Powerful testimony💥💥 by Mai Ev Mushaikwa Matebeleland

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 29 ноя 2024

Комментарии • 17

  • @joycemukaro8958
    @joycemukaro8958 10 месяцев назад +5

    Amen. Dhuku rakaoma vadikanwi. Ndipo pane chengetedzo yedu zvechokwadi. Zviri kutaurwa namai Ev Mushaikwa ichokwadi chizere. Neniwo ndakamaudziwa mashoko iwayo edhuku. Hanzi dhuku renyu iri mai rinoteya ummmm hariiti ummmmm mai ndapa hangu kutenda nokuti dhuku renyu iri rakaoma rinotyisa. Baba ava vaiita kundandama vachitaura asi vaigona kunyatsotaura ndikashaya kuti zvakanga zvabva nepi zvedhuku rangu

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 9 месяцев назад +2

    King Lord Jesus Christ who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe.What the inspiration, transforming, touchable,stoppable testimony. I really actually don’t remove my head scarf! I really actually don’t remove it my head scarf at all! I really actually don’t remove it my head scarf!🕊🕊🕊🕊.God of Abraham, God of Isaac, and God of Jacob continue to protect my precious master EPMMwazha of Africa until Jesus Christ coming to rule in righteousness ! Psalm 71:1-24📖🙏🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊🕊❤️

  • @tatendamadembo8147
    @tatendamadembo8147 9 месяцев назад +1

    Amen. Neni nyaya yakada kudai yedoek ndakasangana nayo. Tinotenda Mwari wakatuma muranda wake EPM Mwazha pamazuva ano ekupedzisira kuzozorodza vanotenda. Nyaya yezvatakadzidziswa nemutumwa, chingava chiii zvacho kuvakadzi kana kuvarume isimba ramweya mutsvene. Kuzvitevedzera kunochengetedza isu pachedu kubva kuhuSatan hwepa nyika. Dei Mwari atibatsira tagona kuchengeta mirawu iyi pamwe nekugona kumiririra chinamato chedu pese patinosvika nepatinofamba.

  • @EgnetaRanganai
    @EgnetaRanganai 10 месяцев назад +2

    Dhuku rangu handibvisi heya rakakosha kudai ndanga ndisingazivi Mwari waPauro andiregerere

  • @InkosiDhliwayo-xu4fg
    @InkosiDhliwayo-xu4fg 9 месяцев назад

    Aleluh for God omnipotent reign 🙏 jeso wakauya wakagadzwa wavekutotonga Ameni kunevanotenda !!!

  • @TKG2024
    @TKG2024 9 месяцев назад

    Thank you mai Ev for standing with your beliefs ❤Someone would choose work than wearing a headscarf

  • @ncubepretty1422
    @ncubepretty1422 9 месяцев назад

    Hallelujah hallelujah Amen amen tinotenda mwari wa 🙏🙏🙏

  • @ChipoMahachi-u6z
    @ChipoMahachi-u6z 8 месяцев назад +1

    Handichabvisi dhuku kusvika Mwari achidzoka

  • @faymasvingise1431
    @faymasvingise1431 9 месяцев назад

    Jesu pamazuva avatema🙏🙏🙏

  • @PersevearenceMukwada
    @PersevearenceMukwada 9 месяцев назад

    Amen ngaakudzwe Jesu

  • @DesireDenge
    @DesireDenge 9 месяцев назад

    Amen 🙏👏👏👏👏👏

  • @alexandermugo2152
    @alexandermugo2152 10 месяцев назад

    Amen 👏👏👏

  • @LoraineP5050
    @LoraineP5050 9 месяцев назад

    Amen

  • @trialvirira1545
    @trialvirira1545 9 месяцев назад

    Amen 🙏

  • @SheilaZviitei
    @SheilaZviitei 4 месяца назад

    Amen amen

  • @PriscillaMoyo-s8x
    @PriscillaMoyo-s8x 9 месяцев назад

    Amen