Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
I really needed this.. I have been following pastor Terence.. His voice is so anointed
Glory be to Messiah
God bless this man and the whole church Bethsaida munondikomborera hangu Mwari wenyasha arambe akakuchengetedzai
Nyasha ngadzirambe dzinemi ,,, kristu vachikudzwa
Ndisiye postori ndiendepi 😭😭😭
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk huchi kni
Anonzwa pfugama unamate🙌
😭😭😭Can't stop listening to it, its on repeat... Mwari vatibatsire tirambire pamabvi
Ichokwadi chaicho Tenzi ngavatibatsire Amen
😭 😭 😭 😭 Amen
Ndangifarira order inechurch iyi ndoinzii chii zita rayo
BETHESDA APOSTOLIC CHURCH
Amen panoda kupfugama
Amen 🙏
Amen Chasara panyika kunamata ....rugare mapostori👌🙏
zvongoda kunamata chete
Amen
Mweya wamwari uchifamba zvawo muvanhu
so blessed
❤❤❤❤❤🙏🙏🙏 very very very powerful song Amen Amen
Inowanikwa kupi church iyi mu Pretoria.Ndanzwa kukomborerwa ndiri kuda church iyi.
Eish vanhu vakagara munhu aachiimba zvinoburutsa Nyasha kudai ooooh God l wish I were there Ndakomborerwa ❤ndotenda ndoikunda Chete nyika
Please chengetai murume uyu bcz vedzimwe svondo vanotodawo muimbi seuyu chengetedzai mbeu iyi ichemberere mupositori ndatenda hanku
❤❤❤❤❤
Pfugama unamate
Ndokutenda mutungamiriri wancu❤❤
This song is something else. Unoenda munyika dzomweya. Anyone ane full song yacho
Pfugama unamate mukristu .
Nice
yah chibaba ichi .....thts wht we call fire ....
Halleluuujah . Mazvita Mwari
Amen ,powerful song ,pfugama unamate 🙏
Yes pfugama unamate amen prst
Terence musoro wechitima
AMEN❤❤
❤❤ amen changosara kunamata
What an annointed voice!
Ndokumbirawo kubatsirwa kunamata ndagumirwa neplan now😊
VaFiripi 4 6Musafunganya pamusoro pechimwe chinhu, asi muzvinhu zvose, kumbirai Mwari neminyengetero, nemikumbiro uye nokuvonga
Zvinoita my sister, pfugama unamate
@@judx34 Amen
@@apostolicevangelist AMEN
My mentor
Amen powerful
Mukoma anofambira nyaya dze music. So does the whole church
Pfugama unamate it's true
Glory
😭😭
chasara kunamata
Amen🙏
I really needed this.. I have been following pastor Terence.. His voice is so anointed
Glory be to Messiah
God bless this man and the whole church Bethsaida munondikomborera hangu Mwari wenyasha arambe akakuchengetedzai
Nyasha ngadzirambe dzinemi ,,, kristu vachikudzwa
Ndisiye postori ndiendepi 😭😭😭
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk huchi kni
Anonzwa pfugama unamate🙌
😭😭😭Can't stop listening to it, its on repeat... Mwari vatibatsire tirambire pamabvi
Ichokwadi chaicho Tenzi ngavatibatsire Amen
😭 😭 😭 😭 Amen
Ndangifarira order inechurch iyi ndoinzii chii zita rayo
BETHESDA APOSTOLIC CHURCH
Amen panoda kupfugama
Amen 🙏
Amen
Chasara panyika kunamata ....rugare mapostori👌🙏
zvongoda kunamata chete
Amen
Mweya wamwari uchifamba zvawo muvanhu
Amen
so blessed
❤❤❤❤❤🙏🙏🙏 very very very powerful song Amen Amen
Inowanikwa kupi church iyi mu Pretoria.Ndanzwa kukomborerwa ndiri kuda church iyi.
Eish vanhu vakagara munhu aachiimba zvinoburutsa Nyasha kudai ooooh God l wish I were there Ndakomborerwa ❤ndotenda ndoikunda Chete nyika
Please chengetai murume uyu bcz vedzimwe svondo vanotodawo muimbi seuyu chengetedzai mbeu iyi ichemberere mupositori ndatenda hanku
❤❤❤❤❤
Pfugama unamate
Ndokutenda mutungamiriri wancu❤❤
This song is something else. Unoenda munyika dzomweya. Anyone ane full song yacho
Pfugama unamate mukristu .
Nice
yah chibaba ichi .....thts wht we call fire ....
Halleluuujah . Mazvita Mwari
Amen ,powerful song ,pfugama unamate 🙏
Yes pfugama unamate amen prst
Terence musoro wechitima
AMEN❤❤
❤❤ amen changosara kunamata
What an annointed voice!
Ndokumbirawo kubatsirwa kunamata ndagumirwa neplan now😊
VaFiripi 4
6Musafunganya pamusoro pechimwe chinhu, asi muzvinhu zvose, kumbirai Mwari neminyengetero, nemikumbiro uye nokuvonga