Nyarie Nyarie farira hama dzemurume inga murume wako anochengeta brother yako wani usade kupesanisa vana vanyamunhu...madiro aunoita Lee same Dan ne sister yake..manje murume ndiye chaiye i like Dan anoda sisi vake...Thank you so much guys zvirimo mudzimba umo zviri kuitika tiri kudzidza...Nyasha ngadziwande more wisdom❤
@user-kd2fyu8y you are so absolutely right 100% mkadzi is never your relative coz she can leave you anytime and go and get married elsewhere whereas your blood relatives will always remain by your side note matter what as long as you don't throw them away coz of your wife.Asi Nyarie ka wakapenga farrago hama dzemurure,hanzi kumusha vanosimudza mombe vega😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Haa Nyari tete hausi kutombovada zvachose mkoma Dan munochiona nevakadzi ava,tete vanokara aah dzorai dumbu hamusi kumba kwenyu.Lee good advisor well done.Tete vanoda basa repacompany vanoverenga book rakapidigurwa mkoma Dan ka 😂😂
Ukangoona munhu achisiya imba yake kuda kugara nemuroora.wotoziva kuti ma1 atanga.munhu ngaadzokere kumurume wake aah iye akakonewa yake oda kushaisa muroora mufaro.Haiwawo 😅😅😅zvinondibhowa
Keep supporting me guys i lv u all
Love u too Gire
Love you too Dia
We will support you mkoma Danny all the way
Munodika mkoma Dan we will support you always
What's
the name of the background song?
Nyarie Nyarie farira hama dzemurume inga murume wako anochengeta brother yako wani usade kupesanisa vana vanyamunhu...madiro aunoita Lee same Dan ne sister yake..manje murume ndiye chaiye i like Dan anoda sisi vake...Thank you so much guys zvirimo mudzimba umo zviri kuitika tiri kudzidza...Nyasha ngadziwande more wisdom❤
Tete ngavanoshanda 😂😂😂 vana vari kuda kuchengetwa nyari uri ryt
Mmmm Dan haasi akunyanyawo kutolerater Nyari here
Tamirira episode 4 welldone team this is good showing reality in life
Ikuuya aswell plz note tht my nxt series tokanda ka 2 per week
Kugona muno gona stereki . But dzidziso hapana nekuti Nyari is always rough . Zvichaita kuti varoora vamazuvano vafunge kuti behaviour iyoyo ndiyo chaiyo . I wish Nyari ambopota achi respector murume natete
Wakaura Nyari. Tete idyai pamadiro pamba pehanzvadzi yenyu,ndiyo iri kushanda 😂😂😂
😂😂😂😂😂
Nyari -chikafu changu chiri kupi?
Dan - ko ini ndosaka ma plates here?
Tambai mushe 😂😂😂😂😂
Good one mukoma Dan usisi ngowakho ungalahli isihlobo ngenxa yomfazi,watching yuh from Binga,,, mwinkilile enembo team
@user-kd2fyu8y you are so absolutely right 100% mkadzi is never your relative coz she can leave you anytime and go and get married elsewhere whereas your blood relatives will always remain by your side note matter what as long as you don't throw them away coz of your wife.Asi Nyarie ka wakapenga farrago hama dzemurure,hanzi kumusha vanosimudza mombe vega😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
How a u hw is Binga am cmng vic falls in july wiah to meet u
Haaa muno gona guys. Well done 👏 ✔️ 👍 and keep it up
Nhasi ndaseka. Basa rekumabhidhi bhidhi. Hanzi tete vanorigona, chero kuita dhimoni rinozvongonyoka senyoka.
Im imagining how tete looked pavakadzoka kushift kumabhidhibhidhi 😂
Nhaimi maivepi ko nguva yese iyi 😍😍😍😍😍😍mune zvipo
Basa remabhidhiri bhidhiri😂
Dan l love the way you love your sister . ❤
Well done mukoma Dan haa mogona cant wait for episode 4
Nhai Nyari Chiiko chaunenge uchitiitira🙄 iwewe wakagumira from ani ipapa 😂,siya tete vazorore uko
I love the way Dan treats his sister. tete vanotoziva kuti vari safe nabhudhi vavo ndosaka vachingoita madiro😂
Munogona kani ❤ mese zvenyu!
Asi I remain Team Nyari 😍 even when she is wrong gegege
Talented team munogona love you guys
Neckless iripi Dannykkkk welldone upenyu hwatorarama mudzimba
Mukoma Dan vanomira nemwana wamai vvo 😂😂😂😂 nyarie kunyima nkunetsa
Ahh..Leo without checked shirt!!?
Nhasi ndinofa zvangu!!
😂😂😂😂
Face yaTanaka yondinakidza😂
Nyarie, ndirikuona kamwe ka percentage kezvauri chaizvo. Ungaramba hako asi apa ndakubata kkkkkkkk
Lee nhas dziri chilled😂well done guys👏🏿
😂😂😂😂 this is good, so natural, rambai makadaro
Haa Nyari tete hausi kutombovada zvachose mkoma Dan munochiona nevakadzi ava,tete vanokara aah dzorai dumbu hamusi kumba kwenyu.Lee good advisor well done.Tete vanoda basa repacompany vanoverenga book rakapidigurwa mkoma Dan ka 😂😂
😂😂😂😂 so interesting Dan, Nyarie and Leeroy good combination
Nyari watotambura ne 2 minutes zvekurova wig iyo here....haaa tete can shungurudza
I like the way u treat hama dzako Dan
Kkkkkki dan wakukwenya mukadzi 😂😂😂
Nyarie umuu hauite iwe kusada hama yemurume
Lee kuitawo munhu bhoo 😅
Haa Nyarie wakaoma zvako hanzi chero kukabuda Dimon rinozvongonyoka Kunge nyoka tte vari strong 😂😂😂😂
Haaa tyt wena mmmm
Can you please remove the background song when there is dialogue. Its soo high its like listening to a song and watching a drama at the same time.
Nhasi Lee wataura zvine msoro😂
I love this reality show
Dai ndirini Dan ndaimbomuramba mkadzi
Murikurova.keep up the good work
Umm nyari unozviwanza ita uchiita mafull stop😂😂
Li atori ne dzimwe hembe 😂😂
Lee nice haircut am liking it big tyme looking RAD and super cool AF😊.
Lee anotomboitawo munhu kwaye nhai 😂
Talented team. Love the acting, natural and effortless
Welldone brother ❤❤❤
Good job Dhani. I like your soft face
Thank you so much 🙂
Weldone guys this is awesome
Ma bhidhiri-bhidhiri ndivo vapi manje hey 😂
I lovei yo character mkoma Dan 🎉
Nzara nzara nebasa wedu weeeee hazvienderane
Watching u from Windhoek Namibia u gain a subscriber
Thank you so much waiting patiently for episode 5
happy to see lee and tanaka
Panonga pakashata kudya kwoitisa mheremhere
Kkkkkk hanzi basa rema gidhi
watching from Germany makaipa guys
Keep the fire burning guys🔥🔥.Mkoma Dan munhu one chete anomira nasisi vake even achiona kuti zvimwe vari wrong munodadisa imi❤❤❤.
Iye hanti aimbomira na Lee here nyarie paya kkkk
Dai vanga mkoma vese vachidai zviñofadza kani, manje vazhinji vanoita sevakadyiswa chero kutukirwa mubereki unoona munhu achingozhinura
Nyarie to the fullest 😅
❤❤well done guys
This is good guys,tatomirira episode 4
🤣🤣🤣🤣 Sosora
Muroora wazozvinyanya. Hwahutsinye uhwu
You are naturally good. Keep up the good work baba
Dankie
Nyari Nyari usanyima food plz😊
Chimunya chakonzeresa World War 3 😂😂😂😂
Mukugona guys well done
Lee kutoita kunge munhu kwaye😂
Makorokoto Lee achinja hembe 😊❤😂🎉😅
Ndamuudza kuti handidi zvema box izvooo kkkk
I'm happy to see Lee
Kushanda hakuna kuipa mari haiuye mahara but nyaya yekuiswa panzara uripabasa ndozvakaipa tete magona masiya basa
Kuwachira murume weumwe hazviiti tete😂😂😂😂
Nyarie wanyanya kukara ummmmm zvakaoma😂😂😂😂 bhudhi Dan munogona 😅😅😅 Tete vati in I nekurova kwandinoita vana vangu sooo
Kwanzi iwe ukushanda here
She is very strooong haa Nyarie masasi
Nyarie vanokuvona!
Good work
Thnk u so much
Tirikuvarairwa chokwadi
Munogona team
Nyari hama dzevarume ahadzide
Haa Nyarie ukadaiso hanzvadzi yangu wafaa
Unomupondaka
Haaa munogona
Good work guys ......but the background music its annoying
Kana paane conversation its better you pause it 2 ma sounda haasikunatsoita
Please
Oky on episode 4 u wont hear it its like tge editor dd 3 full episodes in full it was to correct it
Boss Dan, watching while at work....Thumbs up...Lee cool mood bho here???😆😆😆
Waaal keep safe my guy
We love you 💜💕 all the crew and the fans
Thnk u so much my ppan is to bring new faces give them chance to shine u knw watch out nxt episode
Tanaka tsek 🤣🤣🤣🤣🤣☺️
Watching from Gaborone ❤❤
Kurisei ikoko
Ukangoona munhu achisiya imba yake kuda kugara nemuroora.wotoziva kuti ma1 atanga.munhu ngaadzokere kumurume wake aah iye akakonewa yake oda kushaisa muroora mufaro.Haiwawo 😅😅😅zvinondibhowa
Zvipo hazvidi godo munotivaraidza
Lee kuitavo munhu kwaye
Kuma bhidhiri bhidhiri.😂😂😂
Munogona ❤❤
Good work enjoyed
Dan uripama 1 na Nyarie kkkkkkkkkkkkkkkk
Background soundtrack ako 🔥🔥
Artist & title please???
He is my son he who dd tht song fr me
He’s very talented. Should consider recording the track for real ✔️🙌🏾
Nyarie , Nyarie how many times did I call you
Makanyanya henyu vanhu imi
Dan Moyo wako wakanaka zvako
nyarie to the fullest
what's the name of the song in the background?
Yakaitwa by my son
@@graciousmangei7740 He is good 👍 Please can you release it🙏
Dan!Dan!Dan!🤣😂🤣😂
Mkoma dan muri chibaba
Yapindirwa namabla Lee tamirira episode 4
Ummmm sims like a revenge Tsano Lee vs Tete