Ngavabve Ndiuye

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 окт 2020
  • Hahaha mfundisi vafunga Baba naMai Jarzin
    Visit www.mindroidzim.com
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 361

  • @lawrencengwenya5701
    @lawrencengwenya5701 3 года назад +33

    isa like kana wanzwa zita remu next door..( baba Potis Chiwoto )

  • @Its.linience
    @Its.linience 3 года назад +58

    😂😂😂😂😂 Anointing yacho inogona kuwandisa hahaaa Slick

  • @ZimcrimesChannel
    @ZimcrimesChannel 3 года назад +51

    Chaplin Phiri ndokudai. Slick pastor ndokudai. Combination yacho....anointing yacho. kkkkkkk. Ndazoseka

    • @marthakuvamudiki1824
      @marthakuvamudiki1824 3 года назад

      Ndokumbirawo muzouyawo kwanguwo martha kuvamudiki usubscriber THANKS

    • @marthakuvamudiki1824
      @marthakuvamudiki1824 3 года назад

      Hie muzouyawo kwangu martha kuvamudiku musubscriber thanks

    • @matildahtarirokuguyo1986
      @matildahtarirokuguyo1986 3 года назад

      😂😂😂😂♥️

    • @mzee5533
      @mzee5533 3 года назад

      @@marthakuvamudiki1824 iwe hauna zvaunoita chimbonodzidzisiwa comedy nabhutisi naboss kheda apo

  • @pridekanunkha3724
    @pridekanunkha3724 3 года назад +12

    Nigel such a talent,it just comes natural 👏 much love for this guy

  • @Nobodyhere12371
    @Nobodyhere12371 3 года назад +20

    Ndatomhanya ndikanotoramaputii angu ndisaty ndatanga kuona ......lets give 2k likes for nigel❤️❤️

  • @chris_topher007
    @chris_topher007 3 года назад +61

    Network iri kuda kutirwisa😂😂😂

  • @gracekufakunesu9000
    @gracekufakunesu9000 3 года назад +12

    Munonyorerwa script here or zvinongouya zvega. Nigel is so natural. 😂

  • @Chadyaniki
    @Chadyaniki 3 месяца назад +1

    she has a powerful voice. very commanding.

  • @bbzim6185
    @bbzim6185 3 года назад +10

    Chaplin Phiri comedy ndiko kwavo chaiko😀😀😀😅watifadza nhasi Nijo kuunza munhu waMwari uyoo..komborerwa Nashe

  • @sibongiledhliwayo8397
    @sibongiledhliwayo8397 3 года назад +3

    "... anointing inogona kuwandisa panzvimbo one..." 🤣🤣😂😂🤣🤣🤣😂😂😂😂🤣🤣😂

  • @jacquelinetswatswa633
    @jacquelinetswatswa633 3 года назад +19

    Nijo na Chaplin haa pakuzonakidza pano🤣🤣 combination yacho moto

  • @tdamedia7522
    @tdamedia7522 3 года назад +22

    Nigel asi chii nhay 😂😂😂'plan haishaike ndachida kunzwa kuti munobvuma here'

    • @marthakuvamudiki1824
      @marthakuvamudiki1824 3 года назад

      Hie ndokumbirawo muzouya kwanguwo martha kuvamidiki musubscriber maita henyu

  • @lajoyjackson3226
    @lajoyjackson3226 3 года назад +8

    Munhuwamwari + Chaplin pari kubvira🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @munyaradzijameschipika6178
    @munyaradzijameschipika6178 3 года назад +1

    Ndiripo mu top ten 😊😊😊

  • @Jeremy-cb7ov
    @Jeremy-cb7ov 3 года назад +4

    Woow had missed the Jarzins

  • @cynthiachabuka4566
    @cynthiachabuka4566 3 года назад

    Chayii chayii Pastor Ava 🤣🤣

  • @chiposmashora6434
    @chiposmashora6434 3 года назад +10

    virtual prayer sessions kkkkk

  • @mhofela7700
    @mhofela7700 3 года назад

    Rega nditomboione mindroid yacho

  • @lucillenmpofu9114
    @lucillenmpofu9114 3 года назад

    Nigel....you've got talent shem...lolest

  • @nenyasha07
    @nenyasha07 3 года назад +12

    Network irikutirwisa 🤣🤣🤣

  • @maramurob.s8550
    @maramurob.s8550 3 года назад

    Keep it up pastor 😜😜😜

  • @pedzisaimandebvu2660
    @pedzisaimandebvu2660 3 года назад

    Mkuomesera Mai jazen amana kkkkk

  • @kudzaichimunya4859
    @kudzaichimunya4859 3 года назад

    Missed baba Jarzin😂😂

  • @tamaryandritta6268
    @tamaryandritta6268 3 года назад +1

    Nijooooo 🤣🤣🤣🤣 smairi mahara shuwa

  • @tholakelesaule9517
    @tholakelesaule9517 3 года назад

    This is the best my guy😆😆😆😆😆😆😆

  • @scholasticasibanda8910
    @scholasticasibanda8910 3 года назад +15

    Baba Jarzin vane patience amana🤣🤣 Mfundisi garai mu Zimbabwe musanetsa vanhu

  • @Jeremy-cb7ov
    @Jeremy-cb7ov 3 года назад +7

    Ndi chaplain phiri here ava 🔥

  • @vimbaivifford7155
    @vimbaivifford7155 3 года назад

    Kkkkkk ndadhiniwa like its real 🤣🤣 kutonzwa hasha chaiko. Well done guys

  • @oziusmahere625
    @oziusmahere625 3 года назад

    Pastor vanoda high life for sure 😂😂😂😂

  • @catherinechaparapata8106
    @catherinechaparapata8106 3 года назад +1

    Kkkkkkk ngavabve ini ndiuyewo kkkkkkk boo hr kkkkk

  • @patiemakhu8578
    @patiemakhu8578 3 года назад

    Iiiih haah Nigel ka😂😂😂😂ndafa nekuseka

  • @dreyar5018
    @dreyar5018 3 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣aaaah pastor vanonetsa ava😂

  • @munyaradzitmtapi3005
    @munyaradzitmtapi3005 3 года назад

    Hahahaha yes yes... ndanga ndasuwa mhuri yekwaJarzin

  • @mayleenmuchengu3585
    @mayleenmuchengu3585 3 года назад

    Aah Mufundisi ava 😂😂

  • @dephinechamisa6161
    @dephinechamisa6161 3 года назад +2

    I literally stay here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂I can reWatch your skits all day every day

  • @My263News
    @My263News 3 года назад +1

    Akoma Nijooooooooooo...... wagwan🙌🙌🙌🙌

  • @this_is_nyeleti
    @this_is_nyeleti 3 года назад +2

    Potisi..
    Me thinking that’s the surname
    Nigel:
    Chiwoto
    Ahhh 🤣😹

  • @melindamtandi3938
    @melindamtandi3938 3 года назад

    😂😂😂😂 Nhamo yakuita kutambira mumba🙌🙌🙌🙌🙌

  • @banyayitv8657
    @banyayitv8657 3 года назад

    I love mai chaplin💃💃💐🌻

  • @agnesmachigere3720
    @agnesmachigere3720 3 года назад

    kkkkk ndaparara 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @lovejoymachingura6905
    @lovejoymachingura6905 3 года назад

    Hanzi vese namai jazin😂😂😂

  • @barbrachinocheka9696
    @barbrachinocheka9696 3 года назад +10

    Nigel arikuda zve ndege 🤣🤣🤣🙊🙊🙊🙊🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣dai You tube yatiisiravo pekuti tiite zve audio tichiseka🤣🤣🤣🤣🤣

    • @tariro101
      @tariro101 3 года назад

      🤣🤣🤣🤣🤣 Nijo eish... sorry ndakunetsa 🤣🤣🤣🤣

  • @amisherjoe1374
    @amisherjoe1374 3 года назад +1

    Annointing inozowandisa 🤣😃🤣

  • @wedzetiger1999
    @wedzetiger1999 3 года назад

    kana nyadzi pastor

  • @Rumbie_Mamoyo_Omuhle
    @Rumbie_Mamoyo_Omuhle 3 года назад

    Hanzi "sorry ndakunetsa"😂😂

  • @wellingtonpaurosi4161
    @wellingtonpaurosi4161 3 года назад +1

    Haiyaaaaa, pamwe pacho unenge usingade kuseka soo

  • @lovemoredambikwa
    @lovemoredambikwa 3 года назад

    Kkk Mr slick makanyanya

  • @nyashancube9570
    @nyashancube9570 3 года назад

    Nigel ....gara pasiii

  • @Mukanyajnr055
    @Mukanyajnr055 3 года назад

    Ma Jarzin vanga vakuda kutoseka wo

  • @theoznkomo4751
    @theoznkomo4751 3 года назад

    Mufundisi Phiri here avo hahahaha

  • @dianachinowawa7492
    @dianachinowawa7492 3 года назад +3

    Thumbs up to Chaplain,baba namai Jarziin
    And always much love for Muzodziwa

  • @milidzindlovu962
    @milidzindlovu962 3 года назад +1

    Jazeni ari mu nhamo na mfundisi kkkkkkk

  • @algiechirenga5307
    @algiechirenga5307 3 года назад

    😂😂😂 Dai network yarwisa chose

  • @rejoicechitsike8936
    @rejoicechitsike8936 3 года назад

    Wooooow mama charplin ko zvavatori good actress

  • @tafadzwambodza2546
    @tafadzwambodza2546 3 года назад +3

    Mufundisi vakuda kurova kamovement 😂😂😂😂

  • @charlesmudima960
    @charlesmudima960 3 года назад +3

    just used mindroidzim and the transaction was successful simple online payment. Great stuff !!

  • @princes9035
    @princes9035 3 года назад +1

    Kkkkkk kwaaa pamati chaplain phiri ...aiwa ipapo bhoo 💃💃💃💃💃💃💃💃mukuru wangu Mandela power ini

  • @gerlngwenya8332
    @gerlngwenya8332 3 года назад

    Kkkkk ndaseka ndisati ndatanga kuona

  • @craigohamba20
    @craigohamba20 3 года назад +4

    Ummmm Nigel Nigel Nigel haayaass kuactor kwenyu mdhara ndekwe calling, ndogara ndichifara zvangu,, deno mufundisa mamborega kuenda kuS.A mambouyawo neanointing kuno KuNamibia coz kuS.A inozowandisa mukaita vaviri ikoko. watching you from Namibia,

  • @ishmaelrupanga9354
    @ishmaelrupanga9354 3 года назад +1

    Mai nababa Jazeni vanga varova. Trouse ramufundisi radzoka

  • @matildahtarirokuguyo1986
    @matildahtarirokuguyo1986 3 года назад

    Nhaimi menge mazvifunganguvaiko veduve😂😂😂😂😂🙌makuda matoken ezesa😂😂😂😂😂

  • @bakevythecomicmc1058
    @bakevythecomicmc1058 3 года назад +2

    The return of baba naMai Jarzin

  • @archilmaruta7997
    @archilmaruta7997 3 года назад +1

    Mwana ma system acho anogona kungofanana kkkkkk

  • @mimismile5948
    @mimismile5948 3 года назад

    Nijooooooo to the world!!!!!.

  • @munyaradzimanduna8384
    @munyaradzimanduna8384 3 года назад

    Mukomana wepaBindura so Vhuli gate... nendege😂😂😂😂😂😂

  • @tafadzwamaraswa5604
    @tafadzwamaraswa5604 3 года назад +3

    patient like Ba Jarzin, irritated like mai Jarzin, uncaring and going for your target semunhu waShe

  • @kmraphie
    @kmraphie 3 года назад +1

    Munhu waMwari ngaagadzirire kubva ini ndatova munzira😂😂😂Nigel tha Slick watoomunziira here wangu😆😆😆

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 года назад

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk mkoma Nijo along side Chaplin Phiri 🙌🙌🙌

  • @praisegwande9370
    @praisegwande9370 3 года назад

    Chiitai kuti munhu waMwari abve ini ndiuye.......finish🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ladygazaa5923
    @ladygazaa5923 3 года назад

    Wooooow woooooow mai jazeni

  • @morrischatikobo5775
    @morrischatikobo5775 3 года назад +2

    Nekuti maborder zvaavhurwa hapana zvandaikwanisa kuita hre😁😁😁😁😁😁

  • @melodytanga3941
    @melodytanga3941 3 года назад

    Mufundisi.. Hino token rotengwa remarii... Mademands acho.. Kkkk

  • @shezy4240
    @shezy4240 3 года назад +4

    Chaplin varamba kufananidza mhiri neKuMusha😂😂

  • @upenyuchiniko5436
    @upenyuchiniko5436 3 года назад

    Ndaseka zvangu, kkk

  • @providencesithole8573
    @providencesithole8573 3 года назад +1

    Anointing panzvimbo one inogona kuwanda🔥🔥

  • @witnessgobvu1723
    @witnessgobvu1723 3 года назад

    Mfundisi manyanya aah. Makushungurudza vanhu. Kkkkkkkkk. Annointing inozowandisa paone place 🔊🔊🔊

  • @nenyasha07
    @nenyasha07 3 года назад +16

    Annointing inogona kuzowandisa🤣😂🤣😂🤣

    • @marthakuvamudiki1824
      @marthakuvamudiki1824 3 года назад

      Hie ndodawo muzouyawo kuchannel kwangu martha kuvamudiki usubcriber thanks

    • @nenyasha07
      @nenyasha07 3 года назад

      @@marthakuvamudiki1824 ok

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 3 года назад

    Haaa Mai nababa Jazini vane nhamo nevafudzi vavo vemweya kkkkkk kkkkkk

  • @rozannemunetsi6000
    @rozannemunetsi6000 3 года назад +3

    Chaplain 😍

  • @vincentbengura852
    @vincentbengura852 3 года назад

    Ahhhh Nigel ka
    😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂

  • @berthinachaurura3756
    @berthinachaurura3756 3 года назад

    Nigel kuda kusuwiwa here kuita kuvhunza kasingaperi kuti "mandisuwa ka"😂😂😂

  • @vimbaimuteiwa5479
    @vimbaimuteiwa5479 3 года назад

    Network irikuda kutirwisa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @brooktanadiwa
    @brooktanadiwa 3 года назад

    Hmmmmmm vemumachechi muri munhamo 😂😂😂😂😂🥴🥴🥴🥴

  • @tondetandi8953
    @tondetandi8953 3 года назад

    😂😂😂😂 Nigel please annoiting ikawanda panzvimbo imwe zvinoita seiko 😂😂😂 hanzi itai vauye ndiwane kuuya

  • @samzana3687
    @samzana3687 3 года назад

    kwaJarzin😂😂😂😂

  • @Kevin-gz7th
    @Kevin-gz7th 3 года назад

    Murikuenda here anytime soon, Pastor? Hanzi nhamo inoita kutambira mumba😂😂

  • @rangariraimancube8289
    @rangariraimancube8289 3 года назад

    Anointing ingazowandisa kkkk

  • @beautymark5842
    @beautymark5842 3 года назад

    Nijo Nijo...nyaya dzako ingani nhai...pa 1 call...hama dzako dzese dzakasimba dzauno actor nadzo...well done bro..kip the fire burning...❤

  • @pritchardchitowa6988
    @pritchardchitowa6988 3 года назад +1

    lol 😅😅😅 hakuna pastor vakadai
    nice one nijo👌

  • @clifemundure4173
    @clifemundure4173 3 года назад +1

    Hanz network ikuda kutirwisa🤣🤣🤣🤣

  • @tinotendamakoto8921
    @tinotendamakoto8921 3 года назад

    Anointing inowandisa😂😂😂😂

  • @pamelakudzaimaruta
    @pamelakudzaimaruta 3 года назад

    Nijo kaaaa😂😂😂😂😂😂😂

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana5341 3 года назад

    Kkkkkkkkkkk nhsi ndaseka

  • @watsonmtau6875
    @watsonmtau6875 3 года назад +2

    Kana mangobvuma chete zvoita😂😂😂😂

  • @KMUGUTA
    @KMUGUTA 3 года назад

    "Anongokwana mazuva mashoma kusvika ndauya ikoko" kkkkk

  • @barrylungu9186
    @barrylungu9186 3 года назад +1

    Easily the best comedian in the country.

  • @asherthemaster
    @asherthemaster 3 года назад +3

    🤣🤣🤣network iri kuda kutirwisa

  • @sir_kay
    @sir_kay 3 года назад

    Ndandichida kunzwa kuti munobvuma here....Nigel munhu waJehovah😂😂😂😂😂

  • @monytalentgwenhere3339
    @monytalentgwenhere3339 3 года назад

    Network ikuda kutirwisa 😂

  • @kudzaiglory8445
    @kudzaiglory8445 3 года назад

    Yohwee Nayijero kkkk chako chaunozviitira ndechipi kkkkkkkkk ndaseka nhasi