Obert Chari ft Anashe - Kuchema kwangu (Official Music Video)

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 50

  • @ropafadzomanyanga5883
    @ropafadzomanyanga5883 Год назад +2

    Mwana uyoo ndewani

  • @ruebengwete4701
    @ruebengwete4701 Год назад +1

    Munondiitira chibaba mwana Uyo ane chipo

  • @ishmaelishmaelmuneri7782
    @ishmaelishmaelmuneri7782 Год назад

    Chari ndinotenda nguva dzose nedzidziso dzako wedzera nedzidziso dzakadai

  • @hisexcellent5121
    @hisexcellent5121 Год назад

    Anathema well done pasi ne early child marriages
    @Obert keep up the standard

  • @edwardchuma3094
    @edwardchuma3094 Год назад

    hapana chokutapudza kana kuwedzera apa 💕💕💕👌👌

  • @zcc_aiden_c_generation_band
    @zcc_aiden_c_generation_band Год назад

    Ummm🔥🔥🔥 may God bless you Chari nekuratidza world chipo chemwana uyo

  • @kushinganyasha1200
    @kushinganyasha1200 11 месяцев назад

    Nice song mwari pindirai vana vezim vanoshaya anovasimudzira

  • @princechigwida
    @princechigwida Год назад +17

    Uyu anonzi Obert handiidi naye zvangu💪💪 There's always this perfection and maturity in every work that he does, no matter it's a collaboration he make sure it's perfect and you can see his effort all over. @Ansashe , you so wonderful little sister Mweya waShe ngaurambe uchiwedzerwa. You are our future Star

    • @tarirogwenjere6972
      @tarirogwenjere6972 Год назад

      Ichokwadi maSongs ake anedzidziso yakanaka sevana tinodzidza ndinotozvipira kusaenda kuBreak ndichitsvaga maSongs ake paRUclips nokuti munyika yatigere SA mune zvikara zvinorura ukapusa unorasika thank Obert Chari u ae alwaes the best

    • @constancetavengwa6928
      @constancetavengwa6928 Год назад

      Nice

  • @colletahzabuya3017
    @colletahzabuya3017 Год назад +6

    You light up a room when you sing brotherman. Ngatiise malikes 😁

  • @blessingssibulandlovu448
    @blessingssibulandlovu448 Год назад

    Thanks mukoma Chari for this message to the community

  • @leonsteinrleondove561
    @leonsteinrleondove561 Год назад +5

    #No to Early Child Marriages by marrying off a child u are destroying generations and a life that could have made history and become motivation for many🌟🌟⭐⭐⭐🌞🌞⚡⚡Thanks for the message mukoma keep it lively and burning 🔥

  • @eltonrwatiringa5548
    @eltonrwatiringa5548 Год назад

    Good Obert unogonesa

  • @chipomahachi2895
    @chipomahachi2895 Год назад +2

    Kamwana kanoimba akooo,in luv with her voice

  • @tkmatizha
    @tkmatizha Год назад

    Well done Obert🙏

  • @tanakamupandawana6037
    @tanakamupandawana6037 Год назад +5

    🔥🔥🔥 ichooooooo

  • @hoverangarirai3579
    @hoverangarirai3579 Год назад

    Mavaona here serbia serbia

  • @ropafadzomanyanga5883
    @ropafadzomanyanga5883 Год назад

    Mukoma bhora mberii

  • @edwardchuma3094
    @edwardchuma3094 Год назад

    very powerful msg

  • @shamekamhapa3356
    @shamekamhapa3356 Год назад +1

    Chakanyanya baba my second best after Mebo

  • @diverdiver1896
    @diverdiver1896 Год назад +2

    Well-done man of God, keep on doing good work,l love you

  • @marthamashukushe7945
    @marthamashukushe7945 Год назад +1

    Ndafarira daughter uyo murikumukudza zvakanaka Shuwa Mwari vakuitirei zvakanaka mukoma Obert

  • @wilbertvhezha831
    @wilbertvhezha831 Год назад

    Great massage

  • @perinaziki4895
    @perinaziki4895 Год назад +2

    Inini mondigonera mukoma ndinzweiwo kuchema kwangu

  • @tafmanmaps8023
    @tafmanmaps8023 Год назад

    Gara Kure nemoto iwe unoita

  • @edwardzoromera6960
    @edwardzoromera6960 Год назад

    Nyc bro

  • @edinahsiziba9651
    @edinahsiziba9651 Год назад

    Obert chari and Anashe best song ,kunevarikuroodza vana vadiki dzidzai pa song iyo vana ngavachengetedzwe

  • @NAXOFILMS
    @NAXOFILMS Год назад

    bataa

    • @ObertChariHakireniStars
      @ObertChariHakireniStars  Год назад

      Thanks so much my bro, tinovimba kuti musi watichabata tose izvi zvichapetwa kasingaperi kkkk

  • @honestmurambi7641
    @honestmurambi7641 Год назад +2

    What a message, thank you Mr Obert Chari.
    Thank you once again for nurturing this one talent
    #CatchThemYoung
    @Anashe, you are the best. Mwari varambe vachikuitira zvakanaka uye kukusimudzira

  • @kelvinkampinya8924
    @kelvinkampinya8924 Год назад

    Amen Amen

  • @eunicemunhundiani4528
    @eunicemunhundiani4528 Год назад +2

    Thank you Obert and Anesu for this awareness ❤️❤️

  • @yeumuchinapo1038
    @yeumuchinapo1038 Год назад

    Powerful message #no to early child marriage..... Welldone mukoma Obert and Anashe

  • @thereidconcierge3670
    @thereidconcierge3670 Год назад +2

    That`s a very good message to the entire world .

  • @deechari8668
    @deechari8668 Год назад +4

    Ichoooooo

  • @ngoniemadzivanyika568
    @ngoniemadzivanyika568 Год назад

    Good massage....say no to Early child marriage,, mwana achemachema

  • @sipiwemoyo1265
    @sipiwemoyo1265 Год назад

    This is wonderful Mr Chari idzidziso yakakura

  • @advocatechivara8795
    @advocatechivara8795 Год назад +1

    A good message thanks mkoma Oby wekwaChari

  • @taperasmakaza422
    @taperasmakaza422 Год назад +1

    This is good
    Keep it up Tsano 👏👏🙏🙏

  • @chadderndofeni6426
    @chadderndofeni6426 Год назад

    I like your music man keep it up Obert

  • @selinanyabonda5173
    @selinanyabonda5173 Год назад

    Song with a Message. Thank you

  • @valentinetawedzera2326
    @valentinetawedzera2326 Год назад

    Munogona Mkma Chari👏👏

  • @saulchivasa9773
    @saulchivasa9773 Год назад

    Wow bravo obert n anashee

  • @chidemboerita7862
    @chidemboerita7862 Год назад +1

    👏👏👏👏👏👏

  • @carlokaysmusic5416
    @carlokaysmusic5416 Год назад

    I love this