice rakaora hanzi rinoda uine mvura

  • @colindoyle7302
    @colindoyle7302 4 года назад

    Moziva maitiro enyu moita kunge musiri kuactor mogona henyu Shm Negil sando dzako

  • @jue_anne4110
    @jue_anne4110 4 года назад +4

    😂😂😂😂 hanzi rine kakushata karanako😂😂

  • @kelvinmuchayi6928
    @kelvinmuchayi6928 4 года назад +9

    kkkkkk zvanga zvatondishamisa kuti Nigel kupa munhu chikafu nemanyimire ake kkkkkk ndanga ndaramba kkkkk

    • @brightnesschiweshe7912
      @brightnesschiweshe7912 4 года назад

      Kkkkkkkk rice ndere kwa moyo.......rinenge richida mvura rinyatsodzika

  • @Liahsauramba
    @Liahsauramba 4 года назад

    Hahahahah nigel utori comedy pachezvako kutongokuona nyangwe usina kutaura anything ndinotongonakidzwa ..keep up the good works

  • @nyaradzomusango9863
    @nyaradzomusango9863 4 года назад +6

    First. ..well done Nigel and team😗😗

  • @innocentmurauro653
    @innocentmurauro653 4 года назад

    Today I saw Pastor on my to work at 2nd Floor Joina City vachirova kaBreakfast kavo kechirungu and I ought not to disturb though ndandichida selfie navo. #GoodWorks @ThaSlickPastor

  • @aststacey5659
    @aststacey5659 4 года назад +1

    😂😂ranga richida pane mvura rokurumidza kudzika Kkkk but that guy anogona fambai naye pastor

  • @teclahmudyawabikwa2854
    @teclahmudyawabikwa2854 4 года назад

    Kkkkk hnzi rinenge richida kunwiwa ne mvura....apa futy type dze vatendi masiirwa nhamo

  • @mollygurajena4980
    @mollygurajena4980 4 года назад +1

    Rine kakushata nhai 😂😂😂😂😂😂😂rine kakushata karanako

  • @Munyah_Marlon_Mataz
    @Munyah_Marlon_Mataz 4 года назад +8

    Likes for slick raw talent

  • @blessingmuhera4638
    @blessingmuhera4638 4 года назад +1

    Nigel bho hr patrouse kkkk pastor

  • @tapiwanyakauru7314
    @tapiwanyakauru7314 4 года назад

    talent at its best. you will reach greater heights Nigel

  • @ratidzopraisemyambo5151
    @ratidzopraisemyambo5151 3 года назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Makadziya guys

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 4 года назад

    Nigel ka kkkkk akuda kuti umwe mutendi afe ne rice rakashata kkkk.

  • @emerinamuzenda3907
    @emerinamuzenda3907 4 года назад

    Kkkkkkk ndazviziva kti mu lunch box umo ummm hamuna chakanaka

  • @bothatpaswani433
    @bothatpaswani433 4 года назад

    Kkkkkkk rice ndakarirongedza kwaMoyo.

  • @cathrineshangwa816
    @cathrineshangwa816 4 года назад +1

    Kkkkkkkkk zvakanyanya ndinoseka 😀😂rice rekunhamo kwamoyo

  • @shezmatez
    @shezmatez 4 года назад

    🤣🤣🤣 Slick pastor itai mushe musade kundikuvadza nekuseka zvangu irice rarinhi ramunopa munhu iroro. 🤣🤣🤣

  • @bettydawaka5105
    @bettydawaka5105 4 года назад

    Hanzi rinenge richingoda mvura 😂😂

  • @raymondmasara2620
    @raymondmasara2620 4 года назад

    kkkkkkkkkkk mainyatsonzwa kupombonoka baba mufundisi Nigel

  • @brightchimoyo
    @brightchimoyo 3 года назад +1

    Mandebvu came a long way 🔥🔥🔥

  • @tapiwakanduka3312
    @tapiwakanduka3312 4 года назад

    Zvanga zvandishamisa kuti Nigel chaiye kupa munhu chikafu 😂😂

  • @buhled
    @buhled 4 года назад +1

    Hahahahaha this dude is hilarious 😂😂😂

  • @amisherjoe1374
    @amisherjoe1374 4 года назад

    Pure talent it is

  • @Nyatex
    @Nyatex 4 года назад

    Najo Mwari ave newe ,,,😂😂😂 uchaitisa vanhu Corona virus

  • @lizzie9473
    @lizzie9473 4 года назад

    Thank you so much for this funny but informative clip, first mutual funeral, ndapabata

  • @terrencesvosve5262
    @terrencesvosve5262 4 года назад +3

    kkkkkk hanzi rinoda riine mvura rokurumidza kudzika kkkkkkkkk

  • @joylynetafirenyika9150
    @joylynetafirenyika9150 4 года назад

    Agona mukomana uyo munhu waMwari apa type yevatendi 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @munyaradzijameschipika6178
    @munyaradzijameschipika6178 4 года назад +4

    Nigel 😂😂😂 🔥 🔥 🔥 wakapenga

  • @manyoni189manyoni8
    @manyoni189manyoni8 4 года назад

    Kkkkkk unondiitira nigel sando dzako

  • @rejoenyamande4237
    @rejoenyamande4237 4 года назад

    Hmmmmm munondigonera baba haaa makapenga malove nemalikes for you🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @nesuhthaDrummer
    @nesuhthaDrummer 4 года назад

    Hanzi rice iri imboriedzai😂😂😂😂

  • @richardzhanda5802
    @richardzhanda5802 4 года назад +7

    Hahh Nigel sooka😂😂😂😂😂😂

  • @gamingwithbkaey1184
    @gamingwithbkaey1184 4 года назад

    Chikore😂🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾.... wasimba kudai

  • @matheboythegreatphilosopher
    @matheboythegreatphilosopher 4 года назад

    Hanzi handinkati ndkabika as sch kkkkkkkk, raaakuda mvura kt rikasike radzika kkkkkk

  • @powermutsvairo8509
    @powermutsvairo8509 4 года назад

    Kkkk rinekakushata rinoda mvura kkkk wandiuraya

  • @mainemaz4193
    @mainemaz4193 4 года назад

    Nigel you are the best

  • @nomoremuthissi5401
    @nomoremuthissi5401 4 года назад

    Kkkkkk Raakuuta kakunamana rinotoda ne mvura

  • @anesumharapara7535
    @anesumharapara7535 4 года назад +1

    Baba kurongedza rice kwa Moyo aaaah pwaas

  • @mercymain1934
    @mercymain1934 4 года назад

    Handingati ndirikubika zvangu😄

  • @cathrinepfudza3198
    @cathrinepfudza3198 4 года назад

    Kkkķkk Nagel wakudyisa munhu rice rane 4days

  • @sandrasakutukwa7773
    @sandrasakutukwa7773 4 года назад

    Ah Ngoni na Nigel combination yacho eix kkkkk

  • @ngonidzaishemagombe9988
    @ngonidzaishemagombe9988 4 года назад

    Ngoni😂😂😂

  • @matheboythegreatphilosopher
    @matheboythegreatphilosopher 4 года назад

    Yaaah raaanekakushata nhy kkkkkkkkk

  • @marshalltuso4204
    @marshalltuso4204 4 года назад +3

    kkkkkkkkkk lol ndere kwaMoyo

  • @maumaunze8559
    @maumaunze8559 4 года назад

    This guy is absolutely funny!

  • @patiencesukali5967
    @patiencesukali5967 4 года назад +1

    Kkk Nigel kaa

  • @milidzindlovu962
    @milidzindlovu962 4 года назад

    Kkkkkkkkkkkk kkkk kutora rice kurufu here amana

  • @tendekai
    @tendekai 4 года назад

    Ukangonzonzwa panzi, "ndine ka something mira ndirikuuya" wobva waziva kuti hapana chinobuda.
    Blaz vechikwereti vakaburitsirwa ka plan kekutengesa stock dzatumirwa, Comic Pastor vakaburitsirwa vinegar, uyuwo ne rice rake rashisha.

  • @desmondropa5420
    @desmondropa5420 4 года назад

    Rice harina kushata guys hanzi rotoda une mvura😂😂😂

  • @mukudzeimlambo
    @mukudzeimlambo 4 года назад +9

    "Rice ndakarongedza kwa Moyo"

  • @donaldmututu8447
    @donaldmututu8447 4 года назад

    Rice reparufu 😂😂😂

  • @lovendergwaze4160
    @lovendergwaze4160 4 года назад

    Nigel Nigel Nigel uri munhu akaita sei 😹😹😹?

  • @kudzaimwedzi9693
    @kudzaimwedzi9693 4 года назад

    Nigel anokudzingisa basa waseka pamberi paboss achigaya ukuita basa apa ukuona zvako mface anotora rice kurufu. i'm dead aghhhhhhh

  • @hazviemarunya1813
    @hazviemarunya1813 4 года назад +3

    Well-done Nigel

  • @kineranganai2698
    @kineranganai2698 4 года назад +2

    Comment yangu first Pastor ndauya nechegumi my comment

  • @donkamzy6607
    @donkamzy6607 3 года назад

    Came back for mandebvu

  • @scholinechafa1006
    @scholinechafa1006 4 года назад +1

    Rine kakushata karava nako 😂😂😂

  • @macmc5036
    @macmc5036 4 года назад

    Kkkkk type dzevatenda kkkk🤣🤣🤣

  • @tawandamharakurwa2999
    @tawandamharakurwa2999 4 года назад

    Kkkkkkk uyu akanyanya nigel

  • @rebeccamusvaburi2311
    @rebeccamusvaburi2311 4 года назад +1

    Kikiki kwaaah "nhamo ndiyo yandasiirwa , ndika tarisa type yasara"

  • @jetshot6133
    @jetshot6133 4 года назад

    Kkkkk hanigel nhasi wandipedzera

  • @tjbillionaire905
    @tjbillionaire905 4 года назад +1

    Hanzi type dzevatendi 🤣🤣🤣🤣

  • @tat3nda1
    @tat3nda1 4 года назад +1

    Rice rekwa Moyo 😂😂😂

  • @sylvesterjnrmuwi9668
    @sylvesterjnrmuwi9668 4 года назад +3

    😂😂😂😂abt 4days😂😂

  • @kendrickmangwende4815
    @kendrickmangwende4815 4 года назад

    kkkkkkk boss nigel kkkkkkkkk

  • @kudzanaijameskativhu3672
    @kudzanaijameskativhu3672 4 года назад +1

    Haasi chikore here uyu

    • @gamingwithbkaey1184
      @gamingwithbkaey1184 4 года назад

      kudzanai james kativhu hahaha i think ndiye baba😂😂😂 its Bkay wadii

  • @tatendakuodza
    @tatendakuodza 4 года назад

    idzo dzakanyanya manje. trie to be very polite apo baba vakuramba vachitaura zvekuti rinenge richida ne mvura

  • @DjLifah
    @DjLifah 4 года назад +1

    Mupunga wekwa Moyo😂😂😂😂

  • @alliegerema6370
    @alliegerema6370 4 года назад +4

    Kkkkkkk rinekakushata kwaranako rakuda nemvura kkkkk

  • @miriammimiemaguta7053
    @miriammimiemaguta7053 4 года назад

    Nagie are you a pastor for real? 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @clifemundure4173
    @clifemundure4173 4 года назад

    Pa rice apo kkkkkkkk

  • @tadwavie3825
    @tadwavie3825 4 года назад +1

    Nigel haa wakaoma kkkk

  • @marjoriemuchena6031
    @marjoriemuchena6031 4 года назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂 hokoyo necorona