Mumusha Moonekwa Nyoka Apangozi Ya Fata Yonetsa Mumhuri

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 дек 2024

Комментарии • 20

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 2 дня назад +2

    Some people still don't understand how ngozi works

  • @MolinechamunorwaChamunorwa
    @MolinechamunorwaChamunorwa 41 минуту назад

    Kkkkk hanzi vanga vasina kuziva kuti kufamba kudiii kkkk

  • @BLUEGATE-z4q
    @BLUEGATE-z4q 2 дня назад +2

    ndezvekumama izvi shaz wamunya uyu nxa

    • @mellanyaningwe878
      @mellanyaningwe878 День назад

      Saka ukuonerei kana uri munya wambunyikidzwa naniko getaway

    • @Philiprukawo
      @Philiprukawo День назад

      Urirema rinotsaukira ndege irimudenga. Pamuchasangana nazvo kumhuri kwenyu autawure futi. Anditi izvozvi murikuwuraya vanhu kunge huku ndopachawuya ngozi

  • @JoyleenMakukutani-zb7wz
    @JoyleenMakukutani-zb7wz 2 дня назад

    Wanhu wazvinzwisisi kna wasati wambosangana nechikara chinonzi Ngozi kna kuromba😢😢😢

  • @RewaiHilario
    @RewaiHilario 21 час назад

    Basa pamberi

  • @pedrogorosviba1271
    @pedrogorosviba1271 2 дня назад +1

    Mukotsanjera chibaba

  • @gokuhousehere9820
    @gokuhousehere9820 День назад +1

    Hoyi hoyi 👻

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 2 дня назад +1

    Munhu mukuru akaita sewe haunyare here basa rezvimunhya ...vanhu vakaenda kumaHoliday hakuna nyaya enda kumusha iwe nxaaaa

  • @dadenyathi5743
    @dadenyathi5743 День назад

    This is abuse of power as murapi FORCING PEOPLE TO ACCEPT MA ALLEGATIONS !!!!

    • @charlesjaricha6427
      @charlesjaricha6427 День назад +1

      Wangu hapana munhu amanikidzwa apa and ngozi ndiyo irikuzvitairira wega,,kana usati wambosangana nazvo mudzinza usataura zvausingazivi but itodzidza kubva ipapa

  • @VimbaiKurinane
    @VimbaiKurinane 2 дня назад +1

    Munogona basa sekuru, chigame ichi makachimaster sure

  • @SibiyaC
    @SibiyaC 2 дня назад

    Ingozi here iyi?

  • @pascalkapungu7368
    @pascalkapungu7368 2 дня назад

    Painful