Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Zion rinotapira iwe, ndakakutaurira.well done keep it up mazion
Ndatenda moyo
Amen
Shuwa basa iro
Ndatenda hangu🙏🙏
Vekugona tavaona ,ngazviende mberi
Ndatenda basa iro
Bsa raqmwari ronokudza
Naro naro bsa ndoiteiko ini vanokombererwa vanonzwa izwi ramwari baba vachidavira ndatenda hangu
Vanomutenda vanorara heeeeeeeee
Kutaura munowanza veduwee
Yakarira chose asi ndikutsvaga ngoma dzinoty yakaridzw naJeyjey ,Zenda naChiweshe please
munowanza nyaya kukanganisa
Would love know where to find this church in jhb
Raka batwa basa chose
Zion chikoro. Camera man regai nyaya batai basa
Ndakafamba zvakanaka chose makasarqwo zvakanaka hre
Moyo magonesa ndikuda mgoma yamakaridza
Mu s a vanobatika kupi
ndochurch yangu daivapo veduwe thanks guys zvodadisa izvizvo
Kkkkk ko kutaura imi muchitorz haaa
Mu Joni mune Zion ?? Kupi kwacho ndingabatsirika hama dzangu
Imimi muripi
Ruyo rwakadairwa chose asi ngoma ummmm is below standard