Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mkoma varikushaura ndoshuwira kuti ndigonovaona kana ndauya kuzim vanoimba nekutamba zvinondinakidza,ndakambowona imwe song yavaishaura kudhara❤❤❤
How I wish I knew or Shona I’m interested much!
Kutadza ndekwevanhu.Everyone deserves love despite of their wrongs.
Ukwane
Kutadza kunowanika, dai hama dzauyawo dzamuonawo.
ndarwadziwa nenyaya iyi
😢
Ndinokwanisa hangu kuuya kuzomuona ere gwaze uyo ndiite hangu hama yake
Munoenda hakurambidzwi zvinotokurudzirwa izvozvo
Vamwe vari murudo vamwe vachichema life ma1.Haasati aregererwa Gwaze ngaanokumbira sorry zvakare
Kurova munhi chibhakera ofa unoti mistake ,kunotora demo.raunoziva kuti rinouraya waida kuzviita garamo imomo musvika wati ekhe ,hausati watanga kuchema ukabuda tetereka nenyika uyende ufe uchidyiwa nembwa
hauna moyo
It’s not your place judge mangwana anomuka ari mwana wako azviitawo zvakaitwa naGwaze have a heart, from your mouth to God’s ears
Mmmmm u need to ask for forgiveness and repant