Josphat Somanje - Kwete Kuvatenderera

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • ani nani anenge akanganisa musambonyara kumuudza paakanganisa

Комментарии • 85

  • @otisrosi5389
    @otisrosi5389 5 месяцев назад +5

    2024 May we still here

  • @luckyndoro7143
    @luckyndoro7143 Год назад +7

    What a masterclass .....mhoresai vanhu vanosekerera .......😪🙌🙋🙋🙋🙋

  • @albertchigoche727
    @albertchigoche727 4 года назад +13

    Ini the original pengaudze set up, dayton=vocals and awesome stage performer ,josphat =Reserved but guitar wizard .what a perfect balance it was ,this combination could have gone far and achieved a lot ,unfortunately it was not to be as personal egos and selfish ambition superseded team effort

  • @kelvinmuromowenyoka
    @kelvinmuromowenyoka 4 месяца назад +3

    2024 Hamba Nadzo

  • @abigailmukombo8396
    @abigailmukombo8396 6 лет назад +10

    Munhu ngaapiwe Sando dzake thank you guys for this song

  • @darrelb.n.b
    @darrelb.n.b 5 лет назад +9

    I wish I can turn back time, these were the days. Love my Zim beats

  • @OzilManyika-tp3jb
    @OzilManyika-tp3jb 2 месяца назад +1

    2024❤ takaenda takaenda

  • @edmoremakwembere6345
    @edmoremakwembere6345 3 года назад +2

    The song l heard it for the first time when l went to Domboshava mverechena for the first time too.
    Vanhu vakaita kunge kwaita hondo kumhanya kubuda mubhawa mahure abuda Kuti vaitambire panze . Till now it's my favourite song from pengaudzoke

  • @NORMANCHEKURE-un4ts
    @NORMANCHEKURE-un4ts 11 месяцев назад +1

    My beast song ever still enjoying it

  • @shepherdchakwesha3593
    @shepherdchakwesha3593 7 лет назад +6

    this is the best sungura song of all times

  • @brizzlepeter7120
    @brizzlepeter7120 6 лет назад +6

    best song of all tyms
    ese elders were talented indeed

  • @nyashamusimwa6822
    @nyashamusimwa6822 4 года назад +3

    I love this song.... 2020 still enjoying it.

  • @edsonchenjerai3035
    @edsonchenjerai3035 5 лет назад +10

    Kwete zvana stonyeni ,sipo ichigeza

    • @carolinetshuma3005
      @carolinetshuma3005 3 года назад +1

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dead

    • @edsonchenjerai3035
      @edsonchenjerai3035 3 года назад

      @@carolinetshuma3005 vanotijairira vanhu avo mhani , hanzi huya kushow kunzwa ma .T

    • @carolinetshuma3005
      @carolinetshuma3005 3 года назад

      @@edsonchenjerai3035 kkkkkkkkkkkkk u killed me yooo

  • @edithchapingidza2195
    @edithchapingidza2195 5 лет назад +4

    this song reminds me of my late mother

  • @giftnyahuku1609
    @giftnyahuku1609 5 лет назад +4

    iyo ndoinonzi music kwete ana popo chababa baba ndkuti ikoko

  • @witneymapfumo8096
    @witneymapfumo8096 3 года назад +1

    Best musician and guitarist ever.

  • @bryankeri8285
    @bryankeri8285 2 года назад

    My Fav Song of all tym🔥🔥🔥🇿🇼....,,

  • @comfortmhakayakora2212
    @comfortmhakayakora2212 6 месяцев назад +1

    Kwete kuvatenderera

  • @benjanchivasa7255
    @benjanchivasa7255 6 лет назад +2

    kana ndakanganisa ndipeiwoka nguva ndigadzirise, nzvimbo yacho yandakanganisa kwete kunditenderera!

  • @user-xk9zx2xw8v
    @user-xk9zx2xw8v 8 месяцев назад

    Y nailed it my broooo wn we talk of music wetalk of these lyrics

  • @dalepaida5472
    @dalepaida5472 6 лет назад +2

    Oooh this song reminds me of my late ddy

  • @KeKaiKai
    @KeKaiKai 4 года назад +2

    Powerful piece right here

  • @melindakasuso4386
    @melindakasuso4386 8 лет назад +6

    I like this song good guys

  • @washingtonchando7689
    @washingtonchando7689 8 лет назад +5

    strong msg i lyk it

  • @trustnhengu6574
    @trustnhengu6574 2 года назад

    Manhu ngaaudzwe kuti wadhomoka. Kana akabhinya mwana ane 15 years mubatisei riyaz, kuti mukuru madhomoka kwete kumutendererera

  • @wisdomsithole5031
    @wisdomsithole5031 5 лет назад +2

    gud msg guys munhu ngaasanyariwa kuudziwa paakanganisa ndokut mangwana agone kugadzirisa. musamutenderera plz

  • @thewisemanofafrica9955
    @thewisemanofafrica9955 2 года назад

    Usambonyara kumutaurira🏋️‍♂️🏋️‍♂️🏋️‍♂️

  • @idahmazumba4779
    @idahmazumba4779 6 лет назад +1

    Kkkkkkk musambovatenderera muvaratidze kuti vandigonera,ani naani anenge akanganisa muudzei paakanganisira musambomutenderera

  • @maiZayneTanaka
    @maiZayneTanaka 5 лет назад +1

    ndipei nguva ndigadzirise kkkkk i love this song

  • @brianmaposa7666
    @brianmaposa7666 5 лет назад +1

    Sochisi yeMombe tingaiwanepi hama, ndava nenguva ndichingoitsvaka

  • @ronaldshoshore7659
    @ronaldshoshore7659 2 года назад

    Thank you Josphat

  • @wellingtontome3283
    @wellingtontome3283 7 лет назад +17

    Please can you translate the whole song for me in English, including magitare acho kuti arikuti kudii kkkk.

  • @hymanvengesai9224
    @hymanvengesai9224 8 лет назад +2

    Kkkkk chaiko kwete kuvatendereraaah

  • @godfreymacheso582
    @godfreymacheso582 2 года назад

    2022 this still strikes like recent

  • @mislarrymis5629
    @mislarrymis5629 4 года назад

    Simudza maoko uratidze wakanganisa rereka musoro uratidze kusununguka utyore makumbo urataidze kuvakiridza

  • @southafricavszimbabwe8497
    @southafricavszimbabwe8497 Год назад

    Master piece

  • @tinashemukome5916
    @tinashemukome5916 4 года назад +1

    Kwete kunditenderera....

  • @0772740376
    @0772740376 12 лет назад +3

    nice to listen

  • @raynews43
    @raynews43 Год назад

    2023 tiripo

  • @kudzaimugari1312
    @kudzaimugari1312 8 лет назад +2

    2010 pachivhu Mudhara.

  • @bossalca1523
    @bossalca1523 2 года назад

    Hoyooo 2022

  • @ninotransport
    @ninotransport 4 года назад

    I felt it

  • @zimbabwe_entertainment
    @zimbabwe_entertainment 4 года назад

    Mubudire banga ipapo direct

  • @revlinomazhinduka4251
    @revlinomazhinduka4251 9 лет назад +4

    can someone pliz upload the song Jorijo

  • @lukechakaza
    @lukechakaza 8 лет назад +1

    Nice song

  • @KeithMukondwa
    @KeithMukondwa 12 лет назад +2

    anyone with the album sango pliz help

  • @Zimaestro
    @Zimaestro 5 лет назад

    Ndongodzimamisa nanhas

  • @simbachivasa9066
    @simbachivasa9066 9 лет назад +1

    Nyatsoterera pavanoimba nechirungu yakupera nziyo iyi haaaaaaa kikkkk ndosparkwa zvangu ini

    • @jaychirandu346
      @jaychirandu346 8 лет назад +1

      +Simba Chivasa Apa Josie akagona.
      Anoti iko neChirungu paanopedza?
      At 7:24 he says; "Ha-a otherwise you know you being because......."

    • @simbachivasa9066
      @simbachivasa9066 8 лет назад

      +Jay Chirandu kikkkkkkkkkkkkkkkkk
      Uzoterera futi Arindine, ine kamwe kachirungu

    • @jaychirandu346
      @jaychirandu346 8 лет назад

      AnaSomanje ishasha. I love the guys.

    • @SuperDambudzo
      @SuperDambudzo 7 лет назад +1

      I wonder why...you because..Lol

    • @chrisinnocent5726
      @chrisinnocent5726 7 лет назад

      Simba Chivasa otherwise you know you be because

  • @couragemtare5928
    @couragemtare5928 4 года назад +1

    shame inondifungidza kure ......characters like my so so supportive brother Bengino Munyuki ,,,, the late lovely Dread Gari haaaaaaaa misodzi yaerera

  • @tinowabs7815
    @tinowabs7815 8 лет назад

    4sure kwete kuvatenderera

  • @tawandabaron8597
    @tawandabaron8597 2 года назад

    kunakirwa chete bt chokwadi hachiputse ukama

  • @francismugandiwa9046
    @francismugandiwa9046 Год назад

    by public demand imborovai futi chibaba

  • @nhangashadreck7666
    @nhangashadreck7666 6 лет назад

    Kkkkkk yah kwakuseri

  • @charlesmavhunga555
    @charlesmavhunga555 2 года назад

    Great song brother,Where is the video?

  • @kelvinmuromowenyoka
    @kelvinmuromowenyoka 4 месяца назад

    Hamba nadzo, not celebrated enuf mdaraaa

  • @solomonmatemera2085
    @solomonmatemera2085 7 лет назад

    chokwadi ka1

  • @ruvimbomehlomakhulu1020
    @ruvimbomehlomakhulu1020 8 лет назад +3

    where is the real video of this song

    • @richardtsatsureni4267
      @richardtsatsureni4267 6 лет назад

      Tikandireiwo video yacho guys ndoida hangu album yacho yese

    • @leemzengwa7753
      @leemzengwa7753 5 лет назад

      Dzidziso chaiyo,rereka musoro kuratidza wakanganisa.

  • @mercynyararai9642
    @mercynyararai9642 11 лет назад +4

    kwete kuvatenderera

  • @maiZayneTanaka
    @maiZayneTanaka 5 лет назад

    Kwete kuvatenderera