Vanofa rinhi ko varoyi tizorore ,shame ndanzwa tsitsi mhepo dzese dzinongosairirwa kuna mai awa nemhuri yawo dai mavabatsirawo mai awa back to center chaiyo
This woman case I relate to it. In 2000 I was a young mother and moved into a house where we were multiple dwelling. Landlord aisagara ipapo. Amai vaive ariye ainzi manager for the stand aive muroi airyisa. Ndaimuona achipinda Mumbai obata mwana. Mwana obva amuka ipapo. One night ndakazo vati ndichakubvunzai kuti vaidei. Handina kucaona kwezuva rose. Few days later ndakamuka ndamuka bdakagerwa pagotsi. Ndakapopota bdikati ngarimere. Bvudzi rakabuda asi handina kuzovaona Mumbai mangu bekutu vakatsipika hope dzangu nekuti ndaivaona it's maybe she used to dream and see them in her dreams.
There is a medical condition called Alopecia syndrome. Some types of alopecia are related to genetic, lifestyle, or environmental factors, as well as psychological conditions that lead to hair pulling. Treatments for many types of alopecia are the same and may involve oral medications and topical therapies. For some alopecia types, behavioral changes are needed to reverse hair loss.
so medically, was Alopecia Areata ruled out? Bobby Lashley we wrestling haamere futi vhudzi anywhere on his body coz if it. I understand ndoo zvaana Jada Pinkett Smith too.There is no cure for alopecia
Andrew if you recall whilst you were doing a programme ye guva remurume uya wekuvigwa muroad after adonha ne bhazi, you interviewed one Witness Simango. Proximity of that programme is very near Mozambique maybe it will trace the Simango guy here in question
Drewmas media muri kumberi kwekumberi, asi chikumbiro changu rairayi Amai ava vaende kwa sekuru tasvu kana kwa sekuru kanengo kana bunzamukombe pliz, pliz pliz. Varoyi avo vashevedzwe vabatwe.
It's a good idea to have a big family asi uuummmm life is never gauranteed, mumwe akafa kana kuchinja pfungwa zvinonetsa kuzovachengeta vana 5 zvinorema
There are many potential causes of hair loss in women including genetic factors, hormonal changes (such as pregnancy or menopause), certain medical conditions (such as thyroid disorders or alopecia areata), certain medications, stress, and excessive styling or manipulation of the hair. Not all of these factors cause hair loss on every part of the body, but they can contribute to hair loss on the scalp. Hair loss on the body (other than the scalp) may be due to other factors such as autoimmune conditions or hormonal imbalances. If you are experiencing hair loss, it's best to consult with a healthcare professional to determine the underlying cause and best course of treatment. I suggest this lady to go for medical practioners. Kureva kuti ngamboedza kuzvipatara . Although kusina mushonga unorapa but can improve her skin
Medical practitioners heee healthcare professionals, where ? In this teapot shaped country kkk usadaro sha remember she doesn’t even have pekugara or chikafu kuzoti izvo zvese zvawataura kkk
Eish I believe this 100% kugerwa nevaroyi kunoitisa munyama inini ndakanyatsowona munhu achindigera nerwuoko rwake ndikafuma ndisina hvudzi pakati pemusoro chi round chinonyatsowoneka and pairwadza.. As from there my life ndezvemunyama zvega kubasa mu marriage kunyange kuitawo chinobatika this is true 😢😢😢😢varoyi tizorodzei kani asi rakazomera and this happened 1999
Shamwari yangu yeive yakadaro but problem yaiva yekuti aiva akuramba huroyi saka akabviswa bvudzi irinzira yekuti adzoke kuhuruyi...now ava naro akashandisa purple onions ne Ginger
GOOD PEOPLE WE LOVE YOU ALL. THANKS FOR YOUR UNWAVERING SUPPORT
@drewmasmedia3856 love you too ❤️❤️❤️❤️
We luv u too 💞😍
You welcome shumba makazotii nexmas party
Shuwa shuwa here Drewmas media kuti munotida
🎉❤❤❤❤
Thank you Drew media for making her feel special. Vafara kunzwa kuti you look young. zvinodiwa kune vakaremerwa, vanowana kahope
"Murehwa Mutoko, Murehwa Mutoko paBhora hwiiba" aparadza musha wangu ndima Bhawauwa ngoma yarohwa apo. Tichitamba jiti pfonda.
PaTamutsa apoooooo
42 yrs she look 25 and her face is fresh❤
Vanofa rinhi ko varoyi tizorore ,shame ndanzwa tsitsi mhepo dzese dzinongosairirwa kuna mai awa nemhuri yawo dai mavabatsirawo mai awa back to center chaiyo
Well done Shumba nekuyemura mai avo ndozvinodiwa kana munhu ari padambudziko it makes to feel comfotable
Love ka song apo.... karikumberi....waparadza musha wangu....ndiyani akakarova ako!?
Baby face amai. Dai maiwana good living mungadai muri very youthful kutodarika ipapa.
She's beautiful, she needs help from sekuru Tasvu and kanengo, please vane mari batsirai sisi uyo.
Yekuroorwa iyi
Unowira mumusha unopisa wedu wee. I feel sorry for this lady. Isaiwo contact dzavo tiwabatsirewo. She is just unlucky. Ndarwadziwa.
Thank you gogo Aggie maybe mukabata mukoma.Andrew. Yekuroorwa iyi idambudziko mwari ivaiwo nesu vana sikana chokwadi.
@Amarie077 will definitely do, thanks, my darling.
Chokwadi
Shanyirai prophet miracle kuchitungwiza ukuu
Ndarwadziwa namai ava shuwa vakanyanya kutadzeiko 😭😭
These jit songs are❤
Haa vanoda Tasvu naKanengo vanhu vakakugerai vanedzungu rinonoper
I second this true
This woman case I relate to it. In 2000 I was a young mother and moved into a house where we were multiple dwelling. Landlord aisagara ipapo. Amai vaive ariye ainzi manager for the stand aive muroi airyisa. Ndaimuona achipinda Mumbai obata mwana. Mwana obva amuka ipapo. One night ndakazo vati ndichakubvunzai kuti vaidei. Handina kucaona kwezuva rose. Few days later ndakamuka ndamuka bdakagerwa pagotsi. Ndakapopota bdikati ngarimere. Bvudzi rakabuda asi handina kuzovaona Mumbai mangu bekutu vakatsipika hope dzangu nekuti ndaivaona it's maybe she used to dream and see them in her dreams.
Mwari nemidzimu yenyu is protecting you. Unopfuudzwa ukazivikanwa kuti wandiona.
lhb
Mai vakamboenda kwadoctor here
There is a medical condition called Alopecia syndrome. Some types of alopecia are related to genetic, lifestyle, or environmental factors, as well as psychological conditions that lead to hair pulling. Treatments for many types of alopecia are the same and may involve oral medications and topical therapies. For some alopecia types, behavioral changes are needed to reverse hair loss.
Drewmas vaimbi venyu nahwani ndonzwa kusvika kure .....love guys pamberi nechivanhu ❤❤❤❤love you drewmas crew mandlo....soko....shumba chikara ❤❤❤
Dear God make a turn in her life , and the children , iii who ever did this 😢so sorry mommy.
Love this song ndiyani akaimba zvakaoma chokwadi 😢😢😢nyika yedu yakatakura kurema why sorry darling 😢😢😢
You are looking young my sister
Mwari vanokurwirai kutotaurwa kwazvo zvava kutofumuka kwazvo..vatsvagireiwo vanobatsira vawane kubatsirika
Iiiii I thought I’ll see she has alopecia but no way! This is something else. Zvakaoma
Panechivanhu apa wangu
Andrew and mandlovu special definitely you're talking us to another level
God bless you sis muchamera bvudzi chete
In love with the song
Song iyi ndoiwana sei koo waparadza musha wangu ndiyani
Thanks very much shumba ngatibatsirei maiavo
Mai ava she is beautiful may God intervene
Musandiona kunonoka ndanga ndichiuya....❤❤❤❤
Ndarwadziwa kunyanya kuma misbehaving evana apa eish, hapana chinorwadza sekuona vana vashaya direction rehupenyu. Haaa ukuwo murume kujeri zvakaoma veduwe. Mwari pindirai kani
Inenge Alopecia iyo. Ngavamboenda ku chipatara vaongororwe
so medically, was Alopecia Areata ruled out? Bobby Lashley we wrestling haamere futi vhudzi anywhere on his body coz if it. I understand ndoo zvaana Jada Pinkett Smith too.There is no cure for alopecia
Hanti vaimboiva naro here? Ko Alopecia inoita kuti neravaimbova naro racho rimuke ranyangarika here? Educate me here?
Imi ndozvinoita kuti vaswinyiwe nekupedza bvudzi patsiye nemunzvimbo dzakavanda,hamushayi zvekutaura every time nexve medical issues izvizviripachena kudai kuti panezviripo haaa musadaro imi minyama yese iyi ikubva pa medical issue kkk mamunhu mukuru imi kunyarara kurinani panedximbira varimumarwadxo akadai
Andrew if you recall whilst you were doing a programme ye guva remurume uya wekuvigwa muroad after adonha ne bhazi, you interviewed one Witness Simango. Proximity of that programme is very near Mozambique maybe it will trace the Simango guy here in question
Drewmas media muri kumberi kwekumberi, asi chikumbiro changu rairayi Amai ava vaende kwa sekuru tasvu kana kwa sekuru kanengo kana bunzamukombe pliz, pliz pliz. Varoyi avo vashevedzwe vabatwe.
It's a good idea to have a big family asi uuummmm life is never gauranteed, mumwe akafa kana kuchinja pfungwa zvinonetsa kuzovachengeta vana 5 zvinorema
Shumba hanzi zvekuzora kkkkkk ndokunge hure hurwere ...asi kana zviri zvevaroi zvirizvo zvikukonzerwa matambudziko vatasvagirei anobatsira veduweee nhau dzavo dzandibaya moto😢😢😢😢😢
Ngavamboenda kwaMiracle Paul vanogona kubatsirika
Mmmm nyaya yamai ava inorwadza,,, vapeiwo # dzaTasvu takamboona Banda ayidyisa munin'ina wake vhudzi uye mufana ayisamera vhudzi yekunhengo yesikarudzi bt Tasvu akazvitasvura zvikapera
Yaaaaaa sure kwasekuru tasvu zvinoita
Drewmas taking you to another level mave kuseri❤❤❤❤❤
Kuroya vamwe to the highest level . Amai vanoda kubatsirwa , zvinonzwisa tsitsi .
DrewMas Media taking us to another level ❤❤❤❤❤❤Chokwadi ndiko kupindana kwemwzuva
At first i thought itint😢😢😢this is sad mhani
Ish zvinhu zvachi zvakaoma.endai kwa prophet Miracle Paul kuchitungwiza ku L.
Haa ndarwadziwa
Neshamba vaendese kwasekuru Gusvi
Haa ndarwadziwa hangu ini vana sekuru kanhengo Nana Sekuru Tasvu ndimi munobatsira vanhu vakawanda honai AFAIK avo vatambura veduwee
Kuno kuBotwana kuna mai vakagadzira musoro vhudzi rikabva rese kubva 2019 harina kumbobvira rabudaa nanhasi
Kunetsa kurikuita vana vanoda kuenda kurudzi rwavo. Mwamwe marudzi hachengeteke
Kumusha kwangu chayiko thanks Andrew
Zvepasi rino zvakawoma. Hama dzemurume musadaro munhu munhu weduweee.
Hmmmm endai kwa sekuru Kanengo or Tasvu.
Mai awa shes strng ummm dremas batsirawo plz ndanzwa tsitsi 😢
There are many potential causes of hair loss in women including genetic factors, hormonal changes (such as pregnancy or menopause), certain medical conditions (such as thyroid disorders or alopecia areata), certain medications, stress, and excessive styling or manipulation of the hair. Not all of these factors cause hair loss on every part of the body, but they can contribute to hair loss on the scalp. Hair loss on the body (other than the scalp) may be due to other factors such as autoimmune conditions or hormonal imbalances. If you are experiencing hair loss, it's best to consult with a healthcare professional to determine the underlying cause and best course of treatment. I suggest this lady to go for medical practioners. Kureva kuti ngamboedza kuzvipatara . Although kusina mushonga unorapa but can improve her skin
😂 ukuna zvakadero on her story bad
Medical practitioners heee healthcare professionals, where ? In this teapot shaped country kkk usadaro sha remember she doesn’t even have pekugara or chikafu kuzoti izvo zvese zvawataura kkk
It can happen, slowly, not that you sleep with yo hair in the head in the morning hakusisina mvunzi....that's a problem 😢😢
Ngavaende kwasekuru Tasvu. Zvinogona kukonzereswa nekwavakaroorwa zvose izvi zviri kuitika mumhuri yavo.
Shame munyama wacho murume nemwana mujeri
But ndarwadziwa hanku pana amygru avo....dai Mwari akasika denka nenyika ayeuka mai ava akavaitra nyasha zvikuru cy padambudziko rainaro iro....zvakankooma sua ...Mwar tinoziva hakundike uye haatonkwe nerima chero madzinza hiii dai varangarirwa mai avo ....
Eish I believe this 100% kugerwa nevaroyi kunoitisa munyama inini ndakanyatsowona munhu achindigera nerwuoko rwake ndikafuma ndisina hvudzi pakati pemusoro chi round chinonyatsowoneka and pairwadza.. As from there my life ndezvemunyama zvega kubasa mu marriage kunyange kuitawo chinobatika this is true 😢😢😢😢varoyi tizorodzei kani asi rakazomera and this happened 1999
😅😅😅😅😅😅😅Murehwa Mutoko Bhora hwiba .Mabuja biyedu uyai pano titetekeretse kuti kwaiiiiiko nowabiyeduwa?????
Murehwa pfeee
Wadiii kuenda kwa Sekuru Kanengo or Tasvuu waroyi iwavo wapedzerwe nemi Drewmas waendessei ikoko pliz
Shamwari yangu yeive yakadaro but problem yaiva yekuti aiva akuramba huroyi saka akabviswa bvudzi irinzira yekuti adzoke kuhuruyi...now ava naro akashandisa purple onions ne Ginger
Anoshandisa sei purple onion neginger yacho
@@emenjildavioletdzama8886 unotswanya zvese wopota uchizorera muto wacho
Eish zvakaoma askana bvudzi rese ende Mwari vanoziva nebvudzi rake rese
shemm zvinorwadza vana kunetsa imhepo dzekumusha kwavo dzinoda kt vese vagare kujeri bt vakawana anobatsira zvinoita zvakanaka
Bvudzi ririkushanda kuvaroyi pane mhepo yeurombwa panoda sekuru Nyangatayana, sekuru kanengo, Bvunzamukombe
Yaaah kunzima😮😢 varoyi musadaro plz
Vaendesei kwa sekuru vaye vekudzaidza nemazita .
Sekuru Gusvi
🎉🎉❤❤❤❤ diko 42years yu look kuzvi 30s uko amai rambai muchegeza
Endai kwamiracle paul kuchitungwiza
Eish hupenyu haudi kudai Shumba ipai skuru Tasvu or Kanengo
Saka kutsvukuruka musoro I tint here , uum munhu anoshanha veduwe
I think kupfeka hat all the Time saka havarohwe nezuva
Haasi iye Chigerwe here uyo wekwa Vz vz
Uuuuuuu Mmmm mutoro wacho unorema sure
Drewmas media takaendaa🔥🔥
Drewmas vabatsirei vaende kwaPaul Miracle kuchitungwiza
Mai vakaroiwa kwavakaroorwa avo and ndezvekuromba izvo
Vaneshamba makadii 👏👏👏👏👏
Ngawaende kwana sekuru Tasvu nanaSekuru kanengo vanobatsirwa
Mayeeeee,hai umunthu umuhlonipe njeee.Mhlaumbe uyagula
Andrew sheedza sekuru Gusvi vabatsire amai ava pliz
Innn ndakatombogerwa ndikaita 3months no hair ndakazoyereswa nemumwe murume muporofita ndakangopiwa nhombo ndikageza kwe Hwan day now ndave naro bvudzi
Vanhu vakaoma moyo veduweee mmmm haaa ungafara chaiko uchitoona munhu aurikurwadzisa achitofamba chokwadi
Hama dzevarume are so evil vedu vee ndarwadziwa kani. So heartbreaking 💔 very sorry amai ndadonhedza misodzi😢
😭😭😭ndarwadziwa veduwee haaa izvi kana
Thank you my sister munotaura zvinonyatsonzwisisika, poreswai nezita raJesu
That is a medicak condition. Pana actor weku Sa anonzi Warren Masemula if am not wrong anotori nayo ndaksmuona paneimwe podcast.
This is wickedness at it's highest order.Vana Papa hero basa
Zvinonzwisa tsitsi 😭😭
😂😂😂 shumba zvanziii kwese kunomera bvudzi hakuna
Iyaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk
Varoi vese ngavafe tizorore kani.munofa riinhiko varoi😮
Inga kumusha kwangu kurikuburwa mbishi chaidzo
Zvandibata mwari pindirai please 😭🙏
Shame Inga zvakaoma veduwee .....nyakugera wacho kubva apedza rese kupara chaiko......
Vana avo kusanganisira baba vacho nhau dzodzudza idzo misikanzwa iyo inhau yekut havazive dzinza ravo......
Nhau iripo zvinonzi usamirira Ivhu ritsvage Vana varo ..hauzombofi wakazvigona ...
Tsvagai atezvara vana vatsike musha munoti dzinza ravo....
zvinorwadza izvi Mwari
Neshamba kkk hanzi murikababe kariboe
Ndiyo nhamo ayivi pane imwe
Matora munhu vedio chimubatsiraiwo
Ohh God!!! Pindirai Mwari
Am in
Pakaipa mama mwari pindirai
Kana wig yacho inoisika pakadai ahhh vatori imbwatic dzevanhu
Frontal inoita😂
musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Ndarwadziwa hangu 😢
Maita basa ndaona kumba ndiri joni
Zvakaoma veduwee zviri kuitika munyika
Ummmmmm Drewmas refer mwana uyo aende kwa Sekuru Tasvu anonobatsirwa problem iyo inopera
Mwari pindirayi musunungure mwana sikana wenyu