Imi vana Biti vanoitisa vanhu imi. He wasn't even aware that those people were still in Harvest house!!!!! Their office. He just heard it from Gonyeti hanzi 'na nhasi?!' Kutoshamisika?! Imika?!!!!
Yvone I am sorry about you. Do you want every Zimbabwean to think the same way you do? Remember I have my own thoughts and things that I regard as good and bad and the same applies to you. So kundituka hakundichinje chinhu my dear. Ndingawe duzvi as you say nehama dzako vana clive but hazvindibvise paZANU PF. So pliz support your ever forever loosing party and I support my forever winning party. Are you aware kuti ZANU PF has beaten MDC alliance hands down including your president? I once told you kuti kutuka hakusi kuvhota uye hakuhwinise maelections. Ndatenda hangu nekutuka kwako stay blessed.Pfeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee ziiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkky.
it will be not easy to remove ZANU ,these pple fought this country and they spent their child wood in the bush and in exile. So is not going to be easy for them to let born free Chamisa rule this country
Tendai BitiOk estimate/approximately 50 000 people lost their life or is it lives!As a lawyer every word count.If you said the wrong thing,(diction:choice of words:)It becomes open to legal challenge!Its not like everyone is so ignorant.Its so sad to see Chamisa being sacrificed by Biti!Come on guys.Hapana kana hama ya Biti apa!Trace nzira yafambwa nemunhu uyu!!!Veduwe nyika ndeyedu iyi kuvaka kana kuvondonga!Wet nosed guys like Treasure Basopo using UZ SRC as a political spring board!Mudiki imbogara pasi ufungewo independently!
Nxaaaaa zanu soo kaaaa even if they destroy properties so what ???? Who said you should kill them . Then you say you have democracy nxaaaa murimbwa mazanu
Saka mukutaura kuty all that firing yakaitwa nemasoja vakakwanisa kuuraya vanhu 6??? Mukuti masoja aipotsa vanhu vakaungana this whole thing is nonsense
Anyone to share this full video
Please prey for Zimbabwe's Amen
no government entertains anarchy
'This country will be ungovernable if Zanu PF wins...' is what Biti said in the run up to the elections then he says he wants peace.
ratidzirai peacefully and not to be violent and destroying property what has that to do with elections result
Kutama Jefrey those were ZANUpf thugs who infiltrated MDC and did destroy property MDC does not do that
Imi vana Biti vanoitisa vanhu imi. He wasn't even aware that those people were still in Harvest house!!!!! Their office. He just heard it from Gonyeti hanzi 'na nhasi?!' Kutoshamisika?! Imika?!!!!
Stand up for women Lady K u are right.. they don’t even care about their supporters. Vanongoda power, it’s a shame.
does MDC own the people?, my dear friend,that party is just more like a harbour in this case
is it constitutional to damage property?
Zvonyadzisa shuwa bcz nyika dzese dzatozviziva kuti Zimbabwe haina rusununguko
WHY DID THEY RUN TO MDC HQ WHEN NELSON CHAMISA SAYS THEY DONT BELONG TO MDC ALLIANCE?
The crocodile has not changed, he took his orders from Mugabe, his no different from his previous master!!
Hanzi ratidzirayi mu street iye na chamisa vari kumba kwavo. I can't die for a politician
You will have a better mic and camera Gonyet soon.
MDC not much to say but the process we had ander. low as MDC simply. handle the good time with better solution In our economy
Biti you're correct
Ma bhoi anoita zvinonyadzisa kuita semhuka kana varungu vakuti tiri mhuka toti vanoshora. Uncivilised fools evil fools
Nyika isina freedom yakaoma hayo kurarama shame.
Yvone I am sorry about you. Do you want every Zimbabwean to think the same way you do? Remember I have my own thoughts and things that I regard as good and bad and the same applies to you. So kundituka hakundichinje chinhu my dear. Ndingawe duzvi as you say nehama dzako vana clive but hazvindibvise paZANU PF. So pliz support your ever forever loosing party and I support my forever winning party. Are you aware kuti ZANU PF has beaten MDC alliance hands down including your president? I once told you kuti kutuka hakusi kuvhota uye hakuhwinise maelections. Ndatenda hangu nekutuka kwako stay blessed.Pfeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee ziiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkky.
it will be not easy to remove ZANU ,these pple fought this country and they spent their child wood in the bush and in exile. So is not going to be easy for them to let born free Chamisa rule this country
Gonyeti wavamberi ndinokuda mhani
Tendai BitiOk estimate/approximately 50 000 people lost their life or is it lives!As a lawyer every word count.If you said the wrong thing,(diction:choice of words:)It becomes open to legal challenge!Its not like everyone is so ignorant.Its so sad to see Chamisa being sacrificed by Biti!Come on guys.Hapana kana hama ya Biti apa!Trace nzira yafambwa nemunhu uyu!!!Veduwe nyika ndeyedu iyi kuvaka kana kuvondonga!Wet nosed guys like Treasure Basopo using UZ SRC as a political spring board!Mudiki imbogara pasi ufungewo independently!
Why you sending people in fronf iwe naChamisa musipo
Nxaaaaa zanu soo kaaaa even if they destroy properties so what ???? Who said you should kill them . Then you say you have democracy nxaaaa murimbwa mazanu
Does the law say burn everything you see
VENTURE MAWERE does the law say kill them when they vandalise?
Does the law say beat and kill during political campaigns like ZANU did.many oppossions died
chamisa haana mhisva , mhosva inembavha mhondi dxamuno mira nadzo dze zanu
Mmmm mm You and Chamisa maobservers know kuti hamuna kukwana henyu .Moto uyu modal Kupisa maobservers here .
spare the rod and spoil the child....MDC yakunyanya kuda kuita maitiro a jojina
Politics has been killed by these elections. We will see apathy like we have never seen before.
yes but not to be violent and yu are the one who enticed them to be violent wava kutaura runyararo nhasi
Ehe haaa Gonyeti zvatova zvinhu ,waaa journalist here gonyeti ?
This is a hostage zvee.ls this not an infringement of their Human Rights?
Taura kuti vanhu 've MDC agara machinja anamsoro...maiva MDC that was then it's over
Biti you are to blame.iwe nemasoja ndimi makaurayisa vana kuita kwenyu.
Biti wakafurira vana
Zimbabwe u must think twist before u do anything fanny
Vashandiseyi.
Rubbish Biti
Mnangagwa naChiwenga imhondi..
faith maforo shuwa taifunga kuti taka bvisa mugabe tisingatozive kuti takaisa mhondi huru
Rufaro L W ..Let's wait and see almost 10.00pm ndarwadziwa mhani ndiri kueurope.
True
Lorraine Zing saka vapapi nemaresults. Ndiri kueurope. From 10.00pm yesterday ndakamirira....On internate ndir kungo ona before zvazuro vabirira..
They announced Ed won
Saka mukutaura kuty all that firing yakaitwa nemasoja vakakwanisa kuuraya vanhu 6???
Mukuti masoja aipotsa vanhu vakaungana this whole thing is nonsense
Pamabara ese aya nevaye vekudirwa vat
Chamisa ndo🙀🙀🙀🙀yemunhu
Ptsek Satan Chamisa akutadzirei kambwa
Gladys Banda dako
Gladys Banda iweeeeee
Nyundo Juma kkkkk
Chamisa anondirwadza bcz anozvininipisa haana mhosva NEROOOOOOOOO
MDC is bad for Zimbabwe
how dare are you to say that
Tinotenda Mbofana My democratic right. We are not a dissident country.
5 more years of such bullshit haha
muzvimota zvemapurisa....kkkkkk
xaaar Biti wakashandisa vanhu to push your own agenda ///// uriduzvi iwe
nyangwe vakaita zvavari kuita mwari varikuona .mhondi avana bsa nehupenyu vedu
Yaa Mwari wako iwe wega ndiye anoti vanhu ngavatange noise after being given beer naBiti kuharvest house then destroy other peoples' properties, kukwachura nemabhini muroad kuzadza mazitombo muroad achipfundunyura road kuti iite mapot holes. Mota dzevashandi weZANU PF pa HQ kutema nematombo ndiyo democracy yenyu mumdc??? Shame Asi Mwari vanoziva bcoz nyika ino ikatongwa nemdc inotoparara kupfuura Somalia because chamunogona inoise chete.
+shunguhadziurayi mangarayi _haaaaaa sando dzako shaaa unotipira mnhu pa chokwadiii
interesting part ndeyekuti ndinitambura tese wether uri wezanu kana MDC tichakaura tese
true chero vkati pfee hkuna chochinja naEdiot munangagwa uyu