Zvakaoma! Kubudirwa kwemwanasikana uyu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Zvakaoma! Kubudirwa kwemwanasikana uyu

Комментарии • 23

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 29 дней назад +5

    Vakadzi avo varoyi ...tarisai face dzavo already feeling the heat!

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 29 дней назад +2

    This thing yekuti tonokumbira mukuru weChurch chii chakadaro who is mukuru wechurch kureva kt vanhu havagoni kudecider vega varume vakuru vachena ndebvu vanoudzirwa zvekuita ,they can't do what they want kumirira Church umwewo munhu atori nemhuri yake iye mukuru wenyu wacho akawirwa nedambudziko anombouya kuChurch achizoudza vanhu hre

  • @tshonganyathi8872
    @tshonganyathi8872 23 дня назад

    Team iri ndere kumaraini kwangu

  • @tashymakombe1286
    @tashymakombe1286 23 дня назад

    Kkkkkk zvawari vanhu wekumusha kwangu yooo mai Martha

  • @MargaretNyaungwa
    @MargaretNyaungwa 24 дня назад

    Zvakaoma hazvo

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 29 дней назад +1

    Yoweeee kkkkkk haaa chiNyika chedu chinongoda Datta chete reInternet kkkkk

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 29 дней назад +1

    Varoi ava dai mafonera mukuru wechechi chete vopinda mudare vachenekqw

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 29 дней назад

    Mamwe maSurname shuwa,,,, Medzai hazvoo Mwana aakumedzwa

  • @tsitsinyamukapa1888
    @tsitsinyamukapa1888 25 дней назад

    Pamwe ma drugs vakamuitisa test here

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 29 дней назад

    Kkkk avo vane dhuku chena muroyi mukuru chaiye face yavo inotaura ndomutungamiri wevamwe😂

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 29 дней назад

    Baba fambirai mwana wentu mega

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 29 дней назад

    Vakadzi vacho kufanana Shem haa zvakaoma

    • @user-kl8hq3qe8t
      @user-kl8hq3qe8t 28 дней назад

      Kkkk sisi vakatora bondwe vanetu hat mukoma nemunin'ina

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 29 дней назад

    Ichii muuye nePart 2 yacho

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 29 дней назад

    Vanhu ava I know the family. vanogara kwandakakurira chaiko kwaMupambavatyi

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  29 дней назад

      Thanks for watching -Remember to like

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 28 дней назад

      ​@@manasschibandatikudawo part 2 pliz

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 27 дней назад

      Mupambavatyi😂😂 hakuna 👏🏽👏🏽

    • @tashymakombe1286
      @tashymakombe1286 23 дня назад

      😅😅😅😅😅tinawo kwamagondo musha mukuru

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 29 дней назад

    Chibanda taapano