Murume uyo anoudzwa how to treat his wife ne hama dzake. Mambo🎉 magona kutonga. Asikana ava ngavatsvage varume vavo instead ye makuhwa & this nonsense that they are causing.
Moyo ari kudanana nevakadzi avo vari two (2). But pana amai avo hapana humbowo zvapo; saka vaDare vari right kuti innocent untill proved guilty. But mambo's language agrees with me kuti nyaya yekunyengana iripo apo; but no evidence.
Mbuya avo vane nyaya, Brenda haangangoite jerasi pasina chiripo. Iye Moyo zvivindi zvekusvika pamba pemumwe murume Iye asipo anozviwana kupi? Sei Moyo asingaende through Brenda kana achida ambuya?
Mai avo vekunzi vakanyengerwa ma domasi vakanaka wena ,, mukaka
Kamutsambara futa kemurume kemukomboni 😂😂
KKKK matauriro aMambo anotyora mbabvu kkkkk
Moyo muti unoyenzera paunoda❤
Nyaya dzacho mahumbwe chaiwo
Atete havana murume ndobasa rema return soja pamba ngavaende kumurume
Nhema dzakaipa , amai vanodzidzisa mwana zvakaipa
Murume arikuedza kumiririra amai vake,
Murume uyo anoudzwa how to treat his wife ne hama dzake.
Mambo🎉 magona kutonga.
Asikana ava ngavatsvage varume vavo instead ye makuhwa & this nonsense that they are causing.
Ndoo basa remaforomani mumapurazi umo anogona kutodanana nevakadzi vese pabasa
@@kudakwashechikwiro3029 Brenda akati murume aenda naGogo regai ndiudze Sekuru. Mbuya vane nyaya avo
Moyo ari kudanana nevakadzi avo vari two (2). But pana amai avo hapana humbowo zvapo; saka vaDare vari right kuti innocent untill proved guilty. But mambo's language agrees with me kuti nyaya yekunyengana iripo apo; but no evidence.
Mbuya avo vane nyaya, Brenda haangangoite jerasi pasina chiripo. Iye Moyo zvivindi zvekusvika pamba pemumwe murume Iye asipo anozviwana kupi? Sei Moyo asingaende through Brenda kana achida ambuya?
Sei Moyo asimo mudare iri
Akatochenjedzwa naambuya avo, ambuya vari very guilty
Ukudeiko pachinhu icho tsvarakadenga yanyadenga?
Mai avo vanofurira mwana kuita chipfambi and ivo handivachenesi, itsotsi and vanenge pfambiwo futi
Brenda ibasa
Akomana kune vanhu vano nyeba zvakapusa 😢
Mambo avo havagone kutonga vanokundwa nemachinda avo
Rudo ibofu mukadzi uyo she is so beautiful haana kufitana nemurume wake
Taura zvako
Ko iye mrume ari kuenda kubasa kunoita sei mkadzi achifira mumaricho kudaro
Chi court chinotingwa nemadzubvurandi ichi 😂😂😂
Very poor sound quality, pahasha please improve your sound equipment.
@@JayJames-k5e true
Brenda ibasa