𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: Nov 14, 2024

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 фев 2025
  • : Nov 14, 2024
    CHANGING THE WORLD 🌎🌎🌎 ONE CONFESSION AT A TIME. Through Animation
    This is the Official Channel Of CHIMUTI CHEDARE
    Welcome To My Channel. In most Cases People Need Help and Advice but are Afraid to Speak Out, Thus why i Have Created This Platform. I will be reading letters written to me by Anonymous People Across The World Revealing Their Underground Deepest Secrets
    Do not forget to like and Subscribe for more ,,
    / @chimuti-chedare

Комментарии • 22

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 месяца назад +5

    Chimuti Chedara family 👨‍👩‍👧 ❤️ ahoi pooooooooooooooo rikiti bvuuuu

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 2 месяца назад +1

    Iyi idzokororo yekare chii nhai

  • @KimberlyChingayi
    @KimberlyChingayi 2 месяца назад +1

    Tiripo from Capetown south africa pooooo rikiti bvuuu

  • @clerencegwindi
    @clerencegwindi 2 месяца назад +1

    Pakaipa wena zviriko PaDomboshawa

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 2 месяца назад +3

    Pooooooo rikiti bvuuuuu Chimuti chedare chiripano tsudzurai

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e 2 месяца назад +1

    Rikiti bvuu

  • @ElizabethMudhefi
    @ElizabethMudhefi 2 месяца назад +1

    Pachimuti ipapo

  • @brightonmugarisanwa5971
    @brightonmugarisanwa5971 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 2 месяца назад +1

    In UK if you are not entitled to any benefits you pay for your child school dinners. If you don't want to pay you child will bring packed lunch. Ko ava vonomanikidza vanhu wether they have the money or not, what is that

  • @Slyvia-r7y
    @Slyvia-r7y Месяц назад +1

    Shamwari yemurume yaida mukadzi uyu,saka yaidakuvakonanisa,iye ochipida pakati pavo manje wakaurisa vanhu

  • @chidomugwagwa3294
    @chidomugwagwa3294 2 месяца назад +1

    Iiii nyaya yemadlr ekuchikoro yanyanya

  • @VioletManyame
    @VioletManyame 2 месяца назад +1

    Avo amai vekupisa madzbaba ndivo vangavakasunga mroora kt asasuninguke

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 2 месяца назад +1

    Mmmm veduwee makuhwa hre shuwa munhurume . Ko akadii kutsiura shamwari yake kuti siya zvema girlfrends now auraisa vanhu ochinzwa sei nhaimi😢

  • @chidomugwagwa3294
    @chidomugwagwa3294 2 месяца назад +1

    Nemuharare dlr unodya nenyama kana using macabbage

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 месяца назад +1

    Mazuva ano varume ndovane makuhwa hona murume wauraisa mhuri izvozvi mukuru kudarika vana vafa ava hameno kuda mabasa enzara

  • @PeterMugomo
    @PeterMugomo 2 месяца назад +1

    Paresveka pagore apo 2014

  • @TindoMadzama
    @TindoMadzama 2 месяца назад +4

    Rusape icho chevazvisungirira avo aaa zvorwadza.nemivo mashamwari zivai nyaya dzekutaura manje vanhu vaviri kufa nekuda kwemakuhwa here veduwe

  • @TauraiMawere
    @TauraiMawere 2 месяца назад +1

    Takachibata chimuti kuti dzviiii😂😂😂

  • @rosemaryjieman9302
    @rosemaryjieman9302 2 месяца назад +3

    Gadzirisai date Kani
    Tadzokera 2014???

  • @emapsdkmzo2158
    @emapsdkmzo2158 2 месяца назад +1

    $1 per month per head.Ndozvatinoitawo kwedu toona zviri fare coz hapana pangadya mwana $1 per month kana kuri kumba kwake.paTerm $3 chete vana vachidya asi dai paizounzwawo murivo ne cooking oil

    • @Wachidopaidamoyo
      @Wachidopaidamoyo 2 месяца назад

      @@emapsdkmzo2158 panodzidza mwana wangu i paid fees yese in jan kusvika yadec asi pakunyora g7 pakanzi parikuda extra 10us