Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Chris Mutsvangwa ngashandise Mr strong Zig rake,muve ne nguva yaka naka Mhanduwe, tinotenda
Anozvidaba uyu. Dzindori pwito
Ko Gono asi mamukanganwa here
Tinokangamwaba isu. Wanohwadza
Cartoon characters chaiyo mari yacho 😮.Maita basa Mhanduwe.
Mari yacho nowakainhadziira zvibodzizvo
Zig hapana zviripo Mhanduwe, maswera sei
Kwazvo! Pari kuchohwa chohwa munhu. Tiri wapuma
ZiG uya zvaava kuzigunuka nhaimi 😢
Akagarira nhanzva chaiyo...
Chris Mutsvangwa ngashandise Mr strong Zig rake,muve ne nguva yaka naka Mhanduwe, tinotenda
Anozvidaba uyu. Dzindori pwito
Ko Gono asi mamukanganwa here
Tinokangamwaba isu. Wanohwadza
Cartoon characters chaiyo mari yacho 😮.Maita basa Mhanduwe.
Mari yacho nowakainhadziira zvibodzizvo
Zig hapana zviripo Mhanduwe, maswera sei
Kwazvo! Pari kuchohwa chohwa munhu.
Tiri wapuma
ZiG uya zvaava kuzigunuka nhaimi 😢
Akagarira nhanzva chaiyo...