Diaspora Marriage Complexities: Murume wangu akatora madrugs anorova 1 hour.
HTML-код
- Опубликовано: 10 сен 2024
- Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013
First caller's language is mature,decent,respectful and a good role model!
A caller number 1 usaita zvekutamba usamutora back munhu uyu hanti akati oda working class iwe usingashandi muudzewo kuti haaa working class ndoidawo uchaeona achakurwadzisa zviri worse ukamutora back anongoda kuyambuka newe. Kana uchida auye unomurega auye nemari yake vakawanda vakajutiwa vozodana vavanoda chaivo chaivo.
True this prog ine ka that kana Ina pastor,doc vanoda kudomestic issues vachibata vanhu mabhachi☺️
Vanhu vekudiaspora vanofanawo kubatwa bhachi kuitira kuty vaite mushe
First caller, already had made up her mind. She was just calling to get support on what she already decided on.
True yet arikushandiswa , and akaenda ikoko they won't last long .
I thought so as well but she knows the truth
first caller ita move on hama
I totally agree with you
The husband will repeat it in the diaspora 10 times more
Arikungoda kuuyako diaspora okuchemedza futi try and move on my dear
@@tuffkudzanai752 Kell as zzz loo joy okoj o k
Love you doctor choga❤️❤️❤️❤️
First caller move on dear, ndovarume vanozokupa stress, depression & anxiety muforeign world. Let him go & open up yourself for better love hun
Sekuru chimbobatai Ngoni Munetsiwa bhachi haaa atinyadzisa veduwee kuita kunge yonini yake yave pahuma arikungofamba achitunga
First caller unozviitisa iwe dai waitingesa madomasi aikutsvaka here
🤣🤣🤣🤣 manga mamunyanyira ngoni veduweee muchingoti akadyiswa
@@nyashajay85 akati regai ndikuradzidei what l am made off hahaha
@@TM-iz2ku 🤣🤣🤣🙌 honhai manje zvamukakonzeresa... anga amboyedza kuita munhu kwaye
First caller move on with yur life usada kuitiswa bridge nemumwe munhu
Mmm first caller don’t make bad decisions because of loneliness. Look for partners where you are and leave that guy alone. He doesn’t even take care of his child so with what evidence do you accept he has changed? His words or the words of family? Wake up, just because he was yr first doesn’t mean anything. He was he first nightmare. Try others first
Uchamuunza okutsvagira pawoeking clas.Uribdnzi remukadzi rinoda kuzochema kupfuura kushungurudzwa kwawakamboitwa iwe.Ngwara iwe
Download option plz tete
Kkkkkkkkk arikuda kuudzwa kuchando be carefully my sister
I thnik mkadzi wekurambirwa tsvakirayi kuno uyo maybe haasi wemumusha umu maybe ana bamunin vane zvavanoziva...just my thoughts
Mainini avo ve50 50 avo vachachangamuka havo ndiri pano zvekuti my first man hazvikubatsire kuchinja munhu mainini uchademba
Taura hako ufunge! Shuwa all the red flags are there. Mkadzi uyu ngaavhure maziso asiye kupusa!
@@tsitsichiwashira9831 nhai zvako hama anofunga kuto vese vanoita mafirst hubby ndokuti chii? Sei kuine ma2nd marriages haasi kuvaziva ana Tinashe Maphosa
2nd. Caller it could be prevention yaanoshandisa or its spiritual
1st caller kana makamboudzwa ky hamusi weworking classy saka muri kurasika papi imbwa ndiyo inodzokera marutsi kwete munhu mhani mainini. Mainini mwana akabvunza bb muudzei zvakaitwa nabb vake kudzimara masiyana musazonyepa neky mwana anotokura achinzwisisa zveky haatozombokubvunzai futi.
Ko akasiya upenyu hwake hotangawo kusafamba zvakanaka sezvakaita murume wachokee muchimuti ngaasiye ini ndinoona sekuti anofanora kuteedza zvinoda moyo wake moyo ndiye mwari wake
Moyo wake unogona kumunyepera dear. Unofunga kuti dai ange arikutengesa madomasi mukadzi uyu murume aimutsvaka here dear. This man haasi kuda mukadzi akuda spousal visa chete achingo lander muno magara mune spirit yamo otopengereka. Vanouya vachidanana chaivo muno vakatorwa nespitit yemuno kuzoti uyo unomubatira paHeathrow Airport chaipo
Fire the guy who uploads diaspora marriage complexities,we cant download
Ninjani aunt and dokotela
First caller mmmmm hlukana nalo doti ngoba ngeke atshintshe move on dadewethu💓💓
Wake up and smell the coffee 😅😅😅😅 bhasop mainini
Goodmorning tete na doctor
The guy who wants to take child and threatening the woman now overseas whom he mistreated, even if he takes child if he is homeless where he is, he will eventually bring the child back because no one will keep him and his load if he can't support himself and the kid.
Good morning tete napastor
Love you tete 😍
2nd caller ngatiregei kuita masecrets emubedroom neky iwe ndiwe unotofa nekufaker zvinhu zviri naturally chiiko nhai mhai
😂😂😂😂vachema chema 😂😂😂1hour+ huh yavaremera 😂😂ma pills akashata amana
kkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaa varamba one hour shem.
First caller let it go, you had evidence of him cheating openly, even the bible supports you. Mukadzi kana murume anorambwa chete nenyaya yeupombwe. so u will have the blessings from God. Move on
Varume vakawandisa kana urikuda murume unowana mumwe Leave this man ssy.lì
Iwe first caller tipe maserious
Unoda.prayer..unemurumewemumhepo
1hour non-stop ,hanzi ndasvika pakuneta😂😂
First caller move on...second caller sencor yakafa
This Mainini needs her man shame,kupedza nguva APA she jus called timunzwe hedu
1st caller you can not teach an old dog new tricks move on
First caller ukuda kuitiswa sis mhanya baleka nenyawo zombini 🏃🏽that ediot wants to use you as always akangoita mhari overseas zvavharana . run sis run run run dont even intertain munhu uyu i was in a similar situation uchashandiswa wotizwa futi
Watotaura tatozwa chero murume wake atouzwa semuzwire wandaita
kkkkk1hr something some how munokuvadzwa suremainini kkk
Doctor avo vanotodawo mukadzi uyo
😆
Aaaah kuna doctor choga ngazvigare ,it's better to save my data mdhara haagone kubatsira vanhu uyu
Haumanikidzwe iwe hamba
@@dephine8815 dako rako iwe chibhinzi chamai vako
Mukadzi anetsvakirayi kuno yakarambwa I think she is the girl uya veSatanism who trended last month ainzi Rosey. She has too much stories to tell and lost of lies, coupled with secrecy.
Anonetsa kubatsirika ...
Why do you think so? She is not mai vaRosey vakafa buh baba vake vapenyu n pane uyu it's the opposite way.
@@progresschirimerime7423 I say so because of her voice and way of speaking.... The way she structures her words 🤣it's very similar to the one of Rosey.