Director pana Nigel Nyamari you really found a gem of an actor who kills and finishes the sports(don't know kuti ndagona chirungu chacho here kuti anopedzera ma sports)😂😂😂😂.He really acts his role so well zvekuti you end up even remembering a family member or family friend anenge aine twuma cents twakati oo twe care work ku diaspora😂😂😂😂is always extra all the time pane zvinhu zvezvinhu zvacho anonyatso tyorera vanhu kutyoro chema bars(don't know kuti kuti ku actingma bars futi here or it's something that only applies to singing but you get what I mean)eku actor like a multi billionaire.Mr Nyamari I salute 🫡 you sir keep up the extraordinary work here are your flowers 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 and hammers 🔨🔨🔨🔨🔨🔨😊.You have mastered the art of acting my guy.😊
Ko idzo dzabatwa na Dhafu dzanga dzichitoita gondwa waturika pa funaz😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊dzapinda busy caught by the wrong person manje 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Yah true asi hasaty anaatsosvika panodiwa musvitsei mu 1000k subscribers n moita vanhu vaone to the end ma viewing hours awande haiwa anopedzisira asvika chete
NDIRIKUNZWA KUDA KUKANDA RIMWE FUTI NA 8:00PM 🤭
Mematigonera zvkt mkoma Mike 🎉🎉🎉❤❤
kandai mukuru
Please do
We will give 20k likes
Hoyooooooo ❤❤
Wanoti nyamari chibaba let's gather here❤
Hoyyo tasikira 😂
Aaa nyamari chibba andipedza paati mapitikoti mumusoro haa varikugona vnhu ava
@@BrilliantMpofu-u9q haa vakupedza masports ndatie ..pane azobatwa wemubobobo uyo 😂😂😂
@@ThabaniMakumbu 😂😂😂parikuvhurwa hombe parufu apo Ini ndandchitoshaya Kuti ndeipi ikutambika wanike iBluetooth aa 😂😂😂
@@BrilliantMpofu-u9q vachati eke kkk
Nyamarii 😅😅😅😅maone chaiwo good actor hanzi haha Lazaro hndei😅😅
Jobho wemaronda
@@NatashaLimbikani 😂😂😂😂😂 hanzi horaiti job wemaronda hande kkk
Nyamari akaiswa pa role yaari kugonesa , show off yacho tichati eke😮😅😂🤣
Varikuti chapepa gather here❤❤❤
Vakuti Mr Nyamari vanogona let’s gather here
Haaa chibaba
Director pana Nigel Nyamari you really found a gem of an actor who kills and finishes the sports(don't know kuti ndagona chirungu chacho here kuti anopedzera ma sports)😂😂😂😂.He really acts his role so well zvekuti you end up even remembering a family member or family friend anenge aine twuma cents twakati oo twe care work ku diaspora😂😂😂😂is always extra all the time pane zvinhu zvezvinhu zvacho anonyatso tyorera vanhu kutyoro chema bars(don't know kuti kuti ku actingma bars futi here or it's something that only applies to singing but you get what I mean)eku actor like a multi billionaire.Mr Nyamari I salute 🫡 you sir keep up the extraordinary work here are your flowers 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 and hammers 🔨🔨🔨🔨🔨🔨😊.You have mastered the art of acting my guy.😊
❤❤❤❤ hoyoooooooooooooooooo nyamari my fav❤❤
😅😅😅😅😅😅 nyashelete
@@habackrukadza3394 yesss the money making machine
😂😂 😂 uye bodoo nyamari arimberi zvake
Nyamari vane mastatement Kani.
@@francismashavave1178 ndo munhu bho manje iyeye nyamari ahhhh imagine iwewe pauchazosvika level rekunzi nyamari iye anenge akunzi ani kkkkkkkkkk
Ko idzo dzabatwa na Dhafu dzanga dzichitoita gondwa waturika pa funaz😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊dzapinda busy caught by the wrong person manje 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndaboba vashoma handina kuboba imi
@@KundaiRukovo ikr as if that was going to make it ok kuti dzangoita vashoma plus hadzina kunge dzanama Dhafu 😆 🤣 😂 😹
Nyamari usadaro anzi razaro ndomupa $1000 kkkkkkkk ahhhhh😂😂😂😂😂
Ummm pliz nyamari sazodaro abi ako iwewe kkkk Jonga & dhimba chitongozvijairai henyu😅
😂😂😂😂😂😂 jobo hande akuda kuchema😅😅😅😅😅😅😅 siya like apo jobo
Naiza anofanirwa kubuda paDSTV or Netflix
Yah true asi hasaty anaatsosvika panodiwa musvitsei mu 1000k subscribers n moita vanhu vaone to the end ma viewing hours awande haiwa anopedzisira asvika chete
Mapitikoti mumusoro😂😂😂 nyamari chibaba
Nyamari waenda nechimuti❤❤❤
Nyamari mkamuwanepiko 😂😂😂 ibongozozo chairo Dare guru😂😂🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤much love team NB films 🎉❤❤
Ndini ndatanga kuona this video 😊😊
Saka 😂😂
@@MellysahMusarurwa nhai tabvunza here??
Samudaro😂😂😂@@MellysahMusarurwa
Ndapinda pa #4 ndakarimiriraa top 5 yeeee
Naize boom vakomana ava chapepa nanyamari zvibaba pa ma actors ako vakapinda mnje mnje ava boys 2 iri ma1
Munhu anonzi Naiza uyu kaaaah! Muhombe!
Chapepa unonditira guys 😂😂😂
Ummm nyamarii usadaro vamwe hanzi marombe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haa I salute nyamari 🎉🎉🎉 anogona ..infact hats off to everyone
Kkkkk nyamari makamuwana kuoi gyz kkkj haaa chibaba kkkkkk😂😂😂
Takamirira Thanks director ❤❤
Naiza director nhaimi nyamari makamuwanepiko anondigonera zvangu
ma later entry huyai pano 😂😂
Nyamari to the fullest
Nyamari chimbondipaivo ka$5000 kasina basa kkkkkk
I'm here for Nyamari ,he knows how to act his role anondinakidza zvangu
Nyamarii nyamari nyamari ndakudeedza kangani😅😅😅
Kkkkk hanzi jobo wemaronda😂
Nyamari akabvepiko😂😂😂
Hanzi jobo we Maronda😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅Nyamari
Haaaaaa 😅😅😅😅😅 nyamare chiii chakadaro kuti saka jobho wemaronda
Razaro handei😂😂😂😂😂 nyamari 😂😂😂😂 jobo handei😂😂😂😂❤❤❤❤
Jobho wemaronda handei nyamari ka usadaro 😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂 futi kaaa hanzi ndangoboba vashoma imi handina kukubobai kkkkk🔥 naiza to the fullest 🤸
😂😂😂😂
Kandai rimwe director ❤❤❤ sando dzenyu team N.B
Naiza wakanyanya mhani Kuti Ponda nemufaro😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤
2:44
𝐭𝐚𝐤𝐚𝐦𝐢𝐫𝐢𝐫𝐚❤
Ndakutogarira pano mazuvano
Keep it up guys But your minutes are limited, get them to at least 20 minutes.thank you.
Keep it up guys But your minutes are limited, get them to at least 20 minutes.thank you.
Ko mbuya vacho vakafa vambori aniko😅😅😅😅
Am asking myself also kut mbuya afa uyu ndianiko 😅😂
Hukama uyu hukunetsa kunzwisisa
Kkkkkkkk taurayi henyu
Naiza nyamari makamuwanepi Ummm ma1 hanzi tinorarama mumari kkkkk
Haaaa kubata basa mukubata henyu guys and i love you mesee
Nyamari anondigonera ❤chapepa
Nyamari to the fullest 😂😂
Razaro handei
Amazing content ❤
😂😂😂 com nyamari
Nyamari anopedza😂😂😂😂😂😂
Dzakapenga idzo dzemubobobo
dapinda chakanhanha😂 munbonbonbo
Razaro.driver wemarombe kkkkkkk
Dhimba aramba ku jairirwa 😂😂😂😂
Mangwana musatinyima please
Connected.......
Kkkkkkk nyamari hanzi razaro
Hoyoooo naiza unondiitira mhan
Nyamari vanechipo zvavo
Nyamari mari inomupengesa
Nyamari hadzi Razaro😂😂😂
Naiza uri chibaba🎉🎉🎉🎉
Brututri dhafu 😂😂😂😂😂😂😂😂
Nyamarie unojairira vanhu
Nyamari veduwee😂😂
Nyamari wakuwanzira vamwe
😂😂😂Nyamari makes my day
😂😂😂😂😂nyamari ma1
Naiza Boom zvave zvinhu
😂😂😂😂😂😂vari kuboba vanhu
Nyamari unongona hiiiiiiii
Kkkkkkk nyamari usadaro
😂😂😂😂 dhafu vapedzeree
Tirimo muchi vhiti vhiti
Mozambique iripo
Team inogona iyi😂😂
nyamari to the fullest😂😂😂
Mubobobo 😂😂😂😂😂dafhu
Haaaaaaa patime ndipo panurikutikuvadza NB but haaaaa makanyanya
But nyamari kaaa😂😂😂 Mwari Ave newe kkkkk
Kkkkkk razaro to jobho wemaronda iiii ndachema zvangu keep it up ❤❤❤❤
Nyamari😂😂😂
Haaaa naiza zvinhu
My wish ndeyekuti ndizosvikao ipapa
Makanyanya mkoma director
😂😂😂😂 Marombe aripano netushiri ndaseka zvangu nhasi
Tasvika 😊😊
Ha ndamo iyi kuseri
Tavapo ❤
Where did u put my husband solo
Wow thanks mukutigonera guys motivaraidza shuwa
Nyamari
Ndavepo
Ndikutsvaka pekuisa voice note ndepapi nhym ndoda kurecorder in nyamari's voice hnz hande jobho wemaronda 😂😂
Nyamari arikugona but ma amounts aarikutaura akanyanya kuwandisa zvopedzisira zvakubhohwa better kutaurawo ma $10 $20 $50 kwete $1000 $2000 yekuti munhu andiperekedza
Dhafu ma1 hoyoo ndanakirwa🎉🎉🎉