Varume Varikukecha Nekapu Yebeans Dzochemachema Pfambi DzekuDema

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 24

  • @gandangatv1146
    @gandangatv1146 2 года назад +6

    Iwe hausati wambohodha kana ma sweets chaiwo ekutengesa unofunga uchagona kuita business. Nyaya dze start idzi takadzinzwa kubva kudhara but hapana chinobuda. Ma excuses ekutadza kuzvishandira aya.

  • @jerryjerry7681
    @jerryjerry7681 Год назад +2

    Iyo yechihure haihodhi kani.kans kuti ndechekuromba.

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

      😂😂😂😂😂 vanoda kupihwa yavo yechibhishu ndeyavo kkkkkkk madofo aya

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

      😂😂😂😂😂 vanoda kupihwa yavo yechibhishu ndeyavo kkkkkkk madofo aya

  • @Tm-gj6kq
    @Tm-gj6kq 2 года назад +4

    Remumba ronetsa aah makajaira hino anokupai ye start ndokusina ukaona uchiri kusarudza basa zvichri zvakaringana nxaa

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 месяцев назад

    Isu titorimo mumba tikupuwa shoma iyoyo.yevhura yakanaka kwete kuvhura zviweti😊

  • @ruvachazika9988
    @ruvachazika9988 2 года назад +1

    Saka kuvhura makumbo ndokundobhadhara hr sezvo muchiti basa remumba haribhadhari makajaira kungovhura makumbo

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

    Mbuya huru dzese idzi kunyadzisa chokwadi kushinga kutengesa muviri 😢😢😢😢😢😢😢 zvotyisa

  • @rosaphiri9701
    @rosaphiri9701 2 года назад +1

    Vamwe tirikutoshanda mumba ndichiendesa vana kuchikoro zvenyu zvekusarudza basa muchakagarika

  • @margretmuchi7510
    @margretmuchi7510 2 года назад +1

    Basa remumba rino bhadara,vamwe tirikuto tenderera africa yese nebsa remumba iri.wakashinga zvinoita vana takatodzidzisa ndega.

  • @janetchisveto5687
    @janetchisveto5687 2 года назад +1

    Aiwa w usimbe remumba robhadhara asi kuvhura makumbo hakuna anokupai mari madzimai shandai jwt kuda zvamahara sehonye nungo nungo ndodzokunetsai munyika hamuna mari

  • @delighbless3373
    @delighbless3373 2 года назад

    but vanhu avaa havana kumusha here. WY not venturing into agriculture, market gardening

  • @priscilladawa9505
    @priscilladawa9505 Год назад

    Madzimai dai mashandisa maoko, ndatenda

  • @rutendomarufu2775
    @rutendomarufu2775 2 года назад +1

    Ko muchihure machomukaunganidza Mari motanga kuzviitira hazvibude here

  • @runyararomtetwa-yt8lo
    @runyararomtetwa-yt8lo Год назад

    Ndidzo dzinonzi nungo idzo isu tinotoshanda mudzimba dzevanhu tichiendesa vana kuchikoro

  • @priscilladawa9505
    @priscilladawa9505 Год назад

    Ko vanhukadzi vekwangu madii, kunyadzisa kudaro

  • @keletsobolaane8405
    @keletsobolaane8405 2 года назад +1

    Mahure monetsa shandisai yechihure iyoyo

  • @phill0209
    @phill0209 2 года назад

    Basa remumba kana vachiti haribhadhare vanee vachida kubhadharwa sei? Vari kuda kubhadharwa salary inodarika munhu waari kushandira here? Vane madegree vari kurarama nawo 200us iwewe hako kana certificate regrade 7 ukuda marii

  • @tafadzwamaraswa5604
    @tafadzwamaraswa5604 2 года назад

    saka muchembere ane ma dreads ipfambi here....ummm this is dangerous

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 2 года назад +1

    Apana achakupa mari yendai kudze kwenyika kunoshanda

  • @phill0209
    @phill0209 2 года назад

    Pamari yavari kuita yesex work iyoyo if yaingove yekutsvaga start chete dai mari yestart yakatokwana. Vakutadza nei kusaver from there

  • @keletsobolaane8405
    @keletsobolaane8405 2 года назад +2

    Indai munoshanda mopiwa Nani kunze

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

    Mbuya huru dzese idzi kunyadzisa chokwadi kushinga kutengesa muviri 😢😢😢😢😢😢😢 zvotyisa