KUSHAIKWA KWEMWANA (update) MIBVUNZO KUMA POSTORI

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 окт 2024
  • VONDANDAMA

Комментарии • 385

  • @paige007
    @paige007 Год назад +39

    Drewmas Dai vaisa pic remwana uyu pashow yavo incase mwana pamwe anenge akabiwa... pic rikazara kwese kwese vanhu vakawanda vanokwanisa kubatsira kutsvaga .

    • @JacobTizirai
      @JacobTizirai Год назад +1

      Yaaa true, but kufacebook page raaunt jack rakaiswa pic😊

    • @paige007
      @paige007 Год назад +1

      @@JacobTizirai like I said pic ngairiswe kwese not pafacebook page remunhu one chete

    • @stellahchakwenya1335
      @stellahchakwenya1335 Год назад

      ​@@JacobTiziraiumm ndarishaya papage pamukutaura

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 Год назад +23

    Drew Media.., you’re 💯% right to ask some stiff questions, and it looks and sounds “something fishy” there with their answers at the end! But you know what..? You mentioned Teteguru Sekuru Tasvu..! I know now that everything is in control! If Mapostori knows where the child is, we will soon see them break-dancing and spinning their heads rapping nonstop on the floor! Telling everything we didn’t even anticipated! We will know where the child is that’s a last bus stop! Kwa Sekuru Tasvu! After that, to Hwedza! We still need that child wether Dead or Alive!!

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад +19

    Thia girl knows something. Please dont be like mai Lacy iwe musikana iwe please.

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Год назад +22

    Cant wait sekuru Tasvu

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Год назад +8

    King of the jungle, taking us to another level Dremas media musandione kunonoka ndange ndichiuya

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +8

    Good work Mr Neshamba shumba mabvunza chaizvo mweya wacho urikudii kutaura pane mwana zvimaporofita izvika uuuuu Mmmm zvazonyanya kunyepa vachitamba neupenyu hwemwana

  • @paige007
    @paige007 Год назад +32

    Mwana akashaika pane vanhu vemweya mapositori but mweya wotadza kuwona kuti mwana aripapi mapositori enyu aya dzangovanharo....

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza Год назад

      Wotoona kuti vasiri vemweya vanonamata murima better

    • @nokueganya6258
      @nokueganya6258 Год назад

      Zvakangofanana izvi ,jesu afa wani asi aive nemweya

    • @josephined8931
      @josephined8931 Год назад

      People shouldn't rely on kuporofitwa unozotadza kuzvifungira wega , pray for yourself

    • @paige007
      @paige007 Год назад

      @@nokueganya6258 dzangovanharo im sure nekapinduriro kako aka urimupostori..

    • @catherinekangoya8964
      @catherinekangoya8964 Год назад

      ​@@nokueganya6258musafananidze jesu nezvinhu zvisina basa ,Saka muchirohwa neshamu

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Год назад +23

    This girl knows something 🤔🤔🤔Drewmas you are doing a good job 👏

    • @djnodza3420
      @djnodza3420 Год назад +1

      True it seems like someone asked her to change her statement

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад +1

      Mwana akamuvona asi zvakaitika chaizvo pamwana haazivi. Zvinofanira kunge zvichizikanwa nevakuru; ndosaka musikana akataura chokwadi pakutanga. Ipapo anga asati atsindidzwa nevakuru vacho. Iye zvino statement yachinja becoz atsindidzwa. Pakutotanga vakuru vanga vasina kutoziva kuti musikana uyo avona mwana ndosaka vanga vasina kumutsindira saka akangotaura chokwadi.

    • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
      @memoryrumbidzaimushapaidze5090 Год назад

      Chokwadi something is not right batai musikana uyo atsindidzwa zveshuwa

  • @fungisaimasiya6383
    @fungisaimasiya6383 Год назад +10

    Musikana uyo ane mhosva uyo akarohwa anotaura chokwadi arikunzvega nzvega uye akukakama

  • @CarolinaMachipanda
    @CarolinaMachipanda Год назад +16

    Uyo wekuona mwana ngaataure zvizere, ko anoti haasiriiye, ko iye arikutsvagwa wacho achiti haamuzive, arikuzama Kuti kudii?

  • @sebastiannhembe3439
    @sebastiannhembe3439 Год назад +8

    Kana Mwana Aine chiwanhu hazvidi short cut yechipostori.Munhu anokumbirirwa koita hochekoche yedzimu nemweya ochengtwa kwete zvavekurwisana nemidzimu vachiti tinonamata nekuti tiri vatema kanaJesu aiva nedzinza

  • @thebakerbrothernorwood943
    @thebakerbrothernorwood943 Год назад +1

    Will take you to another level keep good work guys,musandione kunonoka ndangandichiuya

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад +7

    Inga zvakaoma veduvee nyika yebu yoenda Kuma were chokwadi asi sekuona kwangu mbuya ava vanoziva kune mwana sei vachiti pamwe angava muupenyu mapurisa akarova Mai ava vanotaura kuti mwana aripi

  • @VaidahChipere-go1qb
    @VaidahChipere-go1qb Год назад +8

    Sekuru Tasvu nagogo Chihoro ngavabatsirane mwana awanikwe

  • @linomsadube
    @linomsadube Год назад +8

    Akarohwa musikana Uyo anotaura

  • @spinsterchingwe2870
    @spinsterchingwe2870 Год назад +3

    Ndafara nekubvisa pride mukaendesa kwaTasvu mazvikokota vagona baba avo welldone

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +5

    Mibvunzo ya Shumba so kkkkkkkkk asi ini ndakato zvifungawo Kut mai baba vakagerwa asi mwana oita ngundu Yaa

    • @godfreymapuranga4070
      @godfreymapuranga4070 Год назад

      Zvehair style hazvina basa inindine mhanza asi ndodarira ruster saka ndotoda kurionera kuvana vangu.

    • @godfreymapuranga4070
      @godfreymapuranga4070 Год назад

      Zvehair style hazvina basa inindine mhanza asi ndodarira ruster saka ndotoda kurionera kuvana vangu.

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Год назад +2

    Thank you very much Drewmers Media nebasa guru ramurikubata always taking us to another level 🙏

  • @melgwency
    @melgwency Год назад +14

    Akachinjisa musikana uyo statement anoziva something,😢

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Год назад +15

    Ndopaunoona kuti chiporifita is fake vadiyi kuona kune mwana kamusikana keku shop she is try hide something mwana akatorwa nevanhu vepa shop

    • @Amarie077
      @Amarie077 Год назад +1

      Yes she knows why is she saying something different.

    • @lobbychikonamombe1559
      @lobbychikonamombe1559 Год назад

      Akanovhundutsirwa kumba mwana uyu

    • @lindamakina1034
      @lindamakina1034 Год назад +1

      Ndoona sekuti mwana akanzi iwewe uchasungwa nekuti ndiwe wakapedzisira kuona mwana akatonzi ita asiriye nevabereki

    • @Amarie077
      @Amarie077 Год назад

      @@lindamakina1034 Manje baba vacho vakaenda kwasekuru Tasvu vachanotasvurwa.

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Год назад

      @@Amarie077 tasvi hana chaanoziva

  • @melodytaaziva7221
    @melodytaaziva7221 Год назад +3

    Uyo musikana ndanzwa sekuti mwana wemupurisa, saka akaudzwa nababa vake kuti chinja statement.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +1

    nhasi rarimwe zuva, thank you Drewmas media team. zvakaoma veduwee tava nemibvunzo yakawanda kudarika mhinduro

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Год назад +5

    I said it before kuti endai kwasekuru Tasvu vatasvure

  • @FadzaiChakavarika-wt8dj
    @FadzaiChakavarika-wt8dj Год назад +3

    Uyu musikana anoziva kune mwana

  • @KudakwasheBhaira-e1d
    @KudakwasheBhaira-e1d Год назад +2

    Mai vemwana problem unosiya mwana Kunze uchipinda muchch Sei

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 Год назад +1

    Nhasi nderimwe zuva Drewmas media taking us to another level. Haaa umwe futi

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Год назад +6

    Pamba pemusikana iyeye ngapapindwe dzimba dzese atsvagwe mwana uyu. Nhau dzemashops nekuchekereswa kwevana is vast. I’m not trusting vanhu vepamba pakapedzesera kuonekwa mwana uyu.

  • @patiencemuseri7610
    @patiencemuseri7610 Год назад

    Sahwira woye ndanga ndichiuya lov that song usandione kunonoka ndanga ndichiuya

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 Год назад +3

    Mapurisa ngava bvunzisise musikana uyo ndiri kutoona ndiyo number 1 suspect achiteverwa naamai mufundisi avo

  • @lookout1234
    @lookout1234 Год назад +3

    Haaa mai vemweya vakachena havo ihasha chete dzatakaita day rekutanga😂

  • @PreciousChipenga
    @PreciousChipenga Год назад +2

    Musikana uyu handimuchenesi kutaura chokwadi anoziva kunemwana,her facial expression tells it all

  • @DirwahSave
    @DirwahSave Год назад +6

    Nzou anozo smaira veduweee😂😂

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 Год назад +10

    Drewmas media taking us to another level

  • @tamarigwinji
    @tamarigwinji Год назад +3

    Vaneshamba musikana uyu there is something wch is nt adding up ...ATI ndakazomuona nevamww mai nw she saying haasi iye

  • @ernestyusufu7828
    @ernestyusufu7828 Год назад +1

    Rasta haina basa. It is just a style Andrew. Ngatitsvsgei mwana chete.

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Год назад +1

    Mmmm musikana uyu kaaa musamusiye atoudzwa zvekutaura maybe vabereki vake sezvo vane shop ,vanechekuita

  • @letitiamudzingaidzwa7790
    @letitiamudzingaidzwa7790 Год назад +2

    I love this song..how can l get the full version.Afro-beats manyama

  • @lydiakhumbula7359
    @lydiakhumbula7359 Год назад +4

    Zanu yakachekeresa vana vawanda

  • @CarolineNdamba
    @CarolineNdamba Год назад +5

    Ko iye anozviti muporofita anoti mwana aripi vanhu ngavarege kuchekeresa vana nokuda chiporofita

  • @shantelnyamudahondo-fg8zb
    @shantelnyamudahondo-fg8zb Год назад +2

    Can't wait to see sekuru tasvu 🏃🏃🏃🏼‍♀️

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 Год назад +9

    Kilometers hre kna kti meters

  • @mikemugwede444
    @mikemugwede444 Год назад +8

    Kana paSowe paine toilet vanhu vakambotarise here mutoilet especially zvima Blair

  • @samuelsimbi9467
    @samuelsimbi9467 Год назад +3

    Hy chiporofiti Sandi vese vanematare ekuronda nhau dzese dzese hy umwe anoita matare bt matare anoita zvakasiyana siyana Sandi vese vanechiporofiti chinoronda

  • @violetcharry8478
    @violetcharry8478 Год назад +1

    Andrew unongochinja chinja vasikana kasi haubhadhare here

  • @KudakwasheBhaira-e1d
    @KudakwasheBhaira-e1d Год назад +11

    Tasvu akawana mwana apa ndomupa chimuti

  • @mercytinarwo818
    @mercytinarwo818 Год назад +5

    6km 😂😂😂😂😂😂😂😂 guys tsanangudzo for the people, but I hope mwana vanomuwana pane arikuda kungovarwadzisa chete

  • @tariromagwaza
    @tariromagwaza Год назад +4

    N'anga dziri kuti vanhu varombe nevana vadiki dzinoda kumamiswa

  • @TaonezviMushayavanhu
    @TaonezviMushayavanhu Год назад

    VaneShamba mwana musikana uyu anotoziva panemwana chokwadi mwana Musikana uyu anotoziva .mhunu arikutaura chokwadi chirikubva pamoyo ndimadzibaba avo vakafona kumupurisa maonere angu musikana uyu akanatso ongorowa mwana arikuwanika mwana zvava pachena kty akatorwa nemhunu..

  • @mamaasquared3488
    @mamaasquared3488 Год назад +1

    Keep it up Neshamba. Ko Chihera naTando vari kupi

  • @PeterKatsumbeee-ye5qb
    @PeterKatsumbeee-ye5qb Год назад +5

    Sekuru tasvu nzira ye canani tosvika

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb Год назад +1

    Mwana uyu mutorei munomuvhunza ari kupolice Ari 1 anotaura kune mwana akutooneka Kuti akuramba zvaanoziva

  • @anywaymukaka2178
    @anywaymukaka2178 Год назад +4

    😂😂😂😂😂 shumbaa mubvunzo wamakabvunza musikana uyo tiripamwe musikana uyoo ano anoziva kune mwana akamuona zveshuwa .... now akuramba

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Mmmmmmmmm mwanasikana uyuka mmmmmmmmm anoziva pane mwana pamwe nemuporofita anenyaya

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +2

    Unonamata chii nhai atete kana muchiti ......ZVANA like seriously aiwa ka isu hatidi nonsense here please

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +3

    Sekuru Tasvu Vahombe nyangwe n'anga vanotasvura kwete vanouya varihobho kuzoita Drama

    • @simontumbare9240
      @simontumbare9240 Год назад

      i blame Drewmas media nekuti havadi kuzivisa vanhu nezveva nhu vanobatsira savana sekuru Tasvu ,
      kana wekuWedza uyo zvingadai zvakabuda pachena

  • @sabinajosephy4505
    @sabinajosephy4505 Год назад +1

    Ngatitange tanamata iyo ine chirevo.. Asi vaida vanhu vane mwana kuti amboti fambei Kani.. Ko kuchinjisa vanhu direction ndokuita sei.. Vanhu ava vakatsikwa too bad vanotaura kwazvo

    • @rosechiyangwa7276
      @rosechiyangwa7276 Год назад

      Taura hako coz kutsvaga munhu vanhu munoenda all directions ,kutoita semunopenga

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty Год назад +2

    I once said it nguva yema elections iyi vana vopera sure kubiwa for ma retuals

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds Год назад +3

    Kana kuwedza tasvu akawanda mwana ndomuitira some thing

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 Год назад

    Taking us to another level Drewmas media sekuru Tasvu ndizvo vanotasvura vanhu manje

  • @thebakerbrothernorwood943
    @thebakerbrothernorwood943 Год назад +1

    At least yaenda kwasekuru Tasvu,pakaipa vanourayana vanhu mukomboni chete , before month-end panenge pava nema results

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 Год назад +2

    Thank you Drewmas..makuprofitne ku rapa

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Ndebele iyi mmmmmm manyama yakapenga OG pure Ndebele

  • @monicamusiyiwa6155
    @monicamusiyiwa6155 Год назад +1

    Mai mufundisi mopenga chete imi musanyepera kudzungaira muchiti chivanhu hachiko

  • @richardbhunu7075
    @richardbhunu7075 Год назад +2

    Mai vemwana varikutadza kutaura chokwadi sei

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Год назад

    Iyezvino mavekurova basa remhando yepamusoro. Mapositori vanoroya vese zvavo kuporofita kwavo ndekwehurombwa. Iyezvino vanhu ngasapedza nguva kungonanga kwasekuru Tasvu.

  • @petrosmutsakani
    @petrosmutsakani Год назад

    Yeee zvorwadza bt ini ndinoti musikana akaona mwana akatomuona zvechokwadi bt ndinoona sekuti paneakazomuvhara kt asataure zvaangaaona ndosaka zvaakuitasekuti aakuraura zvakasiyana ne zvaakataura zuva iroro

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +2

    Kuzungaira ndokuziva kwete kwakadai hanzi haasiriye what if ariiye akatobiwa nemunhukadzi ndiAmai how did u know Kuti ndiAmai vake or havasi ...... Kamusikana aka kanoda mboma

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Год назад +1

    Hezve this has come a drama inga zvakaoma hazvo Shumba naMadhlovu we thank u shandai nesimba

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br Год назад +2

    That girl athreatenwa kumba kuti stay out uye akunxo mwana we mipolice Saka akuuya kutaura true take her to law plz

  • @richardbhunu7075
    @richardbhunu7075 Год назад +2

    Zvane chorevo kuti mweya wopotera kun'anga

  • @esthernkomo-wu5sn
    @esthernkomo-wu5sn Год назад

    Uyu musikana uyu ngamborohwa anotaura chokwadi

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 Год назад +1

    Andrew kamusikana aka kanoziva kune mwana ,ngaarohwe anodhura chokwadi,

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Год назад +1

    Musikana uyu ari kuziva kune mwana

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад

    Mazera ana madzibaba acho ummm. Vana chaivo

  • @munyaradzitafirenyika3203
    @munyaradzitafirenyika3203 Год назад +4

    Distance iyo boo here 6 to 7 km boo here or vanoreva ma meters good work Mr neshamba ne team you are enlightening us.

  • @Leongo321
    @Leongo321 Год назад +3

    I luv this song

  • @denischadenga5376
    @denischadenga5376 Год назад

    Shumba munogonesa basa asi ko uyu musikana akaona mwana akaenda kunogeza pakutanga akataura chaizvo zaakaona uye ndozvinoenderana nemwana akashaiko dai Shumba makabvunza musikana uyu kuti paakaenda kunigeza ndiani umwe ange ari pamba apa anotiwo kudii

  • @monicamatambiko3710
    @monicamatambiko3710 Год назад +2

    Takatovamirira sekuru Tasvu

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Год назад +1

    Zveraster hazvina basa izvo. Tinavo vana vane marasta

  • @nyaraiMautsi
    @nyaraiMautsi Год назад

    Vanhu I have varikutaura dayi favorite ne cid imbotocha vanotaura chokwadi chete

  • @shadreckfore8870
    @shadreckfore8870 Год назад +1

    Andrew ko bvudzi remwana rakambogerwa here kana Risati ndiro raidiva mwana arimumba purazi ngaisechwe

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Год назад

    Mapositori pane maporofita kutadza shuwa kuona kuti mwana aripi saka tingati maporofita echokwadi here ava.Angova maporofita ezita mweya hapachina

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Год назад +1

    Drewmas media taking you to another level 👏😍

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Год назад +6

    maNdlovu special taking us to another level

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Год назад +1

    Asi mai ava vaisiirei mwana ari kuma bag ngavambovharirwa, Musikana we t shirt ye white is a suspect

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Год назад

    Hezvo zvamakanzi mutaure nemweya. Akazowanikwa here kidirection yamakaratidza vanhu. Mapostori manyanya kichekeresa nekunyudza vanhu mumadhamu..manyanya stereki

  • @PatienceNatieRushwaya-xl7wx
    @PatienceNatieRushwaya-xl7wx Год назад

    Imi Mai venhumbu makamboti sarei kumashure muchiirei

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha4463 Год назад +1

    Mapostori makhondzeresa, kana musirikutorwa nemadziva muridyana pachenyu

  • @CathreneNcube
    @CathreneNcube Год назад +1

    Hi Mandlovu special uyasikhuluma isindebele cc ungikhumbuza ekhaya keep it up ma'am ❤

  • @mavischikonyora1194
    @mavischikonyora1194 Год назад +3

    This shekina girl knows something

  • @berthymbidzo350
    @berthymbidzo350 Год назад

    Andrew musikana uyu anoziva something kuve mudzimai kune basa rei pa nyaya dzemwana wako.Ane problem

  • @PatienceNatieRushwaya-xl7wx
    @PatienceNatieRushwaya-xl7wx Год назад +1

    Mai ve nhumbu vanoziva

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 Год назад +3

    But the young girl is saying the child was with a woman ayi batsira please listen to this girl again don’t be hard on her she might help

  • @NtombizodwaMoyo
    @NtombizodwaMoyo Год назад +4

    Drewmas Media taking us to another level

  • @jeoffrey40jm
    @jeoffrey40jm Год назад +2

    Sowe riri kure sei nema shops, 2 year old angafambe here kusvika kuma shops ega

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Год назад +2

    Ko ivo Mai vemwana vakauyirei nemwana kusvikosiya kumabag nezvirikuitika munyika izvi

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 Год назад

    Please Vaneshamba mukadzi wekuti handei takadai,ngavataure chokwadi nemusikana uyo wekuona mwana ngavataure chokwadi please mugotipa zvekare update yemwana ndinotera chirongwa chenyu ndiri kuUK

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde Год назад +1

    Chirudzii kusiya mwana kuma bag ,ungapinde muchurch wosiya mwana kunze? Zvinhu zvacho zvine kakutyisa

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Год назад

    Ndagwadziwa nemubvunzo wekutanga zvebasa rei kuisa mwana malocks kna iwe Andrew usingazvifarire Baba vemwana vanozvifarira hazvina basa izvo

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 Год назад +1

    Shuwa Drewmas media regai tione kut skur Tasvu vanodii bcz taneta nemaporofita anongonyepera vanhu uuum