🔴𝕀ℂ𝕐𝕄𝕀 || The Other Face Of Sungura Music | 'Women and Bands' | ZTN Prime

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 окт 2024

Комментарии • 18

  • @djmambopodcasts
    @djmambopodcasts 2 месяца назад +1

    The Only person to admit kuti In Sungura mishonga yakazara: Respect

  • @Clemence-q1x
    @Clemence-q1x 7 месяцев назад +3

    The first man to publicly admit kuti akaromba uye airoya or anoroya 😂😂

  • @mathiasbegede9231
    @mathiasbegede9231 6 месяцев назад +3

    But why are you not posting the whole show on this platform rather than these bits and pieces. Its not all of us who watch on TV.

  • @ephraimdongo6613
    @ephraimdongo6613 Месяц назад +1

    Kutaura live mishonga yake hakuna Pastor vakadaro

  • @ephraimdongo6613
    @ephraimdongo6613 Месяц назад

    Mudhara uyu ndamutya

  • @ephraimdongo6613
    @ephraimdongo6613 Месяц назад +1

    Mudhara uyu haanyare nemishonga yake handifunge kuti wakatendeuka chaizvo uyu mudhara wekuchipinge uyu unodada nehuroyi

  • @MoyoMawere
    @MoyoMawere 7 месяцев назад

    Sound inotikanganisa

  • @samsonkaziko544
    @samsonkaziko544 7 месяцев назад +1

    guys song iyi inonzii iyi, iri bhoo

    • @tichaonagondo7552
      @tichaonagondo7552 7 месяцев назад

      Rhythm riri ku background iro kuseri ndanzwa nekuitsvagao song yacho

    • @samsonkaziko544
      @samsonkaziko544 7 месяцев назад

      ​@@tichaonagondo7552handiti ZTN yacho i gadai yatiudzao here nhai.

    • @eliasbhonda2195
      @eliasbhonda2195 5 месяцев назад

      Inenge ya PTG on the mic?

    • @munyaradzimakina2798
      @munyaradzimakina2798 4 месяца назад

      Varume song iyo ndeyani please please please tibatsireiwo

    • @munyaradzimakina2798
      @munyaradzimakina2798 4 месяца назад

      Song iyo ma1