Well said igwee......peter kwakumberi vanovenga siyanai navo itai basa....inga mdara vane album toita basa...itai basa mwana wemurozvi.... keep it up igwee... baba Harare musadaro....keep it up mukuitira imimi kwete mumwe munhu...bho Zvokuti ...
peter une yose , do not listen to your detractors , you are your own man. ndoo kuve celebrate kwacho kuita zve mabhebha ne music yaurikuiita. vanhu vanokuvengera ma hara ramba wakadzvanya . boom 1
Well said igwee......peter kwakumberi vanovenga siyanai navo itai basa....inga mdara vane album toita basa...itai basa mwana wemurozvi.... keep it up igwee... baba Harare musadaro....keep it up mukuitira imimi kwete mumwe munhu...bho Zvokuti ...
Loving these 2 rascals🥰🥰😜😜
I love how they express themselves their is sign of strong friendships
Chamvary is talented pabasa rake good work keep on
After all has been said and done,i met Peter once paATHENITTIS 5 AVENUE....as humble as he is
Zvibaba zvemimhanzi love you guys keep it up
Ukarwadziwa na baba Harare na Peter Moyo unoita Stress
second to watch isai ma likes
Power fm must work on it's tecknique pliz
thank you we are nw hear you clear
I juc like the statement " hatitambe pabasa🤣🤣🤣🤣🤣"
Nice interview..... keep it up guys......Ba Harare musadaro......nevakomana vemucheno
Baba harare feat peter moyo keep it up
Kkkkk haaa ths combination ummmm panebasa....Luv u guyz munospaka
Chibaba aaaaa jah love ndiye anopa madinga zvekutaura
please try to improve on the sound. but Chamvary uneyese
😂😂😂😂😂hanzi munhu anogona kupinda mutoilet obva atadza kudzoka
unfortunately i cant watch this due to poor sound
kkkkk friendship iyi iri balanced one anotaura mumwe akati nyararei but brain dzakafanana apa.they click
Baba Harare ndevangu music yavo inondichemedza
Saka Baba Harare vakadeedzera album launch zvese ne date ivo vasati vaane ma song? Ayas!!
🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkk
Sound is poor but above all grt show
Hahaha guy's you are funny
Apo uri ryt Peter ita zvinoenderana nenguva
#SENIORTARRYTOUCHPAJOZA Ko hauzive panoita hre Chamvary nhaiwe unobhowa
Maface awa avekutopenga nekuspakwa kkkkkk big up makanyanya
Kkkkkk baba Harare ayas hanzi itai kuti pakanyepwa kkk yaaa but it's true ✌️🎤🎤
vanhu veeeese avo vakutuka peter havana kukwana .......they just taking advantage yekut arip radio and haagone ku nyatso responder ......SHAME on them
Haana kutukwa, varikumuonesa uye kumutsiura. Pawatsiurwa woti kutukwa???
nic
@@eliotjori625 matsiuriro acho haasi bho. Ngavatsage imwe way yekutsiura nayo.
Hanzi ukati kumunhu akuputa fodya heee uchaora mapapu hanzi anot i ndeangu saka Peter siyanai naye atori bho akadaro
Peter kanhubu😂😂😂😂😂😂
Nice Chamvy
ASI BABA HARARE IMBANJE HERE,SEI KUNYARA-NYARA
bad sound iri kwekutanga chete kumberi bho
Baba Harare ndini ndatanga
Ko sound quality hanzi kudiiko nhy chamvary
Baba harare unondigonera
hanzi munonyanya kutambisa chiuno😂😂😂😂😂😂😂😂
Note the difference between the last week interview and this interview😨😨
1:02 kkkkkk Peter moyo Ko na Slizer wakazodii naye
Baba hsrare mune munoda barika😀😀😀😀😁😁😁ndakubatai taurai kuti mune mukadzi kumssvingo mnje mukaita dzungu nemuksdzi wekumsvingo munorohwa
Dhewa
Ahhh these two pipo are too much
Hapana ano screena ma calls here? Dzimwe nyaya dzacho ka
Peter
Ndokuda kana ndokudii kwaaaaaks , dhewa kumberi hanzwadzi yangu
But pavakadzi peter haana mhosva kudiwa hake
Dhehwa kuseri please moyo ndisu vacho
😂😂😂🙌boys iri
Ava vapfana ndovafarira but the reason why I dont know
Kkkkkkk izvi zvinhubu
Inn ndoda kuziva baba Harare kuti type yelanguage yavo ishona ipi coz haaa vulgabiased always kkkk loving his way of lyriking kkkkk
Kunyadzisira ndokuti jiti keep it up chiuno tenderedzai zvekuti baba harare ndokuti jiti kutamba hakuna limmit munhu tamba zvaunoda munhu
Peter ma1 😂😂😂😂😂
Ko chihat ndechei nhai Peter,your father was a very smart man nxa
kkkkkkkl
He is not his father kkkkk
ko peter akurara 😂️
Kkkkkk akarohwa nembanje
kkkkkkkk
@@stellamundevere9349 😁️l think so
@@stellamundevere9349 bho here????
@@_hazula3961 bhoo zvekuti
Hahahaha these guys are crazy shem aaaaah
Ka Peter Moyo soo 😂
Kkk kkkkk @babaharare Hanzi handisi kuti variko kana kuti hakuna
Ndakazvarirwa chiredzi muviri wacho ishuga
Peter kugona unozvambura asi wakuteera zvimoko zvababa vako ana slizer
KaHay keiyo yekwaMoyo iyo dhemetiii mhani
Baba Harare @ 1:12:30
ko team iri zvaritori ma comedians
Kkkk
Kkkk team iri rakanyanya hanz we are not frenz kkkkk tongosangana 😂😂😂😂
Kana ndiwewo...
Jah praizer haana confidence cz anobva kumusha saka anotya.
dont insult your intelligence
Peter westonyie😂😂
Mwana wemu Rozvi ane ma henso kkkk
igwe vakasiya mabasa zvokwadi
Peter Dewa Moyo
Kkkkkkkkkkkkkk ndaseka hangu
saskam rinotamba advert
Jiti takakura tichiitamba kumusha uku saka yanyadzisira papi apa
Kkkkkkkkkkkkkk .ndkunakirwa naPeter hngu Tsotsi chairo
we are not hear you clear tomarch bass
I love Peter Moyo's music better than his fathers
ita mushe iwe,Tongai waiva mushina muhombe,ask macheso
😂😂😂🤣🤣🤣🤣, ma 2000 munonetsa, kas mudhara wake haumuzive, uyu ndi comedian 😂
peter
Peter anogona , but as a celebrity haufanirwa kupindurana nema fans . Not all will like you and haumbofe wakavapedza .
Avo here avo. Avo vanorwara avo Hahahaha ayo ndo mapenzi manje
Maziso apeter aisweiko paabvirira kukwenya kkkkk
kkkkkk i fotya idzoo
Kkkkk kukotsira
Muimba anogona kana ukateerera vanokupa mazano nekurudziro. Mukusvorwa ndimo munobuda unyanzvi hose.
Nevanhu va Peter kkkkk ndanga ndisingazive kuti ane vanhu
Zvirisei
Ndiri bho ndeip
Dzisunge dzakadambuka.kkkk
Peter muka mhani iwe ,ameno hako pane vanhu apakotsirwe
Kkkkkkk Peter nababa harare munondinakidza hangu
Peter hahaha lol
Ava vakamutsa havana hope muzviito zvavo Sando dzenyu
Ma comedians maviri aya
Kakudzikama kacho kakaoma vachironga ma bomber
Ani
Peter na baba Harare zwe
Hanzi na Peter video call muna 2012,hahahahahah atisaiza Peter!!!whatsapp couldn't video call in 2012
asi wakatanga kuziva nekushandisa video call pawhatsapp kkķkk Peter haana kuti video call yepa app
@@stanelynhendo2416 he was obviously talking bou whatsapp you dummy
Ko kuzonyepera kuzungaira
peter une yose , do not listen to your detractors , you are your own man. ndoo kuve celebrate kwacho kuita zve mabhebha ne music yaurikuiita. vanhu vanokuvengera ma hara ramba wakadzvanya . boom 1
Peter dont chlenge negative
kkkkkkk haaa aya mabenzi aya
Kune rima here kana kuti chiedza, lol.
Zvikomana izvi ma1
Chamvarari will u marry me
kkkkk funny
kkkkk Peter mr direct saka vese ava inyoro dzoga dzoga haaaaaaaa vakomana kkkkkk vana 2 hausati waroora haaaa
kkkkk ayas
Munongotsvagana 😂😂😂😂😂makapenga
peter needs to work on his vocals
Ndikuvinga kuFacebook
Class yemadofo chaiyokkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk