Mark Ngwazi on King of Sungura tag

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 сен 2024

Комментарии • 24

  • @simbisomugo4378
    @simbisomugo4378 21 день назад

    Respect chaiyo Mark hausisina Alack haasi zera newe baba wako mukuzvarwa not zvemagitare izvi

    • @TheBludBwoy
      @TheBludBwoy 20 дней назад

      Ko haanzi macheso here
      Iwe unomusheedza sei

  • @josiahnyanda5326
    @josiahnyanda5326 20 дней назад

    Mark, iwe ita rako basa. Usateerere zvema fans vanopesanisa vaimbi. Basa rema fans kuuya ku show kuzonzwa muimbi achiridza. Vazhinji vanonyora ma comments ekutuka nekusvora, havatozivi kuti gitare rinobatwa sei. Zvinoitika kupolitics ndizvo zvavekuunzwa nevanhu kumusic. Umwe neumwe anewake waanoti anogona. Asi chokwadi ndechekuti your creativity yakatosiyana neya Macheso, and those who seek to make a comparison vakatorasika. Itai basa varume mufadze vana veZimbabwe, Africa and the world. Artists are socio-cultural, political and moral voices of the people.

  • @raphaelmutimitesma
    @raphaelmutimitesma 22 дня назад +5

    macheso mukuru kwauri mufana wangu dambudziko raunaro nderekuti hatendi kuvakuru vakakutrngira. macheso munhu akatoita kuti iwe ude zvemimanzi. hausati wamborwa hondo dzemumanzi. macheso band rake rakatomboparara asi nanhasi akamira unedzungu iwe.

    • @TheBludBwoy
      @TheBludBwoy 20 дней назад

      Zvapedxa maArtist akawanda zvekuda kunamata munhu izvo

    • @TheBludBwoy
      @TheBludBwoy 20 дней назад

      MaArtist mazhinji akapera basa because of kunamata umwe munhu ka remember umwe neumwe ane icon rake umwe neumwe ane Role model rake you can't force munhu wese anoimba sungura ati role model yangu ndiMacheso zve hudofo sugar sugar chaiye anokuudza kuti role model yangu ndiKetai kubhora zviriko wani umwe anototi role model yake ndiPele umwe Ronaldo umwe Messi umwe Zidane
      Mune problem maZimba that centralization yamunoda yaponda nyika

  • @ReginaMoreo
    @ReginaMoreo 21 день назад

    Zvaizvezvi mark ndiye king

  • @darrelchizingachizinga564
    @darrelchizingachizinga564 19 дней назад

    Uribenzi remunhu

  • @trustmapfumo9478
    @trustmapfumo9478 22 дня назад +6

    well young man you feel like you have big balls now? we all know those chants are from Jonasi Kasamba so is that a direct diss to the maestro? time shall tell handei tione muchipiwa tumanyemwe too much pride yet you dont know Cheso is a big brand

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 22 дня назад

      Zvaizvezvi Macheso akuridza nyemba vanhu bvumai chete

    • @MutenhaFam3
      @MutenhaFam3 21 день назад

      ​@@dhereckmherekumombe1945mafans ake madofo havadi kubvuma

    • @Takesure-hn9en
      @Takesure-hn9en 21 день назад

      ​@@dhereckmherekumombe1945nyemba dzambuya vako

    • @garieamubed8629
      @garieamubed8629 21 день назад

      @@dhereckmherekumombe1945 ko iwe vakaridzei

  • @georgekurunzirwa-bn5pf
    @georgekurunzirwa-bn5pf 21 день назад +1

    Mufanha wenyambo,haagoni mufanha uyu

  • @JohnMarimbire-me4do
    @JohnMarimbire-me4do 21 день назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂Muna Ngwazi wakaridza manheru pfuti dzakaridzwa mufana

  • @brianmuzhongo7232
    @brianmuzhongo7232 22 дня назад

    Wheres the full video

  • @JessicaMoyo-pv2kc
    @JessicaMoyo-pv2kc 21 день назад

    Macheso ndiye ane nharo kusungura ukada kufurirwa kutedzera mafans unogara mudish Dhewa airidza but akafa asina kumukunda zviya zviri muropa Musafurirwe mkoma mukoma mukoma chete. Vakawanda vakamukonewa handei tione

    • @TheBludBwoy
      @TheBludBwoy 20 дней назад

      It depends nekuti munhu anoda ani kutori nevanhu vandinoziva vanokuudza kuti dhewa akafa achikunda macheso

    • @Stafodachimwene-w5v
      @Stafodachimwene-w5v 17 дней назад

      Vanomufa nanidza nhaii

  • @KudzaiMatandire
    @KudzaiMatandire 22 дня назад +1

    Mafans amacheso morwadziwa arikurira mukomana uyu.kungozomaka iye sengendiyeoga muimbi cy.wakaipa mark unokwikwidza nemudhara akakubereka

  • @Takesure-hn9en
    @Takesure-hn9en 21 день назад

    Vabvunzwa kuti Macheso unoda kuridza naye here vawe kutaura zvechipuka sokufananidza SIR Macheso nechipuka

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 22 дня назад

    Ndini ndatanga

  • @Takesure-hn9en
    @Takesure-hn9en 21 день назад

    Uyu musatanyoko ndatokuudzai