Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nhasi ndakasirawo ndipeiwo malove nemalikes 😂🎉
Va secretary manyama manje😂😂😂
I can't wait to see chief mutasa🎉
210k subscribers and still counting. Mambo vane basa ava, it’s not an easy task dealing nevanhu
Tiri pamabvi kukumbirira Mambo Mutasa Bvumbamiro.Mambo mune zodzo makasarudzwa hamuna kubvuta.Mwari komborerai Mambo Mutasa.
Ndo Chief chaivo ava kwete zvimwe zvarinoona
I did suggest this as well kuti vanhu vasapinde nevanha mukati
ndauyawo
Dai mambo vachipawo vamwe vari pa front row mapepa kuti vaonewo.Nekupawo the whole team opportunity to ask questions.
Havangatadze kudyiwa nemhosva vasinga gone kutotaura kudaro😅
👏👏👏
🎉tavepo
Ndapinda muTop 5...Pano ndowanzoda Shumba yegorongozi, 1 n'anga ine dimple
😂😂😂😂 zvimwe zvese hamuna basa nazvo
Ndapinda wo
Idzi dzinenge dzeinyora zvinemusoro ere apo
Ndavapo
😂😂
Ndauya
Tasvika
Tiripo pa top 6
Dhesheeeeeee
Sofa rese dhesheeee
I used to love court ya mambo Mutasa yepanze, iyi yemukati yavane ruzha. I think that building was supposed to have noise proof & vose vane vana out!!
Im sure vachirikugadzira ndaona sekuti ine plan yekuiswa ceiling
Ko mvura ikanaya wangu since it's rainy season
Dai vakatoti vese vanonoka vomita panze kusvika paita break vozopinda nevakagara avo kungofambisa fambisa makumbo ndozvimwe zvinotobhowa
🎉
Nhasi ndakasirawo ndipeiwo malove nemalikes 😂🎉
Va secretary manyama manje😂😂😂
I can't wait to see chief mutasa🎉
210k subscribers and still counting. Mambo vane basa ava, it’s not an easy task dealing nevanhu
Tiri pamabvi kukumbirira Mambo Mutasa Bvumbamiro.Mambo mune zodzo makasarudzwa hamuna kubvuta.Mwari komborerai Mambo Mutasa.
Ndo Chief chaivo ava kwete zvimwe zvarinoona
I did suggest this as well kuti vanhu vasapinde nevanha mukati
ndauyawo
Dai mambo vachipawo vamwe vari pa front row mapepa kuti vaonewo.
Nekupawo the whole team opportunity to ask questions.
Havangatadze kudyiwa nemhosva vasinga gone kutotaura kudaro😅
👏👏👏
🎉tavepo
Ndapinda muTop 5...
Pano ndowanzoda Shumba yegorongozi, 1 n'anga ine dimple