matare nasekuru mhofu museyamwa movabata panumber idzi +27 69 546 1121 or +27 69 778 0102
HTML-код
- Опубликовано: 13 сен 2024
- ungaziva sei kuti unemanjuzu unoakumbirira sei uye unoziva sei kuti sahwira afambisa dare rako namazvo #capetown #jitimusic #manjuzu#chinyakarecheduchakaendepi
Thank you sekuru nedzidziso
Ndafarira bopoma iro hey
Nyaya yema njuzu iyi yakutyisa dzave pakawanda dzechokwadi hadzichazivikanwa kumadziva kwakuitwa zvinotyisa zvakawanda
Totenda nedzidziso