God bless Baba Harare , shuwa pekuridzira vanhu 5 apo ichokwadi second show ya BH after Chikwama Changu album launch yakaitwa kwa Mutare ku Mantisa Club makange muine vanhu 34
Homeboy wangu kubva masvingo kunova baba harare ,Harare yainge isina baba until uchisvika iwe much lv, marume varikupinda fear ne ma pisi ehove matatu ayo ramba wakatsika ipapo ❤❤❤❤ĺ😊
He is doing well and certainly doesn't need to be obscene. Once fans mature, they move on from enjoying obscenities. He has such a humble background and no musician can be arrogant enough to say he doesn't need a certain group of fans, certainly not in Zimbabwe. You can't say vanhu vakuru havazvinzwisisi, that's overly presumptious. He is certainly doing something right, and if he can polish up all these other bits, he can oust some of those big fish. He should not worry about Java because he is the sober one, not Java.
Ndatoppedzesera ndaona whole interview, baba harare mboko chopedza masports chiblaz ichi, big up baba harare, the only one akapedza Java akapera kuti peee peee, the next 2 years baba Harare anenge akure asingachabatike, creative yake inoendesa nenyika, unofa nemari
Olla the reason why most upcoming artists outside Harare struggle a lot is because everything is centralised. A lot of entertainment resources are in Harare and thats one of the biggest challenge we have in Zimbabwe. Gvt has a lot of work to do to decentralise resources
Chimboma rambayi muchipisa l love your songs baba Harare
Very humble and intelligent and the respect he has for JP wow
Its never a dull moment with BABA HARARE. ICHI CHIBABA ICHI. GOOD COMMUNICATOR
God bless Baba Harare , shuwa pekuridzira vanhu 5 apo ichokwadi second show ya BH after Chikwama Changu album launch yakaitwa kwa Mutare ku Mantisa Club makange muine vanhu 34
Jah prayzah thank you so much 🙏
We should all give credit to Tongai Moyo Dhewa akanetsa ari paKwekwe haana kuenda harare sezvoita vamwe.... I salute Tongai Moyo
Chinhu chichakuuraya I godo
Chinhu chichakuuraya kusanzwisisa nedzungu.........verengayi to understand not to reply.... Or ndokunyorera neshona?
NaBeater Mangethe
Sandra Ndebele
Mmm blessed is the one who shows gratitude
Ndosaka murikusimukira baba Harare
It starts with gratitude
Fantastic guy is all I can say 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Our very own Burna boi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
I love how he answers questions he is so confident asi pekuzotiwo hamusimbise education apo
21:40 pataurwa zvikuru
What is wrong nekusasimbisa chikoro...
After this interview l have subscribed ❤
Homeboy wangu kubva masvingo kunova baba harare ,Harare yainge isina baba until uchisvika iwe much lv, marume varikupinda fear ne ma pisi ehove matatu ayo ramba wakatsika ipapo ❤❤❤❤ĺ😊
baba Harare ndaikutarisira pasi aaaaaa wakaipa, Ramba wakadzvanya
Yaa nice Baba Harare
Wishing you all the best baba Harare
Positive and highest energy always wins. Keep on working Father City
He is doing well and certainly doesn't need to be obscene. Once fans mature, they move on from enjoying obscenities. He has such a humble background and no musician can be arrogant enough to say he doesn't need a certain group of fans, certainly not in Zimbabwe. You can't say vanhu vakuru havazvinzwisisi, that's overly presumptious. He is certainly doing something right, and if he can polish up all these other bits, he can oust some of those big fish. He should not worry about Java because he is the sober one, not Java.
The real Zimbabwean GIANT 🙌
Talking of creativity oh yes Father city nyau in the studio kwaaaaaaa
Baba Harare looking healthy varikuzvichengeta
Much love for u home boy❤
Haaa muri mukuru baba Harare
I think now people understand when baba harare was saying you need to be creative
Hiiiiii chinyama chisong chinewone ndanakwa hangu thank you @DJ Ollah 7 and @Baba Harareeeeeererrr
Baba Harare nyangwe vakakosora ndoteerera hangu. Vakanyanya 🎉
Uhwo hwava upenzio hwako tingakudii
I like Baba Harare's responses, he sounds very intelligent 😂😂😂
Father Harare 😂 Zi comedian at large
ini ndinongoti baba harare famba kushow yako vamwe vachibhadhara $5 ini ndobisa 30
BABA HARARE CHIBABA CHEMASHUWA, MARIRA CITY FATHER 💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺
Ollah you are number1 pama interviews
very humble Zimbabwean giant
Chopisa icho🔥alimbwalomo gure uyo🔥🔥🔥🔥🔥
Kwaaa kuseri l like ths thanx Ollar
Ndatoppedzesera ndaona whole interview, baba harare mboko chopedza masports chiblaz ichi, big up baba harare, the only one akapedza Java akapera kuti peee peee, the next 2 years baba Harare anenge akure asingachabatike, creative yake inoendesa nenyika, unofa nemari
Nice interview, very intellingent guys keep it up baba harare
Haaa Baba Harare naEnzo ngavambotipawo chicollabo coz kaGure style ako kakupedza masports
Good interview and performance. Baba Harare should also try stand up comedy 😂 majokes avo akanyanya. Hanzi ra ra ra ra ra ra
Prove them Wrong was the best album 2023
Big up Wezhira❤
Enjoyed this interview
Chi elder ichi vanhu vakuru pa masasi. Mukomana muhombe uyu. Haa big up Ollah
Love this baba Harare munogona shemu
Creativity at its best keep on my guy..
Haa this album am looking forward to it maafeatures awa😢❤
❤for jah prayza
The respect he is giving to JP ❤❤❤
Wonderful ❤❤❤
Homie. Wezhira welldone. Keep pushing musvike pa 💯
Father City cool calm collected and super tarenda wezhira❤
Chibaba icho uyu ndiye the leader of the youth manje
One of the most consistent artists in Zimbabwe
Baba Harare bhora mberi wezhira wezhara wezheve wezhowezhowe .Zvigure hoyee
Baba Salisbury
Wonderful gono mandisimbisa chirandu ahoi ku UK shopping ndiri kuenda rangu basa am pushing
❤❤❤ baba harare
Olla capital city it has magnificent exposure than small towns.
And also networking,amenities.
19 October is my birthday! Uku ndouya!
Kkkkk,,you are always in jovial mood baba harare,,keep it up...hanzi kungodai ndakwira ndege.kkkkkk
Very creative baba Harare
Be blessed🎉
❤❤❤❤❤❤❤ father of Harare
Inspiring and interesting background there dady Salisbury....
Baba Harare zvazvinhu
Baba Harare tinodambuka makumbo rendorwuno
26.00 Ollah wapedzerwa.... Let's find munhu wakatanga kubika sadza Kikkkkk
❤❤❤❤🎉🎉 ndogona kungoti hoyooo ndozvada moyoo
Mukomana we hombe
I laughed dead, haaaa, this interview was dope.
❤❤❤❤❤❤Baba Harare kumberi
Yeah citi father 🎉❤thank you Dj ollah ❤
Baba Harare woye
Haaa zvigure zvoFire zvozobhowera kumhanyisa chete
You are looking good bro ❤
Baba Harare aakukerura gumhazi
hanzi zvinakewo mafans asamire panze kushow!!! batisisai mashoko iyayo
I can't wait for the official video of this song 😂
😂😂😂 hanzi ndisagumira munzira kunge mwonzora kkkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂
Baba Harare anonakidza
Olla the reason why most upcoming artists outside Harare struggle a lot is because everything is centralised. A lot of entertainment resources are in Harare and thats one of the biggest challenge we have in Zimbabwe. Gvt has a lot of work to do to decentralise resources
Any suggestions on how to help artists 🤔 outside harare
Hit song detected
Kkkk true the way l was dancing in my mind ka😂😂
Ndinoda faith seyaMadhuku ndidagumira munzira saMwonzora kkkkkkl
😂😂😂😂Baba Harare Khoiling ibenzi hahaha🎉🎉🎉🎉🎉
Baba Harare kumba handirare
“Kungo dayi, ndakwira , kungodayi ndakwira, kungodayi ndakwira” mchokocho kukwira we zvira!!!! 😅😅😅
DJ Ollah to the wr we weeeeeee❤❤❤❤
Nyau for me😂
Zim Music industry does not pay let's have our own Music studios
Zvigure to theworld
Lev long baba harare
jiti music to the world
Ollah ngaadzidzire fyt because mimwe mibvunzo yacho kaaa 😅😅😅
Nice interview
Zvatawedzera kukudai nhai Baba Harare mune kah softaz katoda as Zimbabweans❤❤❤
This song netiza yaenzo taabhoo paxmas
December tenge tichinakwa tichizunza 😂😂😂😂
let us give him benefit of doudt as he is still young, hope he matures early
Baba harare chibaba icho
Chikoro chakakanganisa music
Baba Harare
Baba Tonaz🔥🔥🔥
Daddy Salisbury 🎉
Yooo
Baba harare kugona kwako kuri kwega here. Tipewo secret yacho wangj
Ayeeeeeee