HOT TOPIC| How My Wife Got Me Fired At Work.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 июн 2024
  • Hi Kvg hi Sakhie G I’m a guy aged 32yrs married with one child…I worked as a runner for my boss who took me in when I was 26 yrs old ndaivagezera mota kuma avenues…he liked me because ndiri Munhu akadzidza akango shaya zvikwanisiro chete. I started staying Ku cottage kwake cleaning the place doing all the runs he needed… Shortly after he took me in he had a wedding iniwo I married mushure mavo…
    #starfm #trending #podcast #hottopic
  • ВидеоклипыВидеоклипы

Комментарии • 14

  • @Lara-ks7hc
    @Lara-ks7hc 5 дней назад +3

    Zvema punishment izvo zvotoda une mari kwete kupiwa punishment nafomboo zvake ah wangu😅, akatogona zvake akauya kuzozvishandira mukore uno ndiyani anoda kugariswa kumusha iye ane maoko ake ekuzvishandira. Kana iwe uchitoda imba tevera mukdzai coz type yake iyoyo haitombokutsvagi atori busy kutsvaga mari

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 5 дней назад +5

    Mukadzi wa boss, wasnt wrong to confide she knew the relationship the two man had and took him as brother to her husband. And she hoped kuti he might talk to him. Hapana mukadzi anoda zvekukurirwa (handed 2nd clothes) mukadzi felt disrespected either through her ow pride or kungoti mukadzi andipa 2nd hand clothes, zve 2nd hand clothes i think its a conversation for women mai nhingi i got used clothes dzevana do you want them something like that. Boss's wife might have done it out of love, becoz she is used to him more than the wife but failed to see that it might back fire. Kuendesa mukadzi kumusha its old skol taura neumwe wako baby i dont like this and that. Or baby i think you overreacted etc, lets find a common ground, learn and move. As for mwana, she is right kumusiya, if she had took mwana it means she has to find a babysitter thats money out her pocket. Solution either confront wife about secretly coming back muharare or wait until she tell you herself.

  • @rejoicedongonda2060
    @rejoicedongonda2060 3 дня назад +1

    Mukadzi waBoss was wrong for confiding naBamnin..hapana kujeka..but the wife too is wrong

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 4 дня назад +2

    Iyo imhepo yemukadzi zveky ukashaiwa mari rudo rwapera haiwawo vakadzi hatina kukwana kuda kuona kushandiswa nepasina basa

  • @duncanmasamba74
    @duncanmasamba74 4 дня назад +1

    last audio ndiye apedza nenyaya iyi

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 5 дней назад +1

    Kusiya mwana hakuna problem, but kusaudza murume kuti ndizvo zvandafunga , she was wrong.

  • @nai6474
    @nai6474 2 дня назад

    Ungaendese mukadzi kumusha for you to go back and work kune munhu waarikufungira kuti you’re servicing 😢 aenda kumusha you don’t even call/text zvekusvika pakuzonzwa nemakuhwa kuti mukadzi akasoenda dhorobheni. Mwana aigoenda naye kupi nhai munhu arikunotsvaga basa? Mati dai murume aitumira mari & communication iripo bhoo aigono gara kumba kwevanhu achishanda here iye aisambozviita pavaiva vachogara vese? Something changed. Ndovakadzi vakangwara ava empower yourself hanti now murume akutouya pano before mukadzi was nothing kaa akangoita decision ega now she has empowered herself akutoona azviruza

  • @TinotendaJoseph
    @TinotendaJoseph 5 часов назад

    Ijoki mkadzi uyu shanda hako mfana uchawana akadzikama munhu asingakwanise kutenda

  • @cm9896
    @cm9896 5 дней назад

    Madzimai woyeeee 😢

  • @thandi_we2150
    @thandi_we2150 5 дней назад

    Maiguru vekwa boss didn’t do anything. She was confiding in bamunini achidawo help

  • @DephineDzadagu
    @DephineDzadagu День назад

    Takatarisa nyaya iyi ka kungonzi enda kumusha nekuti waonawo ma message asina kukufadza obviously anotsamwa after that wobva watonzi enda kumusha yakutoita kunge punishment kaa

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 4 дня назад

    Hino unirasikirwa memba nekuda kuzviita horomba iwe uri puna zvako

  • @kevinmakumbe
    @kevinmakumbe 5 дней назад

    Imhepo enemy of progress

  • @pterrymugabe3816
    @pterrymugabe3816 5 дней назад

    Hapana apo. .mhepo yemukadzi