Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Muface uyo ngaaasadero ndatomboti anenyaya kwayo ini apa akutengesa nhaka yemadzibaba akadii kungorega hama dzichishandisa than kutengesera vatorwa marara emunhu uyo ngaaripe kuunza mainini dare
Akurwadziwa ne mombe yehumai yavakapiwa iyo
Mwana sikana wa Gogo ane hunhu haana kuda kupindira nekuti aona kuti nyaya yakachena munhu anozvisungirira ega and ane hunhu futi kutonetsa Gogo vanozvirwarira ndabatikana hangu baba avo havana Moyo
Saka baba ava vakaoma mwoyo
Well done chief nedare renyu
Sibonge Mkhulu 🙏 🙏
Ava baba vakaonda nemoyo wese nxaaaaa
😂😂😂😂😂😂
Ipai munhu P. I asauye achidaro pamusha painevanhu agare kwaakazvitsvagira kuminda mirefu
Chopenga chimdara chichingoti zuzuda but Got works in mysterious ways
Yabatwa zvakanaka nyaya iyi🙏
Chief maita Basa baba u anemoyo wakashata
Nyaya yeLand regai inetse vanhu vakunyanya kutengesa land yemhuri mhuri ichisara isina
Magariro ekwa pfikayi ndino aziva vaisa fana kusvitsana kwa mambo zvangoda kunzwisisana
Mudhara mukuru anochemera kupamba garden
Tichkach tv 📺 unaona kuripoterwa ku you tube ukuposter content yemamwe maJournalist
Lapha ngumhwawu yngaxosha umuntu omdala njalo egula
ndinotenda kuti abvuma kutadza kwake
Zvakaoma😢😢😢
Kutonetsa Na Gogo vanorwara ndabatikana
Babamukuru munoda mari zvakapfurikidza siyai peukama
Ndotenda mdhara uyo aona kutadza kwake
At least awona kuti anemhosva😢
maita basa tamboona vanhu vemuraini medu
Kkkkk mukoma ndaku nyarirai zvisingaite
Don't reapet takazviona izvi
Land barons