Mhuri iyi, kunyanya ya the late mukoma Simon Chimbetu, is a blessed, intelligent and soft spoken family. I have been a Dendera fan since the 80s, the Irene days. I have listened to mukoma Sam's interviews, spoke to him in person, voice raPaddy ndiChopper pauzima. Even the way he chooses his words, not zvekumhanya. God bless you Paddy.
Same with me, following them since their early days and listened to all those interviews. Ndaito chengetedza nguva ndotoita make sure kuti ndagara kuti nditeerere without distraction and record ne tape recorder. Tiri pamwe ipapo.
Paddy music arrangement is top class. Level yepa Morogoro chaipo pazvakabva pamasvuuriro. Keep it up
Mhuri iyi, kunyanya ya the late mukoma Simon Chimbetu, is a blessed, intelligent and soft spoken family. I have been a Dendera fan since the 80s, the Irene days. I have listened to mukoma Sam's interviews, spoke to him in person, voice raPaddy ndiChopper pauzima. Even the way he chooses his words, not zvekumhanya. God bless you Paddy.
Same with me, following them since their early days and listened to all those interviews. Ndaito chengetedza nguva ndotoita make sure kuti ndagara kuti nditeerere without distraction and record ne tape recorder. Tiri pamwe ipapo.
Thanks ma boss. Paddy haaaa ndiye ane chimuti che real Dendera sekunzwa kwangu.
Very talented and genius too. Well-done Paddy and may God bless your works
Talented, simple and real dendera artist. Good instrumentation and vocals. Keep the fire burning.
This guy arikuemba zvinofadza keep it up
Welldone Mhamha you did well for your son.
Dendera kumberi thanks Paddy
Ndendera for real
Pa44 ndopedu muri hama imi. Please tipeiwo phone number yenyu.
Dendera for real
Ndiro dendera pauzima manje
Kana achida kuenda Kure ngaasapinda muzhira yeZanu yakapindwa nevakamutangira nokuti Zanu avemuvengi wevakawanda
Komborerwayi Mr P.Chimbetu
Thank you so much for being you hapana chinokosha sekukudza vabereki uye kuvatenda ndazvifarira komborerwayi.