Madam Boss | The Shabeen Queen | Episode 1
HTML-код
- Опубликовано: 28 сен 2024
- Madam Boss takes on her new role in the highly anticipated series, “The Shabeen Queen.” Tune in to the first episode and get ready for more thrilling episodes, coming exclusively on the TV Yako platform.
muzoripedza kwete kusira panzira 😂
Madam boss ndozvenyu izvi keep it up
This is good ..looks so real .thank you .madam boss and tinaye
These days tirikunakidzwa nemamovies aNakai Tsuro kana maNigerian movies takatosiya.
Anonakidza mamovie aya
taura hako Nakai anogonesa
@@nashemancubetaura hako 💯 ipapo haunyepe nakai is a very talented writer 👌 👏. 😊
Ndeapi iwayo ndipo link
Madam boss kutofitwa ndozvenyu izvo please mutipe 2 yqcho musazongonyarara pa 1 apa
Mayaya
Frets naComic elder vadanei apa
Good job Madam Boss keep it up I love u❤
Tyra pfira denty
I'm happy to see mayaya in the game again
🎉🎉🎉maruva torai apa ndopenyu chaipo
vamayaya
Tinzwirewo kuti kari safe here for human consumption 🤣🤣🤣🤣🤣 bhoooo here Tinaye (Gift -Givhi) kkkkkkk
Mayaya 😂😂😂😂
@memory goche2574 mayaya abva ato remerwa nesecret after a rova kambwa
Zvese zheti ragivhi bvu kuna queen mother ndiwo maramba doro atisingade in the hood and
Madam boss please continue with this production excellent work need episode 2 faster faster.😊
And twice on sunday fanami 😂😂😂😂😂
Chrikupisa ngachirambe chichienda mberi
😂😂😂😂 Tinaye saka mayaya ofa here😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndipireiwo manager one gwati
Kk Deedzai futi Frets panyaya iyi
Iwe pfira Danty 😅
Rudo aripo fti apa nhy??
Svipa dandy iwe😂😂😂😂😂 tyra kkkk
happy to see Tinaye
Pfira dandy madam
Chimbotinzwirawo ka kuti kari safe here for human consumption 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk he is a testing subject
😂😂😂😂 imagine
Madam boss na boss givhi are actors, vamwe they’re goid but still need polishing
Tineyi💥💯
Kufitwa nekuita shabeen queen madam boss😂😂😂 tisingakanganwe gwati rarohwa manager😂😂😂
Ndipireiwoo manager gwati😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 ende ari pihwa 🤣🤣🤣🤣
tineyi 🔥
Umm say no to drugs ..mayaya nearly died of kachasu
Thank you Madam Boss and team
picture great. sound is wrong
I'm in love with the combination ❤
Chakanaka ngachirumbidzwe madam boss nailed her character and vamwe vese vanogona futi.
These days tirikuona ma series e Chahwiriri Media , thanks MADAM BOSS zvirikunakidza tamirira 2 yacho 😅
Madam boss you nailed it
Magona 🎉🎉🎉🎉🎉 keep going
Aaaaah hanzi togona kuka testira pana Mayaya 🤣🤣🤣🤣🤣
Good awareness drama.
nice but kuzopedza manje
Mayaya haana secret 😂😂😂zvese bvuuu kuna queen mother
Haaa Well done Team apa makafambira nyaya 🙌🤣🤣 vamayaya Takuonayi
😂😂twice on sunday muhombee uyoo 😂
boss give na mayaya vahombee 🔥🔥🔥🔥
mayaya akapusa hake🤣
❤❤❤
Nhaimi mandirovereiko muromo 😂
Keep going guys zviri kuita
😂😂😂 ichi chakaipa ichi
Vamayaya
Vamayayaka
😂😂😂😂
𝑴𝒂𝒅𝒂𝒎 𝒃𝒐𝒔𝒔 𝒑𝒇𝒊𝒓𝒂𝒊 𝒅𝒂𝒏𝒕𝒚