Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Chief vanopisaaa mazogara anovenga hama yake muroyiiii
Shumba iyi Ngoma makaridza wedzerai,inondibata
Wakavaremera 🎉😂 indeed. I love the song 🎵 with the lyrics and voice matching perfectly
Ingoma iyi always repeat
guys munhu haarambidzwe kufarira panomuitira . chiiko chibharanzi chakadaro . anovenga wese muroi
CHIEF he deserve another GLE BENZ ..haaa vanogona mhani zvavo🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥♥️🔥🔥
Pakutamba chief havagone😂😂😂
this guy is talented
Great song ❤
This song deserves 1million views. A master piece indeed.
I am so much in love with the song.❤ Chokwadi anovenga hama yake muroyi
This song always makes my day ❤
repeat takabata N1 hedu riri pa REPEAT ngoma iri kusvika pa HARARE riri pa Repeat chete zvakaendwa izvi....ZANU PF huchi baba
Haa munorema shuwa Hwenje ndiri musango usadherera
Wonderful works. DR Tawanda never disappoints.
its true anovenga hama muroyi
Hwenje chibaba
Chibaba ichi❤
Ngoma ronaka iri. Rodiwa nemurume wangu zvekuti katoo kaSong keMhuri😂
shuwa he deserve that G.D 6
Haa chief makanyanya
Your voice is top notch
Marova ngoma team rangu ndripa capetown manake khupela
Anovenga hama yake MUROYI
Hoyooo chabaya moyo ichooo chief vemadzimambo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Inokomborera song iyi.Ndozviri kutoitika mulife izvozvo.Batai ngoma mushumire .Thanks
chief vakabata apa veduwe kani........takaenda N1 tikuuya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
ZANU PF huchi...cremora chaiyo HUCHI ZANU PFEEEEE
Anovenga hama yake muroi chief shumba
I'm here tonight ❤on repeat
ZANU PF huchi ....PAMBERI ne ZANU PF ✊✊✊✊✊✊✊✊✊✊✊✊ED tomuda 2030 futi isu aaaahhh ZANU PF huchi baba
A talent being wasted there in the name of politics. His music, his voice is so unique bt hurakashi puuu
Atadzei
Wakavarera zveshuva this song is nice well done chief
Well done
Good bro ingosiya zveZanu chete
Umwe neumwe ane choice yake.
ZANU PF mhani ✊✊✊✊✊✊🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
I think mukarova ngoma dzisina politics you will go far coz your music inobata vakawanda uye inonakidza but pamunozoimba zve zanu music yenyu inotengwa nevashoma vezanu chete so my advice is go deeper ne music without zanu mukati
chief shumba you are a Hero
anosiya say if he can't even care about the uploading Video quality 360 here and is okay
Mhondoro
Dr Tawanda my former school mate ..bhuru iro😃😃
In short mataura zvakawanda apa😂
Uyu munhu anonzi Chief Hwenje anogona hake
Uyu Anogona uyu
That's true
Chief to the world
chi ZANU chaunacho ndicho chinondisvota
volume boe baba
Goood
Tinoida pa inauguration song ye Mukomana song iyi
Hwenje Uri mukoshoo wemunhu wauraya nyika nekutengwa nezanu zigoshooo
Music is business wangu
anosiya sei when he can't even write correct spelling ye VIDEO.
kkkkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkkk
Chief vanopisaaa mazogara anovenga hama yake muroyiiii
Shumba iyi Ngoma makaridza wedzerai,inondibata
Wakavaremera 🎉😂 indeed. I love the song 🎵 with the lyrics and voice matching perfectly
Ingoma iyi always repeat
guys munhu haarambidzwe kufarira panomuitira . chiiko chibharanzi chakadaro . anovenga wese muroi
CHIEF he deserve another GLE BENZ
..haaa vanogona mhani zvavo🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥♥️🔥🔥
Pakutamba chief havagone😂😂😂
this guy is talented
Great song ❤
This song deserves 1million views. A master piece indeed.
I am so much in love with the song.❤ Chokwadi anovenga hama yake muroyi
This song always makes my day ❤
repeat takabata N1 hedu riri pa REPEAT ngoma iri kusvika pa HARARE riri pa Repeat chete zvakaendwa izvi....ZANU PF huchi baba
Haa munorema shuwa Hwenje ndiri musango usadherera
Wonderful works.
DR Tawanda never disappoints.
its true anovenga hama muroyi
Hwenje chibaba
Chibaba ichi❤
Ngoma ronaka iri. Rodiwa nemurume wangu zvekuti katoo kaSong keMhuri😂
shuwa he deserve that G.D 6
Haa chief makanyanya
Your voice is top notch
Marova ngoma team rangu ndripa capetown manake khupela
Anovenga hama yake MUROYI
Hoyooo chabaya moyo ichooo chief vemadzimambo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Inokomborera song iyi.Ndozviri kutoitika mulife izvozvo.Batai ngoma mushumire .Thanks
chief vakabata apa veduwe kani
........takaenda N1 tikuuya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼