HARARE....AKATANGA ARI MUPOROFITA IYEZVINO +AVAN'ANGA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 янв 2025

Комментарии • 53

  • @veeee7248
    @veeee7248 5 дней назад +7

    Mbavha iyi guys 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 usanyepere vanhu iwe paye waiti wotumira nyuchi

  • @sallymakoni2908
    @sallymakoni2908 4 дня назад +1

    kana munhu ave kuchivanhu zvajaipeyi asi dai zvanzi ndimadzibaba maita amen kana munhu ave zvekwake musashore nekuti mangwana zvichasangana newe tozoti kudii

    • @PreciousSidhuna
      @PreciousSidhuna 4 дня назад

      Sure mudzimu ino dsvova kuchurch hai ugotaura

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад +3

    Acording to the bible ndeupi akatanga achitumwa namwari akazoven,anga

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 дней назад +4

    Drewmas media maisa number dzemubatsiri pa screen ko dzevamwe sei musingaise 😂😂😂😂😂

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад +5

    Akadzingwa kumasowe uyo ndinomuziva aipomba nevakadzi vevanhu uye akazoporofitwa kuwedzerera chiporofita ngaanyatsotaura ndinomuzivisisa munhu uyu kubva achiuya musowe aingove n,anga

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 5 дней назад +1

      😂😂😂😂😂😂

    • @MaamMabhee
      @MaamMabhee 5 дней назад +2

      saka urikutaura here kuti yaiva n'anga muchurch kkk

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад +4

      @MaamMabhee excly good ndizvozvandirikureva chaizvo izvozvo

    • @MaamMabhee
      @MaamMabhee 5 дней назад

      @ChipoMpofu-hl2ll kkkk hooo iyi yaremera kumusoro setsvimbo handichaigona kkk

    • @tafadzwangazimbi489
      @tafadzwangazimbi489 2 дня назад

      akadzingwa naMwari here kumasowe ..vanhu vatema ndopatine dambudziko w r aĺl sinners mhani bt some1 anotozoita rimwe simba rekudzinga vamwe kuda kuzviidza Mwari

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 5 дней назад +1

    Zvakaoma mwari. Mwari

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад +2

    Team ekedhi riye ravekubudapachena musasvibise kereke dzevamwe

  • @thompsonkahwemba5307
    @thompsonkahwemba5307 2 дня назад

    Mukagaragara musatambe na Mwari munopera kufa ndapedza.

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 дня назад

    Maporofita ese anembira in'anga dziya handichataura mazita😂😂

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 дня назад

    Kutsvaga raramo 😂😂😂 nenhema

  • @KundiNyax
    @KundiNyax 2 дня назад

    Mwari kudenga uku anoonerera veduwe.zvorikuitika pasi pano

  • @MaamMabhee
    @MaamMabhee 5 дней назад +1

    ndanzwa kuti mishonga inotumirwa nerusero zvorewei ndasara

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 3 дня назад

    Ko sei vakapfeka gamenzi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 дня назад

    Chiporofita chese chinevamunoona vanobva nekun'anga idzodzi vachinyepera vanhu 😂😂😂 musandituka

  • @TakemoreMutandani
    @TakemoreMutandani 5 дней назад +1

    ❤❤❤❤

  • @NailsofbeautyMukwarakwara
    @NailsofbeautyMukwarakwara 4 дня назад

    Yagara iri ,nga yaida kunyengedza zvamwari

  • @lerossybae
    @lerossybae 5 дней назад +6

    Zvagara zvinofambidzana chiporofiti neun'anga ini ndakazviona ini cz pazvinoburwa pamwechte zvongosiyana pakt kuzoshandisa mishonga nekushandisa nhombo chte

    • @charityhwara1653
      @charityhwara1653 5 дней назад +1

      Ndochokwadi hacho

    • @HappyPufferFish-pu2hk
      @HappyPufferFish-pu2hk 5 дней назад +1

      That's true

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад +3

      @@lerossybae zvinowanikwapa Verse animubible

    • @dumbakaterere2948
      @dumbakaterere2948 5 дней назад

      @@ChipoMpofu-hl2ll 1. bible rakanyorwawo or compiled nemunhu anenge iwe
      2. Zvinhu izvi zvinonzwisisika nemunhu ari spiritual not religious
      Maporofita, n'anga, ana Papa vese chinhu 1.

    • @lerossybae
      @lerossybae 5 дней назад

      @@ChipoMpofu-hl2ll Andizivi nezvebible ndri makumbi Chipo

  • @RebeccaJenniferChipunga-be9ky
    @RebeccaJenniferChipunga-be9ky 5 дней назад +1

    Zvaonekwa vapwere 🙈🙈🙈

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 дней назад +1

    Asi zvinombofamba seiko uuuuuu zvakaoma

  • @muchinesumoyo1699
    @muchinesumoyo1699 5 дней назад +1

    Ko misana yevarume isisina simba pabonde vanobetsera here

  • @sallymakoni2908
    @sallymakoni2908 4 дня назад

    mazimba mune problem yekuti munhu akatanga kungoita zvechivanhu moti akaipa moti kupenga ndosaka musingapone imi musashore kwenyu kuda kunoshora ndasaja muchitambura

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 дня назад

    Tavapo

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 5 дней назад +1

    Varume vanonzi vana Giribheti

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 5 дней назад +1

    Haaa Kwanzi ruzhinji rwe Rhodhizha?????

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 5 дней назад +2

    Ummm panoti chisero apa vanaNhehoreka vawanda

  • @tanyairene3225
    @tanyairene3225 4 дня назад

    Hameno chokwadi

  • @NigelShumba-df7pu
    @NigelShumba-df7pu 4 дня назад

    Drewmas mavakuisa number dzevabatsiri?Kana zvisina kuitika nemistake makorokoto

    • @EmilyMunyetu
      @EmilyMunyetu 4 дня назад +1

      Dzagara dzasekuru avaa dzakazara idzoo pachena haavadii nedzashumba wekubatsira tenson uyaa ndodzandoda inii

    • @NigelShumba-df7pu
      @NigelShumba-df7pu 3 дня назад

      @EmilyMunyetu Hoo so idzi vakaona kuti havangaiti mari nadzo better kungodziisa nhai

  • @lerossybae
    @lerossybae 5 дней назад

    Apo maisa number imwechte pamati or apo makanganwa kuisa dzimwe

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  5 дней назад +2

      Dziripo dzese

    • @lerossybae
      @lerossybae 5 дней назад

      @drewmasmedia3856 Ndikureva kt maisa same number ndikati pamwe pamati or apo manga muchida kuisa imwe number yepiri

    • @DavidMakai-v3t
      @DavidMakai-v3t 5 дней назад

      i number 1 yakanyorwa ka2​@@drewmasmedia3856

    • @josephshamba9547
      @josephshamba9547 5 дней назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 5 дней назад

      ​@@drewmasmedia3856nguwo tsvuku ahasi Masowe vaneshamba muchida zvizere ndezvemasowe batai madzibaba DVD muvaite interview ndikokuti muzive nezvechipfugamo uyu akagara irin,anga kubva kunasekuru vake inga arikutaura

  • @Masimba-b2i
    @Masimba-b2i 4 дня назад

    Rhodesia?? haa chii ichocho nhy

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 4 дня назад

    Zvagara zviriko kuti vaya vanozviita maporofita in'anga zvese