Haaa tindo waifanirwa kusiya zvekuita munhu we RUclips wondotimirir ku high Court uk ur CID cz Kan uchimbokwanisa inviestgater nyay yak kubv pawakang usat was wazvarwa zvakaitik usipo uchibuda nazv ummmmmm excellent movie bro I couldn't lie to u I don't understand y people not subscribe ,like and share interesting life stories like this cz there's a lot of stories outside that are being survived until anyway keep going people will know and understand later ❤❤ Tanya the best
The way l see Tindo you were married to your ccter Allana & Pastor is yr brother aswell u are sharing the same father it's Complicated.
Ko Alana aripi long time
Gogo good actress 😍😍😍vanhu vakuru ava
Gogo mama she is so lovely
Tindo please we struggling with volume please it's too low
Ska Tindo naTanya muri vmwe zveee
Mononoka kutipa motipa isina volume Tindoka😂😂😂😂
I miss alana
Refresh
Volume yakazara iyo 😂😂😂😂😂
Volume ishoma
Sekuru dzinemuskanzwa shame hanzi nguva yeWenera kubva yati gedye gedye
kkkk. Varume hatina zera navo shuwa
“Ko Varume ibhuku risingaverengeke” handizirini ndadaro, ndigogo 😂😂😂
Tindo volume ngaiwedzere mbichana 😂😂😂😂thank you nekutipa this tatanzwa nekudongorera bhudhiii😂
Sekuru ndibaba vangu in Tondo's voice shame
🤣🤣🤣🤣 Tanya Tanya chii newe
Yaaa sekuru vaive nemusikanzwa weduwee hanzii ndoenda wenera ivo vachienda kumujolo yaaa varume so ka
Please guys let's like and share ❤❤❤
Yesaya yapindira haaa 🎉🎉🎉🎉Tanga tanzwa nekudongorera tichishaya
Mai tindo kuchenama munonyanya hey
Tanga tatokanganwa guys but anyways thank you
Gogo she’s playing her role very well 😊
But age yako Tindo kana moti mai vakasiya phone number mu basket zvaifamba sei nekuti pamakazvarwa ana Tindo ma cellphone aive asipo muZim
i dont like mai tindo, vanondiitira kamwe kadzungu soo😂kaentitlement
haaa neighbor ndomufarira zvangu
Volume plz
Finally 🎉
😂😂😂😂😂😂😂
Ummm munozorova vanhu imii
Tanya akutozezesa vanhu kusvika pamba 😂😂Tanya ndiri mutop fan asi mmm unobhaiza hako sometimes
guys musazorova futi edzai kutipawo 2 episode pazuva takutokanganwa movie
chakanyanya ❤❤❤
Haaa tindo waifanirwa kusiya zvekuita munhu we RUclips wondotimirir ku high Court uk ur CID cz Kan uchimbokwanisa inviestgater nyay yak kubv pawakang usat was wazvarwa zvakaitik usipo uchibuda nazv ummmmmm excellent movie bro I couldn't lie to u I don't understand y people not subscribe ,like and share interesting life stories like this cz there's a lot of stories outside that are being survived until anyway keep going people will know and understand later ❤❤ Tanya the best
Thank you ne support 😊
thanks guys tatanwa nekumirira. I'm weting for 4ó
Detective Tindo🎉🎉
Was waiting for this episode
Yes Tindo and Tanya
Mai vatindo ngavasiye hairstyle yawo iyo wava mnhu mukuru
Guys munogona bt mukunonoka kutipa
Anyways tinotenda nedzidziso yamuri kutipa ende tikudzidza sure
Keep pushing
Infidelity Huchiiii😂
Volume hapana hapana purizi dhuu samthingwoo
Finally after a long waiting
🔥🔥🔥🔥🔥thank you... yehhh tadzoka
Thanks jamukoko for supporting
Okay
Gogo mhamha 😂😂😂😂😂😂😅 yoh
Hnzi wakuita umwe unhu hwe hubhanditi 😅😅😅😅
Please please remove the music at start of episode
Gogo mhamha kkk
Fainally
Tipewo rimwe nhs
Tasuwa alanah naaliana
Matigonera apa tanga tanzwa nenyota
Mmmmm hupenyu so kaaaa,varume ma1 chokwadi
Gogo mhama kkkk😂
Makunakuna chaivo muInfidelity
My team ❤❤
First like First comment ❤❤❤❤
Tindo why volume watikuvadza
❤❤
Chakandwa chiraaaaaaaaaaaah
Magoooooona ❤
Munozononokawo imi kutikandira but keep it up guys
Tindo unodzifambira nyaya dzacho
Thanks guys munogona keep it up 🎉🎉
Bhora mberi mhofu
Gogo mhamha sekuru baba ummmm life isaita soo
Tasvikawo pano ❤❤❤
❤😊 volume bhoo here😅
Tanya tanya Tanya ❤
Thank you tanga tanzwa
First to comment 🎉🎉❤🎉
❤❤❤❤thanks
Kkkkk gogomhamha
Hanzi ndikuda kt umbogerwawo Tindo kah kkkkk
Waiting for episode 40
Tanya dzopenga chte😂😂😂😂😂
Hanzvadzi ndoyaakatoroora alana
Titende Mhofela
Pamwe sekuru ndivo baba vana tindo
Cameraman bho here this time
Hy guys
Wedzerai volume guys
Gogo good actress 🔥🥰
mai musakwidza voice imi murimi makaita mhosva
Volume yenyu wedzerai plz
I like tindo and Tanya nice combination
Thanks to you
Still following 😊
Finally u does it 😂😂😂
Ko volume iripi
Refresh
Love you guys
Mmm yaah pakafinyama 😊
Moms iyi inemoto .Apa Tindo haana imba ndeya gogo
Thanx
Well dn guys❤
Where is Allana ndamusuwa
Mama Gogo tindo ndozvava poo
Tindo's mom is a hero😊
Hoyo
❤❤❤ was waiting for his
Volume pls
Thanks ❤❤🎉🎉🎉
🎉🎉🎉
PaSound mkoma Tindo
❤❤❤❤
Hoyooo