mukubata basa guys keep it up mukomana Dan rambai makabatana musaparadzane nekuda kwemari i always follow mapages enyu mese umwe neumwe zvekuti ndakutogara ndiribroke mukundepedzera mari yangu nekutenga data 😂😂😂😂
You guys are wonderful all of you 🎉please keep up the good work.. maintain your good Team spirit and together you will go far🎉.Thank you for ke is entertained
Nyarie nd Dan keep it up love you guys you are the best...haa Nyarie ka zvaunotaura zvinobva pai...wish you more grace nd more wisdom may God continue blessings you abundantly ❤ more life
Dan my guy. You did well. You were consistent in releasing episodes. Some people release a series and never give us a finale. Thanks for the way you wrapped it up with a lesson as well. Continue pushing my brother.
Boys kana tazo garaka, Nyarie ka babie manje. If i was not married thats my type of lady, she make it real and serious, depicting real life, especially her marriage with Danny in all their various skits
ngaiite season 2 hey vanhu zvinonakidza zvinoitirei zvipfupi, all actors murikumberi zvenyu hapana chekushora only kuti mabika zvishoma tiwedzereiwo tinakidzwe pliz you deserve my subscription and like
Thank you so much Mkoma Danny this was a great series, ndafara because you guys were consistent till the very end of this series. May God bless you with more ideas like these anodzidzisa nekuvaraidza. I love you guys!!!♥♥♥
Nhaiwe gracious mangei,mkoma dannie, nyarie, mai tata newe vee, manyatsowirirana nani chaizvo kiti iyi ndiyo finale nxa mutiitire easy imi.....takamirira season 2
Thnk u family fr the support keep supporting more series a cmng soon aswell
Great job boss
We enjoyed very well Grego
😂😂😂😂😂
E❤❤❤
Mai Tata is a wonderful actor, a natural
Anoti Dan isa like
Zvekuti Finale mawirirana nesu ma fans here nhaimi😢😢😢😢
Kkkkk sorry kani
@@graciousmangei7740 Aewa Mukuru zveFinale kudhara, series ngaiende mberi👌
Finale yeyi fut amana aaaaaaa
😂😂😂😂😂zvakoo iwe
vaifanirwa vanzwa isu
mukubata basa guys keep it up mukomana Dan rambai makabatana musaparadzane nekuda kwemari
i always follow mapages enyu mese umwe neumwe zvekuti ndakutogara ndiribroke mukundepedzera mari yangu nekutenga data 😂😂😂😂
Haaa this was epic guys well done and keep 👏 up the good works. Kandai mamwe please 🙏 God bless
Thanx tete nekuvakiridza imba yemuroora ndo ana tete vatoda ava 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Mukoma Dan haipere zveku mhanya we need more episodes until year end otherwise topinda muma streets tichi protester
Nyarie na Dan pliz pliz tete ngavarambe vachi dzoka pama series.
Akomama nyarie imbomaa🔥🔥😊
We need more of this guys don disappoint us this is interesting
Thank you guys, we enjoyed the whole series
You guys are wonderful all of you 🎉please keep up the good work.. maintain your good Team spirit and together you will go far🎉.Thank you for ke is entertained
Maita henyu nemashoko enyu tikutanga kukanda chimwe soon in June
This series was amazing, well done guys❤❤❤❤
Many thenx, i really enjoyed from the begin til now. Kip up gud standard luv yu ❤❤❤
Thank you so much 😀
Nyarie nd Dan keep it up love you guys you are the best...haa Nyarie ka zvaunotaura zvinobva pai...wish you more grace nd more wisdom may God continue blessings you abundantly ❤ more life
Just having one page is better than creating individual accounts, it’s easier for us to help financially as well…
What a wonderful series 👏🏾
Well done guys munogona keep up the good work
Dan my guy. You did well. You were consistent in releasing episodes. Some people release a series and never give us a finale. Thanks for the way you wrapped it up with a lesson as well.
Continue pushing my brother.
Thnk u Alex I wll keep bringing mamwe wena
Well done guys you nailed it
Never get tired of watching you guys
Can't wait for more to come
Thank you so much. We have been entertained and also have been learning so much. Mupfuurire mberi. Mwari varambe vachikugonesai.
Amen
Mai Tata, tete ma Pro Max! Well done guys 👏👏
😂😂😂 Apa makabatwa Mr Dan
Dannie is underrated.The guy is good
Let's go far home boy.. proud of you
Thnk u wangu
Boys kana tazo garaka, Nyarie ka babie manje. If i was not married thats my type of lady, she make it real and serious, depicting real life, especially her marriage with Danny in all their various skits
Mukadzi wenyu anozviziva here kuti mune ruchiva😢
Mai Tata Good acter
Great work....Profound lessons.Thank you so much Dan and friends❤❤❤
Haaa wonderful guys,, keep on the good working but pane munhu 1 wandisina kuona @comic elder ,, mukoma Dan makaisepi tsano 😂😂😂
Nice life lessons, tete muri kuseri kkk, keep it up
We need more episodes on this mukoma dan
Fantastic
Thank you! Cheers!
Excellent my favorites ❤❤ keep it up🎉
Well done team, head 🙇♀️ bowed. Keep on with the exceptional work. Waiting eagerly for your many more productions.
Mai Tata is on another level ❤❤❤❤
Mogona imi thank u so much
Dan Grego we need another episode guys we really enjoy your acting
Dan is a very good actor
Anodherera anodherera Nyarie. Munomunzwa kana achitaura here guys Nyarie to the fullest 😂😂😂😂😂
Well done guys. Kutorwadziwa kuti yapererei.❤❤❤
ngaiite season 2 hey vanhu zvinonakidza zvinoitirei zvipfupi, all actors murikumberi zvenyu hapana chekushora only kuti mabika zvishoma tiwedzereiwo tinakidzwe pliz you deserve my subscription and like
Thnk u so much hama
Love you guys,Nyarie unoyema kkk Mai tata Tete vakangwara,Vee the betrayer kkk
Thank you very much ✨👏👏 you the best
You're welcome 😊
Nice my team
Vee ane Raf😂😂😂😂 sure kupfupika ku chigubhu che super iiiii
Congratulations for the good work guys... Munogonesa❤
Dan chibaba icho huyaugare mugonyeti tipinde Congo Dan
Cmng kkkk
Ndinoshuvira kuzoita muroora anenge mai Tata pamberi apo ❤
Mkoma dan sooo mazoirasa pana vee
Mukoma Dan wakapenga keep it up bro
Mai tata is a good actor keep it up guys
this was a very good series
Thank you guys❤
Danka dai ndirini ndakakudira mucheka kkkkk
Thank you so much Mkoma Danny this was a great series, ndafara because you guys were consistent till the very end of this series. May God bless you with more ideas like these anodzidzisa nekuvaraidza. I love you guys!!!♥♥♥
Thnk u sure fr tge support hama yangu
❤❤❤
vee uri chibhora hako all of you guys acting munogona 😍😍😍
Ndonakirwa nemi mukoma Dan ❤❤❤❤❤
Well done Kudzi & Vee you nailed your roles so well
😂😂😂😂 so interesting brother Dan
You guys were so good start to finish...haa maspaka!
Wanga urikumashakwangu kumahusekwa here mkoma Dan
Nhaiwe gracious mangei,mkoma dannie, nyarie, mai tata newe vee, manyatsowirirana nani chaizvo kiti iyi ndiyo finale nxa mutiitire easy imi.....takamirira season 2
Kkkkkkk uyu anondiziya chete kkkk sorry
Pfuurirai mberi guys, you were a good combination and maitinakidza
Mai Tata is good just like Gamu from comic Pastor
Well done Team
This episode is epic ❤❤❤❤❤
I hope muri kutigadzirira zvimwe ndinovimba nemi
Yes yes we are
Iwe nhasi Nyarie kavava wena Dan unodherera chaizvo unoda bhandi chairo 😂😂😂😂😂😂
Team Mahusekwa muriko here uko💃
Ndopangu chaipo pamahusekwa bhururu
Mai Tata vandinakidza nhasi. Baba Tata vakugara po. Ehe Dan waida kuudzwa chii iwe waive Mahusekwa😂😂😂😂
Thanks guys tendai mwari nenjere dzamakapiwa ticharamba tichikusapotai everytime rambai makabatana hapana wandinoshora mese munogona rambai muchitivaraidza
Mai tata is a good singer
Mai Tata good actor
Well done team 🎉
Vadzidza vadzidza pa this series munhu haungofuhura hapwa pese pese kunyanya munhukadzi ❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Hanzi chigubhu che super kudii paye paye 😂😂😂😂😂😂
Dan Dan hanz pamba pacho handichapazivi.....😂😂
😂😂😂mai tata u r a star kkkk munongoerekana mataura
Well done guys
Chinhu ngachiende mberi ichi guys chiri kunakidza # we luv u guys
Wow mai Tata like u ❤
Hanzi kamchacha kakauya muchakaona😂
Haaa Ma Tata you are talented sando dzenyu mese guys mogona
Nhumba yamuonekedzano...saved best for last.
Nyarie to fullest asi unopopota wena😂😂😂😂
Aaah ko mapedzera ipapa musadaro henyu imiiii
Gukamakafela, daimatogara guvamakachera. The Angel Gabriel smit me for talking to Mary the virgin.
Gud job keep pushing
Kkkk nyarie so hanz makauya pano muchiita kunge mavhungwa nemheni
Rambai muchifambira mberi nayo mukoma Dan iyi guyz.Tonakidzwa nekukuteererai zvinoratidza kuti kune vamwe anatete vanoda varooea vavo for sure
😂😂😂😂😂 Hanzi muHarare muno munhu anodanwa ne first name even president wani😂😂😂😂
Thank you so much 🥰 we had fun and takadzidza futi
Our pleasure!
❤❤❤this is good guys
Vee wandiziva here ndini uyauya
Thanks you guys keeps on fireworks 🎆❤ love you all
Nyari ava kamchachilo no,2 kunamai tt😂😂🎉😢
😂😂😂 nyari haana kugumira grd 1 pa break
Hanzi na BaTata kupera mari hakuzi kupera mweya 😂😂😂😂😂