Ndiri Muroyi Huyai Munzwe Zvinoitika Kana Ndikada Kunamata

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 ноя 2024

Комментарии • 34

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 День назад +9

    Siyai mwana wevanhu makaba mari yake saka makamusungirei ndiye akati chemberai here

  • @mafinousmakanyaire1683
    @mafinousmakanyaire1683 19 часов назад

    Aaaah Mwari pindirai

  • @ChantelMukombachoto
    @ChantelMukombachoto День назад +4

    Vahanzvadzi mune hutsinye shme ndimi makaramba kuroorwa so why kuzoroya munhu musadero shm

  • @Tinashe-i9g
    @Tinashe-i9g День назад +4

    Wekusunga murume ucharangwa zvako

  •  22 часа назад +2

    Apa paita kamroyi kechimbavha mbavha

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 День назад +2

    Ko wakamuroyirei nhai iwe muroyi wemasikati cy uine hutsinye wakaoma uchifarirei handiti wakamuramba hr zvauri imbwa yemumadzi zvino mwari sunungurai murume uyo aite murume pazvese nekuti muri mwari satani haaana Simba 🙏

  • @AuntyVimbai-cb8vm
    @AuntyVimbai-cb8vm 12 часов назад

    Dear God handidi kuitira munhu hutsinye

  • @Leevon218
    @Leevon218 День назад +1

    Maswera Sei

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 18 часов назад

    2nd confession uchafa uri rombe rekupedzesera

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 День назад +1

    Pakaipa

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n День назад +1

    😂 ah zvekusunga munhu chiweti iiiiih haiwa zvinopera izvo

  • @janemadziwa6880
    @janemadziwa6880 23 часа назад

    Aah kana vachirida havo shavi and you can be free rega varitore

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 16 часов назад

    Ipai mufundisi shavi racho ribve pamuri kana zvichiita

  • @Panashelikhoto2005
    @Panashelikhoto2005 День назад

    Yoooooo Inga zvakaoma mainini mune hutsinye 😢sunungurai mrume uyo hantie makamutiza here

  • @menoverse
    @menoverse 13 часов назад

    Uyu munhu ndeweZANU CHETE CHETE UYU! Umbavha, uroyi, utsinye, aiwa muriZANU! MWARI VARIKO AND ONE DAY IS ONE DAY

  • @Tinashe-i9g
    @Tinashe-i9g День назад +1

    Usavape shavi kungo zviyita unofa kuyenda kumakuva.

  • @AlettaChiyangwa-xd1ex
    @AlettaChiyangwa-xd1ex День назад +1

    Ini zvedoro izvo handinei nazvo ndr kutongochema panyaya ye fake chikafu hangu 😢 hameno kune vanomwa doro worry yangu is paFood

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 День назад +1

    Pachipamwe mkoma Nash nevedare

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n День назад +1

    Last confession ipa ivo vamu naija shavi usunungurwe ma naija vagara vanozvida zvehuroyi

  • @BrightonChiyungu
    @BrightonChiyungu День назад

    Chihure achina kunaka zvachose😅

  • @PatriciaGwanzura
    @PatriciaGwanzura 23 часа назад

    Sei vanhu vanonogara ku South muchizonoita mweya wakaipa nhaimi chii

  • @janemadziwa6880
    @janemadziwa6880 23 часа назад +1

    Wekusunga ex sikarudzi dai tateguru vemurume vakuvinga

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 16 часов назад

    Mbavha utsinye huroyi ruchiva pamunnh 1 so sad

  • @DhlaminiSamantha
    @DhlaminiSamantha День назад

    Ska madota anoshanda kubvisa mweya yetsvina here ...last confession

  • @NomatterParewa
    @NomatterParewa 21 час назад

    Vanhu moyo yakaipa kudai munoiwanepiko nhai 😢

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e День назад

    bt moyo wemyu wakaom moti kubira munhu mare mosunga futi munhu bt midzimu yake yakasimba achikurovai one daymukaoma shaya

  • @patiencedube4194
    @patiencedube4194 19 часов назад

    Ka diyabhorosi ke hupenyu leave the man alone

  • @Extra539
    @Extra539 15 часов назад

    Mufundisi vagara vanoshandisa mishonga yeku nigeria

  • @lorrainemangwiro
    @lorrainemangwiro День назад

    Iiii mune hutsinye vahanzvadzi maiwe

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 17 часов назад

    Mainini kana tozogara kusazoita zvakadero muupenyu. Ko nhaimimunozoona makutambura mozoshaya kuti zvikubvepi ? Zvikapotsa iwewe zvinovinga your children. Siyanai nemwana wemunhu apa makati anoshoreka kana kuintroducer . Chenjerai kuzofixwa nevadzimu vake

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n День назад +1

    Doro re fake kumakula ma1 worse pa Christmas vanhu vachakuvara rinodya matumbu same netumbwa tuye ma horror chokwadi vanhu be careful

  • @sikhululekilencube3295
    @sikhululekilencube3295 День назад

    Last go to the real church not Nigerian church

  • @Extra539
    @Extra539 15 часов назад

    Mukadzi uyo muroyi; ex uyo is the stupidest woman alive. Do u think tht he will take u back achiziva kuti owe ndiwe wakamuroya.