Family Matters || Zvisingazivikanwe nevarume || 29 May 2021

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 окт 2024

Комментарии • 22

  • @eusticegadaga1734
    @eusticegadaga1734 3 года назад +1

    This is a very powerful listen. I have really become addicted. I listen to these talks from Swaziland/ Eswatini. These are very powerful useful lessons for us vana vaMwari.

  • @eusticegadaga1734
    @eusticegadaga1734 3 года назад +1

    Tikukukutendai zvikuru vaDare vese, your contributions also show that you are well read and well researched.

  • @nketsani8574
    @nketsani8574 2 года назад

    finding these discussions life transforming. Asi ka ko baba ngavaite acknowledge kuti nyaya ndainzwa kuna mai votiwo regai ndimboona amai- baba vozopindawo havo mubako,

  • @charmaine9543
    @charmaine9543 3 года назад +1

    I have been blessed watching and listening to these people talk . Hanzi mamwe vision azere muma computer. Ukaona yakaiswa pa slide repowerpoint presentation unoti heyi, what a rich mind. But sadly vision yacho haiburuke pa power-point. ndaseka hangu, but this is so true.

  • @fadzaimundembe6817
    @fadzaimundembe6817 3 месяца назад

    Thank you....powerful...Takomborerwa..

  • @anonanon6383
    @anonanon6383 3 года назад

    Powerful message,mai Chinhengo vanondifadza chose,Well done ladies and thanks Gono & Sinyoro for your advice & contributions.Shona yemhando yepamusoro soro ino taurwa pano.

  • @mavismataga4571
    @mavismataga4571 2 месяца назад

    Ummmmm, ya,,,powerful, tinodawo another discussion on zvinotarisigwawo nanababa from vabatsiri vavo

  • @martinngomakalila2022
    @martinngomakalila2022 3 года назад

    Yah yah, chirimusakasaka chinozvinzwira. May God bless you, to all our panelist, we are being blessed 🙏.

  • @faraimutungwazi9841
    @faraimutungwazi9841 3 года назад +1

    I got a proposal kkk, why don't you gather these broadcasts..& sell them to National TV..I was thinking on how possible it is to make it a global thing..,but for now language will limit..National TV/radio broadcasts will benefit beyond our fence..they are excellent principles shuwa

  • @eusticegadaga1734
    @eusticegadaga1734 25 дней назад

    Hanzi naSinyoro zvinoda Maths here pamazhanje?? I enjoy the humour that vadare throw in as you do these discussions..

  • @tatendanyika3079
    @tatendanyika3079 7 месяцев назад

    Yah haaaaa family matters mnandi😅..kkkk ndanakidzwa nhasi

  • @charmaine9543
    @charmaine9543 3 года назад

    hanzi pane vision dziri mumhepo. hayayaya. Thank you so much

  • @faraimutungwazi9841
    @faraimutungwazi9841 3 года назад +1

    ..or we add a channel on DSTV or something...we combine all talks by different presenters..because we have the content kani

  • @faraimutungwazi9841
    @faraimutungwazi9841 3 года назад

    Advovo kkk...always blessed 🙌..tinotenda vaDare

  • @moreblessingrashirayi8500
    @moreblessingrashirayi8500 3 года назад

    Music irikutikomborera

  • @lovemoremagaya517
    @lovemoremagaya517 3 года назад

    Thought provoking .......thank you so much ....

  • @eusticegadaga1734
    @eusticegadaga1734 25 дней назад

    Arikushanda pamurungu here kana pamunhu??😂😂

  • @eusticegadaga1734
    @eusticegadaga1734 25 дней назад

    Hanzi murume tsvagawo chako chekukwidza kwete kukwidza tirauzi chete..

  • @moreblessingrashirayi8500
    @moreblessingrashirayi8500 3 года назад

    Advovo

  • @lindawashaya7696
    @lindawashaya7696 3 года назад

    Very powerful lesson 👏

  • @tafadzwamusakatiza5440
    @tafadzwamusakatiza5440 3 года назад

    Mashoko ane hudzamu from all the panelists. Rambai muchibika zvirongwa zvakadai nekuti shoko harivhikwi

  • @fadzaimuwaniki5076
    @fadzaimuwaniki5076 3 года назад

    Powerful