Madam Boss Thank You Oliver Mtukudzi for your Music 23 Jan 2019

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 ноя 2024
  • Subscribe for more videos on Chinhu 2 Zvinhu: bit.ly/2G6n26z

Комментарии • 92

  • @ellenmusukutwa3887
    @ellenmusukutwa3887 5 лет назад +28

    Woo maita muriku remember mudhara ,dai vafambiswa munyasha dzeDenga,thanks madam boss naMhofela luv u all guyz God remain to bless u n ur wishes filfued,if u agree with me with my comment put a like .I don't think it takes 2sec,Anx pipo

    • @ellenmusukutwa3887
      @ellenmusukutwa3887 5 лет назад

      Anx kune vari kulyker God be with u wherever u are, be blessed

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 5 лет назад +2

    Thts one of my favorite song yamdhara ,noone will ever fit in his shoes RIP Chibaba I am heartbroken

  • @lucky-si9kk
    @lucky-si9kk 5 лет назад +6

    Imi vanhu imi siyayi Madam boss naMhofela .This is great.They are celebrating his life.Ko kuchema ndokuratidza kuti warwadziwa here.

  • @honor50gatsi21
    @honor50gatsi21 5 лет назад +1

    Ndaswera ndichiridza tuku hazvirewi kuti hatisi kuchema imi kana kufarira kuti afa. And I will be playing his music every day Vaindiitira hangu Sekuru Doc Tuku. Hakuna anoridza kudarika TUKU

  • @isabellanenzou948
    @isabellanenzou948 5 лет назад

    Heya..heya thnxs madam boss ndinongoti baba tuku zororai munyasha dzedenga

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад

    Wonderful guys goood one ngoninkunyara hhehehe magonesa

  • @melzibs3412
    @melzibs3412 5 лет назад +5

    Thank you Mhofela and Madam Boss for Celebrating Dr Oliver Mutukudzi's life. May God bless you

  • @janezimunya188
    @janezimunya188 5 лет назад +1

    Munondiitira daddy boss na madam boss thank you nekurangarira VaMutukudzi tinongoti mweya wavo ngauzorore murugare.

  • @portiataruvinga1567
    @portiataruvinga1567 5 лет назад +2

    anx guyz for paying tribute to our legend RIP Tuku

  • @sandrachiutsi9377
    @sandrachiutsi9377 5 лет назад +3

    they are celebrating the life of a legend well done tyra regai vahukure

  • @talentwinnie6761
    @talentwinnie6761 5 лет назад

    luv you guys thanks for remembering our legend

  • @irenemakoni1151
    @irenemakoni1151 5 лет назад +1

    We lost a diamond, a legend. May he find peaceful sleep in the Lord God Almighty. Journey well OUR HERO, OUR PATHFINDER, OUR MENTOR, OUR DOCTOR. We meet to part and part to meet till we meet again. You will forever remain in OUR hearts OUR HERO, OUR MENTOR, OUR DOCTOR TUKU SAMANYANGA THE GREAT

  • @fionarunda8103
    @fionarunda8103 5 лет назад +1

    tuku go welll🙌

  • @sinikiwemakunde3608
    @sinikiwemakunde3608 5 лет назад +5

    Kune wese warikuti muchafawo tichatamba saka mukuti madam boss na mhofela warikufarira kufa kwababa Mtukudzi dats hw they remember him even me too here in South Africa I'm busy playing his music

  • @faithmunemwa12faithmunemwa79
    @faithmunemwa12faithmunemwa79 5 лет назад +1

    love this Couple...RIP Dady Tuku..

  • @vagutu2925
    @vagutu2925 2 года назад

    Legend continue rest samanyanga

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад

    Rambai muchita madance ndizvo

  • @essymichael1739
    @essymichael1739 5 лет назад +7

    Luv u guys happy couple u a blessed

  • @mamatiti4017
    @mamatiti4017 5 лет назад +1

    Thanks to Mhofela alongside Dudzie .Zorora murugare baba

  • @vincentjoe4988
    @vincentjoe4988 5 лет назад

    Kasong kavakaimba vari 2 nawinky ako kanodzimba moyo may yo soul rest peace mdara Tuku😊😊😊

  • @tendaimurindi5419
    @tendaimurindi5419 5 лет назад

    Thank you guys.may his soul rest in peace

  • @lovetolove3214
    @lovetolove3214 5 лет назад

    Mari yakaoma shuwa hanzi aleluya kuna jesu

  • @anniendhluli2790
    @anniendhluli2790 5 лет назад

    Laba abathi bahambe emfeni bazofika besenzani lina lonke eli commentayo lihambile emfeni...people will find any reason to dislike 😏

  • @preciouspangirayi3349
    @preciouspangirayi3349 5 лет назад +1

    We always remember you Nzou, Samanyanga RIP😔

  • @nyadzyben9626
    @nyadzyben9626 5 лет назад

    Nice madam

  • @llymusa1075
    @llymusa1075 5 лет назад

    Tarwadziwa more than words could ever say ..

  • @melodydeshe3274
    @melodydeshe3274 5 лет назад

    Woow thax guys

  • @mmupfigo
    @mmupfigo 5 лет назад +2

    Throwing shade at mai TT again hmmmm madam boss unehutsinye iwe, kutofurirana nemurume

  • @juliasmuziri3638
    @juliasmuziri3638 5 лет назад +3

    Rest in peace Oliver

  • @rumbidzaichituka8397
    @rumbidzaichituka8397 5 лет назад

    Absence makes the heart folder Zororai murugare

  • @anniemusamba6217
    @anniemusamba6217 5 лет назад

    munorwara imi hamusi kumborwadziwa

  • @dianamamoyo43
    @dianamamoyo43 5 лет назад +1

    Aaaaa Mhofela vakatongwara ngwara kudai... endai kune vamwe kunhamo imi

  • @senzeniedziwa.2778
    @senzeniedziwa.2778 5 лет назад +5

    Ah todini Senzeni R.I.P tuku 😓😓😓😓😓😓😓

  • @Dee38200
    @Dee38200 3 дня назад

    Tuku😢 MHSRIP

  • @dianamawoyo9148
    @dianamawoyo9148 5 лет назад

    R I P Tuku

  • @lovetolove3214
    @lovetolove3214 5 лет назад

    Vatowana basaaa rekuita, endai kuNorton kumariro

  • @gracegrace4164
    @gracegrace4164 5 лет назад

    why call Jesus Name in this? know your boundaries

  • @juniorbonzo5492
    @juniorbonzo5492 5 лет назад +1

    bt kunhamo hamusikubudikira wani

  • @roadstarconstructionza164
    @roadstarconstructionza164 5 лет назад

    We rost a rejend

  • @faithmaoneni3129
    @faithmaoneni3129 5 лет назад

    May his soul rest in peace

  • @tatehnkeji8649
    @tatehnkeji8649 5 лет назад

    muchafawo tichatambawo zvamukuita

  • @fadzaimahora1340
    @fadzaimahora1340 5 лет назад +7

    Endai kunhamo imi

  • @wadzanaichikafu630
    @wadzanaichikafu630 5 лет назад

    Nice

  • @preciouspangirayi3349
    @preciouspangirayi3349 5 лет назад +1

    Vele iLegend

  • @gracegrace4164
    @gracegrace4164 5 лет назад +2

    plus song choice... menge makusvotesa umwe wenyu mai Titi (senzeni what shall we do) nekutenge mukutanga ku mocker mufi wacho futi lol. shandisai brain muri vanhu vevanhu.. think before acting

  • @maradzikwafelistas4724
    @maradzikwafelistas4724 5 лет назад +1

    Apa mukuchema hre or kufarira kuenda kwake?

    • @tatendambengo7733
      @tatendambengo7733 5 лет назад

      @Babiesexy Kuzvida nhy zvako kuno kuSA ndakatombopfuura paiiridzwa Tuku vanhu vachitamba kwete zvekutamba so hazvirev kufarira kufa kwake bt vanhu kuchema kunosiyana its only kungorangarira uye kunakidzwa nemusic yamdhara that's all

  • @tapfumakuzvidza8188
    @tapfumakuzvidza8188 5 лет назад

    legend rest in peace

    • @VT-ep9no
      @VT-ep9no 5 лет назад

      kunzi rufu doesnt mean vanhu havachatofareka they are so may ways of paying tribute kune afa ....thanx madam boss na mhofu...tuku was a happy man n we ar celebrating his good deeds saka zvinobvumidzwa kufara parufu pake ....rest in peace dr oliver Mtukudzi

    • @amandadlodlo3993
      @amandadlodlo3993 5 лет назад

      this is called respect yall's yelling please respect Timothy n mutukudzi rest in peace guys u legends love you

  • @faithlinah806
    @faithlinah806 5 лет назад

    Selfish gokumariro mopengahereimi

    • @juliethuni539
      @juliethuni539 5 лет назад

      Thank you my brother Mhofu, sport on!.

  • @fadzaimahora1340
    @fadzaimahora1340 5 лет назад +2

    Ndazoona kutii vanhu vanoda munhu kna afa
    Maitamba masongs ana Rihanna ekunze kwenyika
    Hpna pmakamboita skit muchitamba dzababa mutukudzi
    Endai kunhamo

    • @edronemutogo8476
      @edronemutogo8476 5 лет назад

      Thxs for d luv.we r celebrating his life too here in Ug

  • @Gonotv978
    @Gonotv978 5 лет назад

    Zorora murugare tuku

  • @naomichinembiri4845
    @naomichinembiri4845 5 лет назад

    zvinorwadza kani

  • @anehkeith7211
    @anehkeith7211 5 лет назад

    unotoona rimwe richiisa dislike

  • @sweetrose362
    @sweetrose362 5 лет назад +1

    Saka hallelujah kuna Jesu apinda papi apa

  • @uzalogenerationofficialpag6675
    @uzalogenerationofficialpag6675 5 лет назад

    So sad REST IN PEACE MUKANYA

  • @tatendanestakurima9510
    @tatendanestakurima9510 5 лет назад

    ?

  • @cresenciangundu9556
    @cresenciangundu9556 5 лет назад

    Rip Mr Tuku

  • @yowezvangu5193
    @yowezvangu5193 5 лет назад

    mhofela murikungoguma guma mazamo amadam boss

    • @highlyanointed4563
      @highlyanointed4563 5 лет назад +1

      Kkkkkkk ayas

    • @yowezvangu5193
      @yowezvangu5193 5 лет назад +1

      @@highlyanointed4563 kkk hauna kuzvionawo ere kut mhofela havasi kubva pamazamu.kutishowa rudo..haa pakaipa..kip it up..kana kutomboribata tichiona its fyn..vayaaa veshanje vamame

  • @rangariraimudzemeti1882
    @rangariraimudzemeti1882 5 лет назад +1

    aaaaaa kwanay remember munofavo plus don't abuse our social media endai munorar

  • @fanuelmatashu9343
    @fanuelmatashu9343 5 лет назад +3

    Hw can you rejoice at funeral madam boss ua smile happy it seems ua mourning ....... Chemai nevanochema farai nevanofara . To be honest l don't lyk the wae u behave it shows ua imature....discourteous.illmanered

    • @rodwelltsverukaimuparutsa7269
      @rodwelltsverukaimuparutsa7269 5 лет назад +1

      Fanuel Matashu come on mtukudzi was a singer....basa rake raive rekuimba nekufadza vanhu so that is how we have to remember him.

    • @lovetolove3214
      @lovetolove3214 5 лет назад

      Vatowana basa

    • @lovetolove3214
      @lovetolove3214 5 лет назад +1

      Endai ku Norton muno chema nevamwe, sies

  • @starelephant7628
    @starelephant7628 5 лет назад +1

    Ko mhofela makatongwarawo kudaro

  • @originaltechnology9640
    @originaltechnology9640 5 лет назад +4

    Uyu anorwara uyu

    • @inzwimakasi6474
      @inzwimakasi6474 5 лет назад +1

      Dzako hadzimo

    • @marrymorekays9020
      @marrymorekays9020 5 лет назад +1

      Arwara aita cy

    • @honor50gatsi21
      @honor50gatsi21 5 лет назад +1

      Iwe ndiwe unorwara. Vatadzei apa playing his music. Hanti ndoraiwa basa rake. Inga kana vanohura vakafa mahure anongouya wani parufu akashama kuratidza mabasa ake, saka apa chii chaipa. Ukwane

  • @lorainezuweni908
    @lorainezuweni908 5 лет назад +1

    Dai mangoenda kunhamo maindonyatso chema nevamwe muchichemedzana nevamwe

  • @alicebangaba722
    @alicebangaba722 5 лет назад +2

    Rip dr Tuku