Aww you’re blessed thanks to mama your material was very nice TK haa wakawanirwa nyasha kupihwa list 8 months before? So sorry about the business, ndiwo ma downs elife iwawo 😢 but oh well we rise.. TK usadaro😂 imagine kusadaira phone apa Karen atobhadhara service providers tezvara vato paint hiiii I would panic too Haaa Karen kuramwa mari usatsamwe kudaro sha😂 I enjoyed watching I’ve a lot to comment but ah zvakwana❤🤗
Wen planning zveroora izvi kurwiswa kunotoitika I rem my husband angaaunganidza mari yeroora then anga aine side hustle rake shop yemafon kuchitungwiza yakangomuka yakapazwa musina kana chinhu makasara ma accessories chete earphones nema memory cards all big phones musisina Apa anga akufunga kut saka ndoshandisa mari ndotenga imwe stock here like ndotenderedza mari Akazongoita decision kut ndirikuroora zvekushop ndozozviona
men and dates never link😂😂😂. Friend ya VaChinouriri iri wicked hayo, ndofunga dai zvanga zvisia kufamba mushe maiendeswa mbiri naye. The god thing is zvavkuratidzai kuti not everyone love you the way you love them. I learnt a lot in this video thank you so much guys
New follower - I love your videos
Love this ❤❤❤❤
Maikuru you never disappoint.. glad you conquered all this .. your friends are for keeps❤
The Lord wanted you to see and realise something that’s why it was meant to go that way.I love you guys ,stay blessed ❤
Been waiting for a video from you guys ...learnt a lot from this story...God bless u guys
You’re glowing Mrs Chinoz I’ve also learnt a lot through this video ❤️
The Kente outfits looked really beautiful 😍
Thank you so much
Ndirikuuya kuzoona list my people ❤❤❤❤❤
Watching with smiles all❤ over me
TK was blessed 8mnths before lobola wooow kkk nowdays unopihwa list day racho😂😂😂😂😂
True❤️❤️❤️
Liking before watching❤
Yes team Chinoz❤️
We love it❤
thank you
Am new subscriber now i saw you on tiktok love you ❤
Ooh yes we move ❤❤thank you
We move❤️❤️❤️❤️
Aww you’re blessed thanks to mama your material was very nice
TK haa wakawanirwa nyasha kupihwa list 8 months before?
So sorry about the business, ndiwo ma downs elife iwawo 😢 but oh well we rise..
TK usadaro😂 imagine kusadaira phone apa Karen atobhadhara service providers tezvara vato paint hiiii I would panic too
Haaa Karen kuramwa mari usatsamwe kudaro sha😂
I enjoyed watching I’ve a lot to comment but ah zvakwana❤🤗
Youre the best guys views dont lie😊😊😊
Thanks love
❤️❤️love it here
Please stay😍🥰
I felt your pain panyaya ye council!!Zim inorwadza hayo pa fair!😢
haa Kanzuru inopedza strong
notificatiion gang, the story that made me follow you on tik tok
❤️❤️❤️❤️❤️
wooow ndopaunoona kuti kudenga kunaMwari wezvishamiso....
Shuwaaaa❤️
May God bless your union guys 😍
Your editing skills are the best
Thanks Rue
Wow guys lots of love ❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤
We live you too fam
My people my people ❤️❤️❤️
Fam❤️❤️❤️
Wen planning zveroora izvi kurwiswa kunotoitika
I rem my husband angaaunganidza mari yeroora then anga aine side hustle rake shop yemafon kuchitungwiza yakangomuka yakapazwa musina kana chinhu makasara ma accessories chete earphones nema memory cards all big phones musisina
Apa anga akufunga kut saka ndoshandisa mari ndotenga imwe stock here like ndotenderedza mari
Akazongoita decision kut ndirikuroora zvekushop ndozozviona
Look at him. Choosing his queen😍
Ur are actually good y do pple say negative things knana tiktok
Up to now atizivewo. Thanks you😍
Wise Mai Chinoz ❤
@@PaidamoyoMakuwaza thanks love
New here, and im here to stay 🤭💕
Please stay and welcome😍
Boyz rekuHarare😂. 1/4 here amana
Am new here was inspired by your story am new subscriber
First❤
❤️❤️❤️
Wow such a beautiful 😍 story. Sure quality is more important than quantity.😂😂😂
TK makafamba neZBC News Crew 😂😂😂
haaaa nanhasi atina muromo 😵
❤❤❤❤❤
love you guys munonakidza kuterera❤❤❤
Hanzi you are always emotional 😂😂😂
imagine
I am single Mr Chinoz mune young brother here 😂😂😂
Variko
Manga makachena❤❤❤❤❤
Like the way he is pulling your hair nicely 🤪❤️
nhai Nyasha mwanangu😂😂😂
U are entertaining ❤
Notification gang gang 🎉🎉🎉❤❤❤❤
You're the best!
You guys are so sweet
thanks Winnet😍
My people ❤❤
our own😃😃
My online parents 😊ye sugar I'm now sending 😂❤
taneta nekumirira mwanangu
@@thechinoz next week month-end 😭😭
Hanzi ndakaita nzara ndikaguta,ndikaita nzara ndikaguta😅😅😅😅
Sure unonzwa kupindwa nechando
haaa hana yabika manhanga
Vangu vangu❤❤❤
Popsy wedu
You were luking nice❤❤
Thanks Jess
Awww ❤️❤️❤️😊
😍😍😍
Kanzuru ma1
Im glued here tinochembera tose pano andibve
Titbire mauya
M new here n m here to stay❤
My chin chin❤❤❤❤
❤️❤️❤️❤️
Karen urikuglow 🥰
Gained a follower
Welcome home Millicent. Cole or spaleta?
Ayas😂😂😂❤
❤️😂😂
😂😂😂😂 ini I get TK, azvitaurike izvi 😂😂😂😂 Madam makutaura henyu coz murimumba but nyaya yacho inonga isingataurike kuti Babe Mari ayisikubatana 😂
But ko honesty nhaimi weee
19:08 😂😂😂😂😂😂😂 ndaparara
😂😂😂😂😂
Guys i love you zvekutodaro
We love you Chipo thank you for being here
❤
💖💖💖
❤❤❤❤❤🎉
❤️❤️❤️❤️
men and dates never link😂😂😂. Friend ya VaChinouriri iri wicked hayo, ndofunga dai zvanga zvisia kufamba mushe maiendeswa mbiri naye. The god thing is zvavkuratidzai kuti not everyone love you the way you love them. I learnt a lot in this video thank you so much guys
haaa madates nevarume azvifambidzane
Mrs Chinos hamuna brother chero yekwabamkuru or bamnini venyu anoda mkadzi here m asking for my little sister ❤❤❤ asi vari vekuchechi yeRoma 😂😂
Atina vekuRoma manje saka zvaendwa
Ko imi vaChinouriri hamuna kunzwa tone here pakubvunza "akakuhostera chii 😂😂😂
haterere mukomana
Kkkkk barchelors havadi kuinzwa😂😂😂😂
Makadadisa vangu ndindzokorora ma video enyu
Thanks love
T.k this wife of yours is so crazy😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂
Bachelors ini ziii😂😂😂
Nyaya yepa Bachelor’s atisi kuikangamwa hedu
Hanzi akakuhostera chii naMai Chinoz 😂
clarity 😂😂😂😂😂
Apa zvinenge zvichiita Hana pama😂 negotiations
yangu haina kutozorova because papasina mari
Dai ndirini TK ndisina hangu kumbodaira panzi akaku hostera chii😂😂
ende nyaya iyoyo haipere
Ummm Sorry zvenyu I felt the pain yekupwanyirwa nekanzuru haaa moyo unoenda kure sure
Haaa kanzuru yakawoma hayo
Tk anokuda daivarivamwe vakomana vakutoti heee haundide
Thank you so much😍
pfe
Pfe
❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤
❤
❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤
❤️❤️❤️
❤❤❤
❤️❤️❤️
❤❤
❤❤❤❤
❤❤❤
❤❤❤❤
😘😘