Saka Vakadzi Makubata Zvikomba Zvenyu Chibharo ??? Murume Anobatwa Chibharo Here??

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 ноя 2024

Комментарии • 34

  • @SibongileBwoni
    @SibongileBwoni 5 месяцев назад +1

    Magona chief ngavadzoserwe zvinhu zvavo aaa nhai weldone chief ndafara

  • @MargaretKalaba
    @MargaretKalaba 6 месяцев назад +4

    Kkkk ndikuda maziviro enyu kwete ekupolice mashoko abva Kuna mambo😅😅😅

  • @lawrencemutwani8095
    @lawrencemutwani8095 6 месяцев назад +1

    Much love to Mr Bushu for doing good job vakadzi vazhinji vadzidza ipapa

  • @MhofuShava-f2r
    @MhofuShava-f2r 5 месяцев назад +1

    Welldone chief Bushu

  • @EthieNyama-d1h
    @EthieNyama-d1h 6 месяцев назад +4

    Mamboo matongaaa zvinodadisa veduwe haaaaaa ndinotenda shuwa haaaaa mafambisa nyaya iyii zvakanaka zvekuti dhemeti

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 6 месяцев назад +1

    Job well done Mambo 👏

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 5 месяцев назад

    Ko mhosva chaiyo yekuti mwana akabatwa chibharo ichaitwa sei Ko mukadzi akabata chibharo anongosiiwa here

  • @justicerusere8244
    @justicerusere8244 6 месяцев назад +1

    Apa unenge watengesa mombe yekudyiwa kwebota ramai mwana 😂😂😂😂

  • @livy38
    @livy38 6 месяцев назад +1

    Card re Polio 😂😂😂😂😂😂

  • @nicoeandfriends2753
    @nicoeandfriends2753 6 месяцев назад +2

    YES MURUME ANOBATWA CHIBHARO,,,,,,ESPECIALY IF HE IS UNDER AGE,,,,CHIBHARO CHAICHO

    • @St-G2
      @St-G2 6 месяцев назад

      Chero akura

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 6 месяцев назад

      Chero ari mumba 🙈kare vanhu mainyara iko zvino maakutaura kuti ndarepwa . Kuma Chief kunonakidza dzizere varume vachiti anondimanikidza 😂

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 6 месяцев назад

    Sabhuku ari kutaura zvekudhakwa uyo. Unoti hauna kutonga sei ibwo uripwa hwese hwakapinda nemumavoko ako? Dammit!

  • @President-zd5lb
    @President-zd5lb 6 месяцев назад +1

    Zimbabwe is a colony not a nation asi idzi ndidzo dzinonzi nyaya idzi ZIGO kwete tsete, kusura ne kuomoka kwamunoita nema Apostles, prophets and pastors enyu nana Mnangagwa na Chamisa zvese nen'anga dzenyu dzerunyoka

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 6 месяцев назад +1

    Chirikupisa

  • @arnoldgonga4683
    @arnoldgonga4683 5 месяцев назад

    Pakutonga nyaya yabatwa nemazvo.but pakugara tose kumusha uko.mufana uyo unotogara akachenjera kwehupenyu hwose.ungave protected ne mutemo uye kupona mhosva.asi 17 years munhu anoziva zvaanoita anogona kutoitisa mwana.saka haaaa, mai vangafara kudzoserwa tunhu twavo but kumusha uko.ummmm.chinokangamwa idemo

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 6 месяцев назад

    Mambo vagona kutonga but mai avo varikuita zvavo ngavangobvuma Kuti vakabata chibharo idzi nyaya dzanyanya dzatoipa kuti takuda kudzipa mikombe every dare ndodzimwe chete idzodzo

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 6 месяцев назад +1

    Sabhuku vakawana simba nokuti vane kugurwa kwavakaiita pane zvakabhadharwa. Kwava kutoisa mari muhomwe

  • @MeganMuchineuta
    @MeganMuchineuta 6 месяцев назад +1

    Mambo munogona nyaya murambe makadaro

  • @naishe28
    @naishe28 5 месяцев назад

    vanhu vakunyengana 😅inga

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa 6 месяцев назад +1

    chiiko nemasabhuku aya

  • @nevisonkutadzaushe8626
    @nevisonkutadzaushe8626 5 месяцев назад

    Sando kuna Mambo

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 6 месяцев назад

    Rhep case😂😂

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 6 месяцев назад

    Ngaanopika Jeri mukadzi uyu

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 6 месяцев назад

    Vabereki vemwanakomana musatye kutaura report yenyu kuma purisa .mwana anga ari underage muroora uyo anovharirwa chete

  • @New-ho3wh
    @New-ho3wh 6 месяцев назад

    😅pamberi nedare renyu sabhuku

  • @marconkiwane4248
    @marconkiwane4248 6 месяцев назад

    To dark mudaro urikushandisa vga camera nai zig

  • @KadiasMubako
    @KadiasMubako 6 месяцев назад

    Yah sabhuku munoita zvamusingagoni kuzvimirira case is having sexual intercourse with a minor under the age of 16 yrs Saka hapana nya kucivil

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 6 месяцев назад +1

    Vabereki vemukomana vakapusa vaifanirwa kuisa police report mkadzi uyu aifanirwa kusungwa zvese nemurume wacho kutorerwa zvipfuwo zvavo plus sleeping with e minor

    • @masvingozimuto
      @masvingozimuto 6 месяцев назад

      Kana vabereki vemukomana tikavati vakapusa, then it means 90% of mazimbabweans vakapusa. Why I'm i saying so it's because many people are ignorant of the law and hence they don't know their rights.

  • @fredmakuvise
    @fredmakuvise 6 месяцев назад

    Mukadzi uyu ngaasungiswe nenyaya ye rape