Munhu ngaadzidze kuzvishandira😫
HTML-код
- Опубликовано: 7 июн 2024
- There is a discount promotion on various products at All in department store in Harare located at corner Angwa & Nelson Mandela ...Starting from Monday the 10th of June to Sunday the 16th of June.....Hurry hurry....a lot of prices to be won during the promotion
- Приколы
ndanakirwa hanku namukoma frets ,thumbs up kuna frets munotigonera👍👍👍👍👍👍👍👍❤❤❤❤❤
kwaunono nhuwirira ndendiriko here
Frets Beb iro kana risiri hama akafitwa nekukuzvarira mwana akanaka
Haa maputi pazvese here nhai 😂😂😂
Kungot Love is Blind
Ende kwauri kuda kunhuwirira kwacho ndenge ndisiko iiiiiii frets
Everyday you give us new products 😂😂😂😂
😂😂hanzi nzungu dzacho dziri pasi😂😂
ko mai dorothy vakatofa zveChokwadi
Ndanakirwa ndisati ndaona🎉
Kkkkkk aaaa ngavambotengawo aaaaa tanzwaa nekushandiswaa vamboshandisawo yavo
Musajaidze makudo. Anoda zvinhu ngaazvitengere. Love hainakidze munhu 1. Kkkkk
Aaaa hug inopiwa munhu auya nexvinhu kwazvo kwete maputi nejoly juice😂
Tora 2 usa yko Frets usajaidza vanhu avo ini kuno handisi kujaidza kna munhu akangoda cash kkkk hug ndeimwe nyaya iyo kkkkll
Always makes my day man
Aaaagh nhema dzako Frets hug unoidaa kkkkk😂😂😂😂😂
Haaa nhas ndaitawo first one kuuya panapa Frets unotogona hako😅😅
Ndogona kutoitora otherwise 😂😂😂
Saka munenge mutori nsyo henyu mari vasiksna asi hsmudi kuishandisa 😂😂😂😂
Ko sis ava vakafanana nemwana waMutarisi 😂
Frets wakanyanya 🔥
😂😂😂ndoidii hug Frets so asi wawaibvunza wani
Kkkk akuda kuzora ndini hre?
Haaaaa ava baba vakapengs mhani .....unogona mwana wamai😂❤❤❤❤❤
Ava vanopedza manje 😅😅😂😂
Kwauri kuda kunonhuwkrira ndinenge ndisiko ini😂😂😂
Ndinoidii hug
Frets hanzi hoyoo yandipedza hangu 😂😂😂
Ari kuda kuzorwa ini here aya😂😂😂
Kkkkk uyu hatina zera naye wena
ma cosmetics ada kuzorwa ini here
Ini handisarire kwaFrets kikikikik
Hahahahaha 😂😂😂😂 sakq 2 doraz aaaghhh Frets
Mwana anemunhu here uyo frets .ndanakirwa name..halaa me babe
Kkkkkkk munhu ngaadzidze kuzvishandira sure
Mazirudo❤❤❤
Nhasi Gamu wagonekwa haha
😂😂 hausi kundipawo hug
😂😂😂😂😂Frets you're the best urikupisa ❤❤❤
Kikkkk what a surprise 😊
ROCK PAPER SCISSORS PAMAPUTI
handitorinawo basa nehug ini apa wanga waikumbira 😂😂😂😂😂😂
ndinoidiii hug 😂😂😂
Shadhaya part2
Haa uyu muhombe uyu😂😂😂
horaiti vamudonzvo
Nawanadem 😂
Ngazviende mberi
Yes that’s me ndanyimwa ma🔞 kuma past midnight
handitorinawo basa nehug😂
U saved my life
Kkkkkkk hanzi nxungu dziri pasi
respect
Ryt ndiGamue kauyu....i know her from tiktok
Kkkk ada kuzorwa ini here😂
ehe huh ndafa hanzi ko macosmetics ada kuzorwa neni here aya kkk wurii
Tinoidiiii hug😂😂😂
Kwaunononhuwirira kwacho ndee ndisiko kkkk
haaaa Frets inini ndakutadza mpfanha wangu
😂😂😂😂hanzi ndini nduda kuzora here😅
Kkk hanzi 2$ ndogona kungoitira futi😂😂😂plus kwauri kuda kunonnhuwirira ndenge ndisiko😂😂
0:22 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂 ndinoidii hug
😂😂😂😂😂😂😂nzungu dzacho dziripasi haaa Frets
Gamue ndine $3
Stupet iyo came from the heart 😂
Akavhurwa here kana kuti haana? 😂😂
Usadaro baby amana frets😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂Frets kaa, haa vasikana vari munhamo veduwe, but it's better wamupa hako ye transport
Vanonyanya kuda kupiwa too much.
Kkkk
Atina zera ne Cap ye Mercedes benz😂
Frets haasisina basa nehug iye amboobvunza
Frets Muhombe guys 😊
Itori joly juice futi 😂😂😂
Kkkkkkkkk but why Frets
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🙆🙆🙆🙆🙆🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣this boy 😂😂😂😂😂😂😂
Frets you are serious😂😂😂
Kudanana neshura chaiko😞😞😞
Usone bottom rako iwe musikana
😂😂😂frets muhombe
Frets muhombe
Frets mudonzvo😂😂😂😂
Haa Frets anotopenga 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂munhu ngaashande
Muskana uyo ane kakufanana na Lorraine
😮😮😮😮
Ma cosmetics arikuda kuzorwa inini here kkkkk
Wakapenga wangu ndatenda hangu
Hug unoida Frets😂😂😂😂😂😂
Frets something for me
😂😂😂 yave tick tock here
Ku YT hatidaro bodo😂
Nhym vhunzawo😂😂😂😂@@vulychaire9741
Frets 😂😂😂😂😅😅😅
Fembera fembera
Frets😂😂😂
Unoida hug iwe Furetsi 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂🔥
Pakupihwa mari kuvasikana wapedza munhu ngaashande yake😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂veduweee khaa
Munhu ngadzidze kuzvishandira
😅😅
Fembera fembera yakavhurwa here kana kut hayana 😂😂😂😂😂
😅😅😅
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 frets
Taapo
😂😂😂