Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Akazvarwa Achiita Semusikana Asi Ari Mukomana Chiedza Res Speaks Out (Ep4)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 фев 2023
  • Akazvarwa Achiita Semusikana Asi Ari Mukomana Chiedza Res Speaks Out (Ep4)
    #GilfineChikanyi #Karoi

Комментарии • 110

  • @trymorehlabiso
    @trymorehlabiso Год назад +9

    Ska akagamuchirwa zvozodii ngaudzwe kuti urimukomana finish

  • @takudzwamurodza968
    @takudzwamurodza968 Год назад +4

    The Zimbabwean Uncle,Sekuru Saint...Zvakaoma sekuru life yatrikurarama yakaoma

  • @success2317
    @success2317 Год назад +5

    Uncle tsvagirayi mwana organizations auye kuno kusouth Africa mwana apiwe citizen ship adzidze agone to achieve his goals.

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Imi Dai ari mwana wenyu muchitaura kudaro here marights awandisa muvana Kare kwanga Kusina marara akadai nekuti shamhu yashandiswa too much

    • @tafadzwamdhege9481
      @tafadzwamdhege9481 Год назад

      @@takudzwamlambi679 saka iwewe urikuda Kuti mwana uyu ararame zvamunoda here hupenyu hwacho hwatova hwenyu zveee

  • @hildasengweni4003
    @hildasengweni4003 Год назад +1

    Uncle sei mhsirikubvunza kuti why mai vacho varikumutengera hembe dzechisika uye paaka kidnepwa mwana akati aiva kupi uye chii chaiitika kwaiva kwacho

  • @bchis8806
    @bchis8806 Год назад +9

    Apa amai mataura semubereki kwete matakanana ari kubwereketwa nevamwe vedu mudare. Izvi zvakuda vanhu vakaita zvidzidzo zve biology, ini ndinohwisa condition yemwana uyu, it's not his/her choice Society ngayimugamuchire akadaro, please don't infringe his/her identity/ rights as a human being. Kumushopodza imhosva hombe zvino sungisa.

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Not in 🇿🇼 in the end acharoora here or acharoorwa which is which now

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Kutova gay or lesbian kujeri straight muZim hatizvide izvozvo period

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      @@takudzwamlambi679 Anogara asina...uye hazvineyi nesu. Chinotyisa murume anevana kana mhuri achiyenda ku side, zviriko asi zvinogadziriskwa nenzira kwayo.

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Год назад +3

    Ngaapfeke semukomana oitawo semunhu rume

  • @albertsando6130
    @albertsando6130 Год назад +3

    VanaMai ngatidzidzei kunamata plus tinofanira kuziva true nature of existence,we are spirits and there's good and evil spirits which in other words compete to manifest on the physical realm of this earth,you must have deep understanding of these things pray and seek the Lord , darkness and light have no relationship that's why you see your son is being followed by evil because that condition is evil itself and only a stronghold of light will change that ,you mustn't empress the spirit which is in your son pfugamai muchituka mweya yakadai taurai naMwari pakurevesa muone hukuru hwake musanyeperwa nenyika Kuti zviri normal

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Год назад

      Ava mai ndoshaya why vaisapfekedza mwana zvechikomana. Dai mukoma wake pasina kurambidzwa namai akagara achimutsiura zvakatopera. Ivo busy kushora mwanakomana anemuono wakanaka.

  • @shingimackvise3374
    @shingimackvise3374 Год назад +3

    Haaa amai vake vakareswa kumutengera hembe dzechisikqnq, zvaiva nani zvake aizoratidzq sekuita semusikana asi akapfeka hembe dzechikomana zvaisazonyanya kuomera vanhu

  • @tarironyatwa
    @tarironyatwa Год назад +1

    Mai vemwana ndiyo honzeri cz ndivo vari kumutengera hembe dzechisikana mwana uyo haasat akura zvokuty anozvitengera hembe ega Mai vemwana varikuziva zvirikuitika nyavasade kutipusisa uko aaaaaa nhy

  • @lloydmutabharuka6934
    @lloydmutabharuka6934 Год назад

    Inyasire, anoda mbangaradzo, mupeyi mbangaradzo

  • @deliwedangirwa
    @deliwedangirwa Год назад +4

    Kana zvakaipa zvakaipa, lets not nomarlise sin , mai vakatadza right from the start

  • @AloisTuwe-km1re
    @AloisTuwe-km1re Год назад

    Munhu munhu imagine arimwana unomuuraya here munhu munhu

  • @otiliamashanda5373
    @otiliamashanda5373 Год назад +2

    Akatokanganiswa namai vake vanotengerei hembe dzechisikana iye ari mukoma pachake haana kwaanowana mari mai vari wrong 💯

    • @evemudungwe168
      @evemudungwe168 Год назад

      Zvokumutengera hembe handione xvine problem ini nokuti ndoozvaari hapana chinochinja mwana anoda kungopuwa rudo semubereki

    • @blessingmlambo8204
      @blessingmlambo8204 Год назад

      I don't think inyaya yehembe bt zviri maari ma hormones Ake ndechikadzi

  • @nubianqueen4375
    @nubianqueen4375 Год назад +9

    Physical appearances doesn’t matter. Either a boy or girl end off. Mother is to blame, she encouraged the situation because as a child he did not have a say on his dressing.

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Год назад +1

      Are you a parent yourself. Why can't he be himself all people have to do is accept the way he is

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Год назад +3

      When my son was growing up he wanted to play with dolls more than cars. And we tried to discourage him until the school told us to leave him. Those who know psychology and social studies you know what it is. At a certain age children try to form relationships and bonding with others and items around them. And change as they grow older to form bond with opposite sex and so on. People have to understand child development etc. He wasn't born with to much testosterone and he probably won't have beard or deep voice until later in his life or maybe never. But it doesn't mean that he is less a man. Teachers needs to be taught about this during training so they can teach children in school

    • @nubianqueen4375
      @nubianqueen4375 Год назад

      @@juliaherbet2063it’s not about me being a parent. That doesn’t mean I don’t know the right or wrong. He can be whoever he wants but he must not expect people to see him or call him that. People have values and I would not destroy my values for a woke culture, never.

    • @nubianqueen4375
      @nubianqueen4375 Год назад

      @@juliaherbet2063 The way you raise your children it’s up to you but don’t blame the community for refusing to fall to what your children will become.

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Год назад

      @@nubianqueen4375 hudofe hukavandisa zvonetsa. Is it his fault that he was born with a condition that makes him look like a girl or boy (dysphoria). It happens and he is not the first or last. People like you should mind their own business. You don't even know that our bodies are controlled by hormones when kids hit puberty and you can't even see that he lacks the hormone testestorone that he might need a booster because his own body is delaying in making it. People like you do my head

  • @lovenesszion6797
    @lovenesszion6797 Год назад

    Hatidi kukanganisirwa vana vedu nengochani kana achida chikoro ngaangova mukomana hapana munhu ane anatomy aakabarwa nawo wozoti mukadzi kana akatevera sevakadzi vese tichamutambira munharaunda nemuzvikoro ku hell nengochani

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 Год назад +4

    Pliz anamai ngative nemoyo wekubereka hapana mubereki anoziva kuti 9mnths dzake akatakurei ngati gamuchirei mwana uyu Sandi kuda kwake

    • @sekuruvaJamella1078
      @sekuruvaJamella1078 Год назад

      Kugashira CHii apa? ZVINHU zvamakaregerera . Mukaumbiridza ZVINHU zvisina tsarukano. Such people will end up a bad influence to other kids. Muendesei ku South kwazvotambirwa. Apa she never mentioned Kuti vakambotsvaka vanobatsira. .haiwawoo . I blame the mother. Personally I hate NGOCHANI. Mother seem not worried with her son but rather point fingers at others. That demon in him can be cast out.

  • @epiphaniamakombe40
    @epiphaniamakombe40 Год назад

    That Mom she needs to command that flow spirit to leave him

  • @tcmutandani-oe9qy
    @tcmutandani-oe9qy Год назад

    Futsek wena kamai iwe hapana zvauri kutaura mutengerei hembe dzechirume

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад

    This is sad. Uyu haasi kuzviitisa. I hope he finds help. It's not easy to accept. Kune vanozvichinja but this one is a girl to be honest.

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Год назад

    Mai vakatadza kumutengera hembe dzechisikana ndovakakonzeresa plus Zita iro rinechirevo

  • @linnamose2050
    @linnamose2050 Год назад

    Ko episode 1 2 and 3 iripi tioneo

  • @thimbolious6136
    @thimbolious6136 Год назад

    Gilfine step akapihwa hake anotofamba kupfuura vamwe vasikana

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +1

    Ini hungochani even Bible heakatukwa sodom ne Gomorrah rikaparadzwa ko imi mai mai mutenge ta hembe dze chikadzi sei

  • @valsamathew5745
    @valsamathew5745 Год назад

    Mukomana mukomana hazvichinje musatikanganisire nyika muchifurirana zvisina basa mwana ngaatenderwe dzevarume tione kuti anozviramba here.Muzimbabwe hamubvumidzwe ngochani .Angataure semusikana kana kufamba murume ngaayende anonyenga vasikana uko hatidi nonsence isu

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад

    Iwe samai kana uchipinda mushop kutengera mwanakomana mapink mabumshorts unoti urikuitei garai nengochani yenyu kumba hatiidi kuzvikoro

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Excellent words mai vane problem kunotenga bumshort for a boy imi musazungaira, ngaatambe ega muri mapenzi ana Mai namatayi

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Fortu ngavavake Chavo chikoro period Dai Bob aripo tamuendesa ikoko aibva Ave right

  • @artwelsakonda1047
    @artwelsakonda1047 Год назад

    Vakawanda varume varikuitwa vakadzi nevamwe varume zvatisingatozive coz vanopfeka dressing yechirume, uyu atori bhoo nezvaari ...

  • @synodianyakudya3510
    @synodianyakudya3510 Год назад

    Mai va Guilfin ngavaone zvekuita nemwana wavo,she encouraged the situation.Saka ngavasada kuti vamwe vana vakanganiswe .Unogona kuchinja mafambiro nemapfekero but ma feelings haachinje,saka vanasikana chenjerai munorepwa.Sando kuna Head,makaita basa makachengetedza vana.

  • @cassperchiyanga-ih3mv
    @cassperchiyanga-ih3mv Год назад

    Mapfekero ayo seka babie

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende Год назад

    Achazviuraya mwana uyu maonero angu

  • @user-vf3ih1mf5q
    @user-vf3ih1mf5q 9 месяцев назад

    Ndo anonzi intersex ndo zvingoripo

  • @vanessamago936
    @vanessamago936 Год назад

    Eish guys ndozvaakatongoberekwa ari anotooneka mafambiro they can't change him

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Год назад

      That step and character to me it seems upbringing played a big role. Dai vakamupfekedza semukomana pamwe dai akabatsirika.

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Год назад

    Amai imi ngatengerwe hembe dzechikomana nt dressing yechisikana apa murikuti ndozvaari momboti paaka kidnp musanyepe ingochani yakazara akapfeka zvakanaka asiya zvechingochani anowana dzidzo

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад

    unopenga why are you buying him yenbe dzechisikana

  • @lianamoyo95
    @lianamoyo95 Год назад

    Zvinototyisa ipo paakadzokera kechipiri aivepi uye achiitei

  • @thimbolious6136
    @thimbolious6136 Год назад

    Step yake inotora Mari aaah

  • @primrosemakushu4746
    @primrosemakushu4746 Год назад

    Kusarohwa uko,mai vake is to blame

  • @quidproquo7044
    @quidproquo7044 Год назад

    Ku chikoro, anoyenda ku Ministry of Education kuno reporta chikoro kuti chiri kudzinga mwana nezvinhun zvisina basa!

    • @mabeltiriwepisanyamahwe5124
      @mabeltiriwepisanyamahwe5124 Год назад

      Its just not fair expelling mwana from school over things that are out of his/her control.KuWestern World they are called He/she .I think its just a female trapped in a male body.Abuse yacho saka icho chinamato chamunotungamidza mberi ndochinotendera verbal abuse yekupa mwana mazita ese ivayo.He is human and has human rights too.

    • @quidproquo7044
      @quidproquo7044 Год назад

      ​@@mabeltiriwepisanyamahwe5124 It could just be a growing phase, most likely he's a late-bloomer. He is still a child and they should let him reach adulthood, at age 18 when he grows a beard, he might grow out of this phase. The school is not allowed by law in Zimbabwe to expel a child over some nebulous reasons!

  • @lovenesszion6797
    @lovenesszion6797 Год назад

    To hell nengochani hatidi kukanganisirwa vana vedu anoda kupiswa nemoto vasa

  • @tcmutandani-oe9qy
    @tcmutandani-oe9qy Год назад

    Huku haigari nemakondo inodyiwa chete kkk

  • @tcmutandani-oe9qy
    @tcmutandani-oe9qy Год назад

    Acharepa mwana wako wechisikana ndipo paunozoona kuti uri benzi

  • @brendonmuchenje8425
    @brendonmuchenje8425 Год назад +2

    Hapana mubereki anoda kuti mwana wake atambe nemwana akadaro even kuchikoro vamwe vana vanodzidzei.. Mwana uyo ngasiyane nehunhu wake dressing ipi yangaakapfeka iyooo

    • @chiherachashe4332
      @chiherachashe4332 Год назад +2

      Taura hako ipapo panonetsa

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад +2

      Taura hako tanzwa Kuti akaberekwa ari zvaari asi pahembe ngavangotenga dzechirume handi murume mubereki vari kutokanga Nisa mwana ndozvimwe zvirikuita Kuti vanhu vataure zvavanoda

    • @oliviajestin9589
      @oliviajestin9589 Год назад +1

      Ngaabve pahunhu hwema uhwo ari nyore kuurawa Chero nguva yehondo vaiurawa pachena vanhu vakadai

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад

      @@oliviajestin9589 eish pakaipa saikozvino muzim vanhu varikungourawa kudai

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Ko akatamba nevasikana zvakaipeyi ?. Kazhinji ndovaanotopindirana navo.

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад

    Paaka kidnap pacho aifana ega here? even pe chi two pacho? Same people here vakamuba? uye akadzoka sei kumba?

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende Год назад

    Ko nhengo yake ndeyemukomana here or musikana

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 Год назад

    Seems she is promoting huGay.. Ko munozomutengerei zvinhu zvechisakan iye ari mukomana

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 Год назад

    Avo Mai Havana kukwana vanhu vemutemo vanodii chero zvekuti ngazvitaurwe mu zvikoro vakayi chenyu don't spoil our kids Dai muri kwavo mu musoro muchitotsvaga help kwete marara amuri kuita advocate for. Pasi ne ngochani fullstop

    • @alfredmafunu3094
      @alfredmafunu3094 Год назад

      Vanhu vemutemo Vanobatsira kuti mwana adzokere kuchikoro kwaakadzingwa. Vechikoro vakamudzingirei

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      @@alfredmafunu3094 he will spoil other children imi just imagine mwana wako achitamba naye what would be the outcome. Mkoma Alfred munoda here kuti mwana wenyu aite friend ya Gilfin

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Ndo kunge waudzwa kuti munhu akamirazvakati pamwe inhema, ko manje vasingawonekere unopaitaseyi wozonzwa makura kuti girifodhi uya wandaitamba naye bhora angaari zvakati. Yimwe mishonga inochinja munhu, uye tekinoroji chaiyo kanavachida kuti vawande kwakati vanokugadzirayi. Sakaayisi mhosvayemwana.

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 Год назад

    Kindnaping haina mhosva asi ndoona sekuty Mai vkapembedza zvinhu izvii achikura Mai vafanira kt no and noo

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +1

    Uganda kuenda kujeri chaiko hanzi tinozokuvhurirai mane mwana kana pasina😂mwana haibude

  • @evermafuwa7705
    @evermafuwa7705 Год назад

    hazvisi zvinyowani izvi tinavo vakawanda vatoziva vakadaro ,magenes ake akawandira kuchikadzi

  • @preciousmhingwa1341
    @preciousmhingwa1341 Год назад

    Mukore uno chero uchito employer musikana wemumba webasa tanga wamuwongorora chaizvo nekut zvofanana nemwana uyu akainda kunzvimbo dzaasingazikanwi anongonozviita munhukadzi achivanza kut murume saka ngapfeke semunhurume

  • @preciousmhingwa1341
    @preciousmhingwa1341 Год назад

    But ndoona kuti chakakosha ndechokuti mwana uyu ngazive kuti Murume ,,kuno kuBotswana kwatiri zvakaitika kuti munhu wakapindaa basa romumba achizviiti musikana aneVoice rechisikana maZamu but chinhu chiri chechinhurume zvikazobatwa amitisa vana vomurungu saka hamaweee beCareful pliz nevanhu vakadaiiii

  • @vanessamago936
    @vanessamago936 Год назад

    Sartuday l worked for gay vakatopfekedzana marings varungu vanodanana zvekudarika murume nemukadzi kkkkkk saka azvichinjike guys Dai angotambirwa kuschool

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Год назад

      Varungu vari tricky panyaya idzi. Varungu if they decide kusiya ungochani vanosiya votoroorwa. Ini ndakashandira vasikana vaive ngochani. Asi mumwe wacho decided to get married . Akaperekedzerwa neaive murume paungochani hwavo.

  • @im__guinness
    @im__guinness Год назад

    manje kana munhu azvarwa achiita semusikana iye arimukomana imimi motanga kumutengera hembe dzechisikana it means mukutoda kuti mwana aite semusikana vabereki ndimi mune problem

  • @normanbasso6745
    @normanbasso6745 Год назад

    Ingochani musati akazvarwa achiita kungemusikana arimumukomana ingochani

    • @josephnyagona7946
      @josephnyagona7946 Год назад

      Ngochani iyi iye ahashande ndimi munomutengera hembe dzechisikana

    • @normanbasso6745
      @normanbasso6745 Год назад

      @@josephnyagona7946 nhai nhai

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Ko zvino zvamunongoti mese Bhuriteni Bhuriteni tinodawo kuyenda vazhinji vaunonzwa apa vachirutsa ndovanonochinja kumberi...havazotiudza hedukuti zviriseyi.

  • @auxyjames7122
    @auxyjames7122 Год назад

    Apana chichachinja vanhu ngavasaite moyo wakadaro chokwadi zvinotondibatawo semubereki

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Mwari akasika male and female and never made a mistake mweya wakatomugarawo unoda kunamatirwa utame. Don't promote hungochani please

    • @auxyjames7122
      @auxyjames7122 Год назад

      @@takudzwamlambi679 ohok wat d u mean so mweya ukanamatirwa zvaakazvarwa ari zvinochinja herr how can u say hungochani kune mwana mudiki iyeye i think u are not understanding zvirikutaurwa pamsoro pemwana arikunzi arikushungurudzwa necommunity.

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      @@auxyjames7122 mwana akaita zvekuba anonzi chii, or akabata vamwe chibharo anonzi chii

    • @auxyjames7122
      @auxyjames7122 Год назад

      @@takudzwamlambi679 akaba anonzi mbavha akabata chibharo anonzi bhinya or rapist

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      @@auxyjames7122 ko Gilfin chii

  • @trymorehlabiso
    @trymorehlabiso Год назад

    Ngaangoita zvinoitwa nevakomana hatidi ngochani mu Zimbabwe ko vabereki vanomutengerei hembe dzechisikana dambudziko kuti ripere ngaite zvinoitwa nevakomana

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Well haumumanikidze , zviizvinoitwa nevasikana zvausingaitewo , kubika haubike here ?, zvidhori ??...ndozvingakusvota...

  • @raviromachanaq4191
    @raviromachanaq4191 Год назад +1

    Mwana uyo ndo zvaatori

    • @patriciamadondo2991
      @patriciamadondo2991 Год назад

      Zvei zvekupfeka semusikana here kana asiri ngochani ngaapfeke semusikana Hapana mubereki anoda kuti mwana vake atambe nemwana akadai

    • @raviromachanaq4191
      @raviromachanaq4191 Год назад

      Haatosvide asi zvitori mubody hazvifi zvakachinja , mwana haangarasiwe aita gay imi kana musingadi Kuti mwana wenyu atambe naye motoudza mwana wenyu because mwana chipo chinobva kunamwari variko vanovatsvaka vachivashaya

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Zvataiti vangomo vakatiza mabhunu nguvayehondo vakapfeka dhirezi nedhuku zvakavaita kuti vasada vakadzihere ?. Ndohubharanzi ka....

  • @tcmutandani-oe9qy
    @tcmutandani-oe9qy Год назад

    Mai vacho imhata seiko vasingamutengeri hembe dzechirume

    • @dofodofo
      @dofodofo Год назад

      Rubbish....arogenzi yemanga manga , hakuna hembe yechirume kana chikadzi karicha ndoinotaura eg vapositori...etc.

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 Год назад

    Chikoro ngaite home schooling

  • @normanbasso6745
    @normanbasso6745 Год назад +2

    Nezita rakapiwa racho rongorakidza kuti rinechirevo haaiwawo kkkkkkkk gelfn kkkk