Sekuru Mukotsanjera is so calm and resolves issues in a great way i love how he handled this issue sekuru rambai makadaro may God keep you and may you live long
This episode yandibhowa sekuru Mukotsanjera u didn't be fair henyu pana Tonde lyk wat u always do kwese kwatinokuonai,kwaduri kwachirinda kwese munotaura nengozi zvakanaka asi apa maita ka hu rude
Yaah upenyu mutoro. Ndanzwa tsitsi nemukadzi ari kubudirwa kana tazogara munhu haauraiwe sehuku. Sekuru mukotsanjera ndiyo last bus stop mwari vakuwanirei nyasha sekuru nebsa ramunobata uye much love to bro ba taps karanganda tv woye. Tiri kudzidza zvakawanda thru yr channel🎉❤ u deserve. An award🎉🎉🎉
Mambo Mutasa n Mukotsanjera are very inteligent ,They can read between the lines varikunyara kuzvitaura sevanhu vakuru .Ngozi yes dziriko bt go back to first to first episide murume paakati mudare kungozi iwe taura! Pakaita red flag
Sekuru apa mange musingadi henyu kubatsira,mmm nyaya iyi ,muromo uwoyo unourayisa hr chiremba aah this episode is so touching n disturbing muri kumbunyikidza mwana
Amukotsanjera anobongwa ngekutsanangura chianhu nekudetsera 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 panyaya iyi ndakaiona kwamambo mbuya ayaariku emaema kutsikira ngozii ndabonga baba tap tap 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 well done ngechingeziii
Sekuru mukotsanjera apa ndarwadziwa amusi kuita nyaya iyi zvskanaka why makunyanyotongesa mhepo irikubuda,and why kuda kupa mutumbi mhosva. Im very disappointed hangu,Rose urikunyepa uchazviona
Ummm mkadzi uyu avekuda kunzwira tsitsi 😂😂ndochibvoooondoora ×2 chete BVONDOOO Mukotsanjera to th fullest so humble keep on Sekuru we love❤yu and full support ...watching from KZN dankoooo
@@memoryzenda7338Ska are u trying to say muroora arikuzviitisa kupedza 3 days asingadye? Are u trying to say zvataurwa ku scan it's a lie? Kana zvisati zvaitika kwenyu regai kut zvikaitika kune vamwe moti it's fake
I think sekuru vazviona kuti Rose anezvaari kuita but problem pamusha apo ndepa Duri zvinonetsa kuitira Dare reumwe musha pamusha we vanhu,so those saying sekuru varohwa nemugara n’anga you’re not reading the room
Sekuru Mkotsa you are a great ruler. Bamunini waTonde komborerwai nekudzikama kwenyu. Amainini Rose sorry zvenyu asi pachokwadi kutema mwana nemutsvairo zvinoreva kuti hamuna kunyudza gejo rehasha. Asi dai makarova nebadza kana simbi haiwa degree of harm taiti rakonzerwa nehutsinye. Ndinoti sorry amainini
K-TV❤. The busiest channel in Zim. Gadzirai zvinake mhondi dzanyanya. My heart is so sad for this pregnant young lady. Mukotsanjera thank you for being honest!👍
Nhaimi murikuzvionawo here kuti n.anga dzemazuva ano dzineka proud so dzasiyana nedzekare vane money at heart not people rakunge business not kubatsira hanzi regai ndiende kune vane mari
Mai avo vanonzi Rose vane mushonga wakaoma kubva kwaChief kuya nyaya iyi haina kutongwa mushe chief vaiita rough ku ngozi same same naSekuru Mukots vakuita senge vari ku side kwa Rose umm i feel sorry for that pregnant lady zvakutoita senge akunyepera i really feel sorry for that pregnant lady they is no way shes pretending especially kugwina kwaaita nguva dzaenda ngozi iyo you can actually see kuti anga akagarwa
54:39 Sekuru mukotsa Njere vari right vanoziva bsa ravo bt problem vanhu munenge makungofunga kt ngozi ndoine chokwadi.kune vana vasingachengeteki isu takatokura tchioneswa nhamo pamwe inotodarika yakaona bt mweya we poison ndakati aslong Mwari variko lyf inochinja .tonde akangofawo ane graji chte. Plus kuzviuraya It's not good solution unoshaisa mweya pokugara suicide is very bad kana Mwari chaivo havazvide hongu rose aktadza but rose usa fixer vanhu iwe .muunherera wagara unotosangan nezvakawanda kwete kungoti ndichamupfukira iyewo tonde mweya wake urikudzungaira nokuda kwekuzviuraya wizotiwo kufa neshungu hongu ngozi iripo bt graji riripo fut ndongotyira mutumbi wakagarwa dai wazorodzwa
ruclips.net/p/PLWwQTW408h6fjqXaOWzfLi4PdDpzowL05&si=YgZEnMfLXPEooZti All in One Ngozi yaTonde from part 1 to 5 Mubayakamwe
Yaa potai muchidai panedzinema episode esheeeeee
Ndipeiwo number dzaMukotsanjera ndoda kuvapa yecoke!
Ndipeiwo number dzaMukotsanjera ndoda kuvapa yecoke!
Ba Taps muri kutinonokera veduwe tamirira yekwa Duri
Ngozi yakaona hamadzangu munhu kufamba here nedemhe re TV nemutsvairo Ummm zvakaoma
Duri Family irikuuya Zvakare , Gareeeeeeeeepo , Ngepaaaaaaako Pa Karanganda !!!!!!
Kikiki taiwepo muri chibaba
Ndanga ndichingobaya Karanganda latest thinking ndasarira
Nhai Karanganda Tv, Chipikiri Paguva Chakabviswa here vasahwira? Please update us.
Murikutinonokera
Kuti dhesheeeeeeee tiripo
Sekuru Mukotsanjera is so calm and resolves issues in a great way i love how he handled this issue sekuru rambai makadaro may God keep you and may you live long
Shuwa shuwa
LIVINGSTON dai aitawo izvi vanhu tizive zvaakaitwa kuxool uko mai vake vazivewo zvakawira mwana wavo 😢
Achadzoka mhosva hairovi Tonderai akafa 10 yrs ago
Inguva chte munhu haisi huku inorova izvozvi vanenge vachitsipika havo vakaita mabsa ekuuraya but 1 day its 1day
Taura hako mwana uya akandirwadza
Zvivhaita. Mukunzwa kuti nyaya dzevave kupfuka ezvino ndezvarinhi here. Zvogona kutozoitika 10/20 years from now. But zvoitika chete
Mwari weeeee .. ya Livie yakaoma. Zvakaoma mufunge . Selina haana zororo ba . Thanx for the concern
Finally muroora wedu abviswa ngozi yaenda kumuridzi wenyaya Rose. Mukotsanjera to the fullest ndafara dai muroora wedu akasazviuraya
Dai asunungukawo mshe plus mwana wekzvimba dai abatsihwa
Tonde akanwa poison how did Rose kill him??
@@schumieelf3232 Eehe ndopatorine mubvunzo wangu kut why
Kasi ndimi rose wacho kani🙄@@schumieelf3232
Akafa akamurova mabhora ake
Finally muroora aakutobatsirika ndafara sekuru Mukotsanjera to the world Shumba yengozi zvaakupera Rose aakuzopedzerwa
Tonde akanwa poison how did Rose kill him??
@@schumieelf3232Rose akarova Tonde machende nemutsvairo kusvika azvimba .. tonde akafa mabhora akazvimba akanwa mushonga neshungu ndokufa
Manje rose wako akuzoiripa ngozi nekumu fevhera
Aaaa mukotsanjera warohwa nemugara n'anga Rose wakaoma ndazviona ini
Tonde kubva kwamambo akungoitwa yese yese
Dai ndiri Tonde ndabuda ini ndonouraya chete kwamuchena one by one ndakanyarara
Taura hko
Vari kutora advantage yekuti mwana kana sekuru mukotsanjera havasi kuita zviri fair
@@elliotmukozhojaravaza7508 he is acting like be is nit interested in helping them
Vanhu avo zvengozi zviripo asi vanoratidza kuti vakagara vane gradge
Mukotsanjera is FAKE. Am dissapointed. Atotipana na Chief Mutasa
Wow new angle, iyi ngozi iyi suspect. Panenge pane agenda. Thank you sekuru
This episode yandibhowa sekuru Mukotsanjera u didn't be fair henyu pana Tonde lyk wat u always do kwese kwatinokuonai,kwaduri kwachirinda kwese munotaura nengozi zvakanaka asi apa maita ka hu rude
True neni ndabatikana
Vapari wemhosva Havana kubvisa mari yakakwana sekuru vati ndichabatidza ma Baar mashoma kunzwa kwandaita vanobuda pavari vanenge vanoda mari yakakwana kuti vatange basa hameno ndokuonawo kwangu asi ndatombibatikana kuti seizve futi.
Ndazvishayawo., maybe kuti havana kubhadharwa mari yavaida
Kana neniwo handina kupafarira nhasi
Nhasi kule wakoniwa shuwa@@rosemasuka8071
Muroora wedu aponeswa, thank you chief mukotsanjera. Apa muroora ngaanake hake.
Usazvinetsa nezvinotaura vanhu muroora, kugarwa nemhepo haisi mhosva yako.
Vanhu ngavarege kunyepera kuzungaira, nxa
Yaah upenyu mutoro. Ndanzwa tsitsi nemukadzi ari kubudirwa kana tazogara munhu haauraiwe sehuku. Sekuru mukotsanjera ndiyo last bus stop mwari vakuwanirei nyasha sekuru nebsa ramunobata uye much love to bro ba taps karanganda tv woye. Tiri kudzidza zvakawanda thru yr channel🎉❤ u deserve. An award🎉🎉🎉
u can say that again n again
apa mutumbi wakagarwa wacho wakazvitakura😢
@@Mbwidoipapo 😢😢
@@Mbwidozvakaoma dear😢
True
Mambo Mutasa n Mukotsanjera are very inteligent ,They can read between the lines varikunyara kuzvitaura sevanhu vakuru .Ngozi yes dziriko bt go back to first to first episide murume paakati mudare kungozi iwe taura! Pakaita red flag
Haiwawo zvekugeza tsvina zvinenyaya yengozi here
Skru Mukotsanjera Thank u ndafara mabvuma kutumwa uye kubatsira mkdzi aipoterwa pasina mari yakakwana. Ngazviende kwa Rose family. Thanx bba Taps.
Sekuru apa mange musingadi henyu kubatsira,mmm nyaya iyi ,muromo uwoyo unourayisa hr chiremba aah this episode is so touching n disturbing muri kumbunyikidza mwana
Chokwadi
Nyaya yatonde kubva kwa mambo vakumuona se joke
Zvakaoma ndruona kunge atoshandisirwa zve mugara n,'anga uya zve sekuru aya
Vauya nemari hr cz kana pasina mari hazvifambi
@@VirginiaMapindu it's better Dai aramba kuvabetsera hake
Inyaya yemari isina kukwana saka vkudaro
Doctor mukotsanjera to the world
Handina kufarira matongerwo arikuitwa nyaya ya Tonde kwese kwaari kuenda arikungoitirwa rough.ka mainini aka kanemushonga wekuvhara aka
Yaa imi maona maonero angu imi varikukuza sekuru ava mahara apa sei vachimuvhara vhara zviripachena izvo hazvidi dare izvoo
TONDE paagara apo ndeimwe Ngozi .. Inga vataura wani vakati panezvandaona .. tobatana pa14 Days
Vanotonga vacho kuita kunge varikuside kwamainini avo ,mmmmm mainini vakaoma avo vanoshandisa mishonga .
@@simbathomu6496😅
Amukotsanjera anobongwa ngekutsanangura chianhu nekudetsera 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 panyaya iyi ndakaiona kwamambo mbuya ayaariku emaema kutsikira ngozii ndabonga baba tap tap 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 well done ngechingeziii
Rose wakangwarisa iwe uchazvirega zvekubata vanhu rough wakadii kuudza hama dzako kuti ndakapara ngozi.Tonde famba bhurur
Sekuru mukotsanjera apa ndarwadziwa amusi kuita nyaya iyi zvskanaka why makunyanyotongesa mhepo irikubuda,and why kuda kupa mutumbi mhosva. Im very disappointed hangu,Rose urikunyepa uchazviona
Handiti vati Havana kubhadharwa Mari yedare yakakwana paya vakati handiite nemazvo zvakaoma kani
Ndiri kufunga kuusubcriber zvangu ndarwadziwaaa
Mhepo inozwa wena!
Nyaya yaRosemary iyo idzidziso huru kuvanhu vanogara nevana vasiri vavo. Garayi navo zvakanaka kwete kuvashungurudzaba. Kana musingakwanisi / musingadi kugara navo siyanayi nekunyepedzera kuita vanhu vakanaka nekutakura mutoro wamusingadi /wamusingakwanisi kutakuraba. Budayi pachena; chokwadi hachiputsi vukama; zvekunyepedzera ndozvinozozvitsa vanhu muna taisireva kana mungozi seizvozvi.
vakanga vawana bhoyi sekutaura kwedu kuti takawana bhoyi apa iye ari munhuwo
Murume waRose iduutuwu semunhu ari pa pic ye t-shirt yaakapfeka
😂😂😂 vanhu vanhu vanhu
Order comrade kkkk
Akadyiswa
Huduruturu ndiwe kwete ari paTee Shirt dzikama
Rakadyiswa kare dunnunu
Kusunga ngozi that's unfair,muchaurayisa mutumbi wakaitakura imi,
Apa akazvitakura dzobva dzaita ngozi ngani kkk varikutamba
@@madamboss7216 aka pengenuka womuudza kt wapara mhosva , imagine anonzwa sei
@@ChipoMpondeso mhoswa inopihwa mutumbi uyu here
Haaa hats off Mukotsanjera Ishumba yeNgozi!!!
That woman aigara naTonde has a hardened heart.
Ummm mkadzi uyu avekuda kunzwira tsitsi 😂😂ndochibvoooondoora ×2 chete BVONDOOO Mukotsanjera to th fullest so humble keep on Sekuru we love❤yu and full support ...watching from KZN dankoooo
Nyaya yabatwa bhoo parizvino moona sokunge Tonde abatirirwa regai muone Tonde aendeswe kwana rose moramba kuti ndivo sekuru ava havana hukama nevapenyu avo vachanyatso famba naRose zvakanaka
Rose you go explain tire!
Mmmm panenge pane mugara n'anga apa , sekuru amusi kunyatsa kubata nyaya zvakanaka
Maya, Tonde haasi kutoziva n'anga inoenda Rose... Mudzimu usina skiri
Inga sekuru vataura kuti panehutsotsi hurikutambwa
Sure sekuru vaita zvandibhowa kunge vari side nemukadzi uyo Rose wekumurova nemutsvairo
Sekuru vari right ngozi yaifanira kundoonetsa kumba kwmukadzi noti kunesa mumba make plasi kumapurisa avazvitarisi zvekuti ingozi vari adzina kukwana
Apa hapana ngozi kutsvaka kuda kuripiwa
Livingston heeey livie mwanangu woyeeee. Zii yacho here . Ahhhhh nikisi
Nyaya iyoyo ndakaiteedza sekuru mukadzi uyo inhubu ndiye arikukonzera kuti munhu a penge,sei asiri kuuya NE Hama dzake,amuudza hamadzake ere kuti akapara ngozi.
True
Arikutemba mushonga waari kushandisa,ngozi ikadzimara yabuda kudai haichada kubatirwa mushonga wakaipa, ndosaka arikuramba asiri kuzorora
Karanganda woye let's gather here muroora wedu abatsirike asafe ngozi yaTonderai
Taurayi zvenyu
Haana ngozi uyi kunyeba uyu😳
@@amaitinashe6731are u sure?
@@amaitinashe6731 ummm 😢😢 usadaro achizviitirei asi ?
@@gladmorejaphet ngozi haana musikana uyu...😳
Rose uchinyanya hutsinye waibata mwana rough hezvo wakusiririsa manje..lts a lesson to everyone
Baba Taps serious u are the best u are Taking to another levels ❤❤❤❤
Pana Rose pane nyaya
Ok
Rose ibhinya
Vanhu vano Buda ngozi ava vanonyepa zvinota kutariswa mushe. Good job mukasonjera
chief mutasa seems full of i know type there is no reason fo arresting mutumbi unosvikirwa
Apa hapana mudzimu apa ane munhu akamutuma kuti a pretend kunge mudzimu
Balance m purizi sekuru warikuedza Kuti muroora arikunyepa here. BaTaps kip it up bhora mberi 🎉🎉🎉🎉🎉
Akutotonga nyanya ngaangosimudze ngozi ibve pane ane nhumbu
Which is true. Ari kunyepa dhiya ane ma vhesazi Uye nyaya yaaka udzwa nemurume wake
@@memoryzenda7338mukotsanjera ahana kuti muroora arikunyepa ba .....nyatsoteerera nyaya kwayatangira ....sekuru mukotsanjera awana side rawanotora
No he didn't say that
@@memoryzenda7338Ska are u trying to say muroora arikuzviitisa kupedza 3 days asingadye? Are u trying to say zvataurwa ku scan it's a lie? Kana zvisati zvaitika kwenyu regai kut zvikaitika kune vamwe moti it's fake
Rose arikuziva nyaya yake mukutsanangura kwake kune hutsotsi
Ok
Imagine zbc ine zvitongwa zvakadai
1 .from 6 -8 nhau dzematare (ba taps)
2 .8-9....news
3. 9-10 .....ngozi nekuripwa kwadzo( ba taps)
4.10-12....drama and comedy(nb films)
5.12 -1...DNA time with mugabe
6.1-2 ..lunchtime news
7.2-3.....drama with ba juju magtom
8.3-5...zvinotyisa zvinoera zvinoshamisa
Kkkkkkk and many moree vozoisa bhora
First pakaranganda 💕💕💕💕💕💕makufanha kundipa badge mnje ndinoita secretary wenyu 😀😀😀madiro andoita karanganda zviye iiii kutiii chuuuuuuu nemwana wepaGorongoza mozambiki Mukochaz
Sekuru munenge matengwa naRose futy
No sekuru havana kutengwa asi vakurwira muroora coz achazopara mhosva osungwa or anozoita suicide
Rose ane mushonga unonetesa n'anga kana mambo paye vakangoinetera nyaya yacho.
never Tonde haana plan, akazviuraya uyu, and haana brain... Claims ake ari everywhere
Shuwa sekuru vaiva nehope apa
@@Shez-e7qanogosungwa sei yet iye achipfekwa nemhepo nhai imi
I think sekuru vazviona kuti Rose anezvaari kuita but problem pamusha apo ndepa Duri zvinonetsa kuitira Dare reumwe musha pamusha we vanhu,so those saying sekuru varohwa nemugara n’anga you’re not reading the room
Karanganda you are the best ❤❤
Sekuru Mkotsa you are a great ruler. Bamunini waTonde komborerwai nekudzikama kwenyu. Amainini Rose sorry zvenyu asi pachokwadi kutema mwana nemutsvairo zvinoreva kuti hamuna kunyudza gejo rehasha. Asi dai makarova nebadza kana simbi haiwa degree of harm taiti rakonzerwa nehutsinye. Ndinoti sorry amainini
Rose ane mugare n'anga wakaoma nyaya yatonde haisi kubatwa zvakanaka iyi
Taura zvako aaaaa mukadzi uyu akangwarisa
Chandirikuona apa vekwamuchena varikutsipika nekutandira saka arikushaya pekugara saka adzoka kuhama dzake,sekuru gadzirai abudire kwamuchena
Rosie hameno hako nyepera kungwara uchidaro . kunonoka hakusi kurega uchachema chete .buda pachena ubatsirike.
That's true vekwana rose wakatosimba pamushonga koz iye unoti ndakamboendako vakamudzingira
This episode is not fair ,amukodzajera hameno maonero avarikuita nhasi kuda ndomugara nanga wacho hr
Chokwadi rose Imbwa chaiye mukotsanjerer daii anetsvimbo yake achibvunzaa kuti rose ndiiiiudze
Well done sekuru Mukotsanjera,🤣 Tonde hazi ndorasika ndichisvika
Kamuroi kemunhu Rose ndosaka ndichiti handidi mwana wangu anogara nastep mother manje hamusaty matanga zvenyu shiti yemunhu
Mukotsanjera ndomuda vakomana iam.glued to this Chanel
4 mins 132views,Karanganda chimuti ndechako zvazvino
Rega zvedu titi haradada,dheshe sofa rese tiri pano ❤
Sekuru Mutsanjera you have your talent from really god rambai makadaro
K-TV❤. The busiest channel in Zim. Gadzirai zvinake mhondi dzanyanya. My heart is so sad for this pregnant young lady. Mukotsanjera thank you for being honest!👍
Shame is she pregnant 😢
Well done mukotsanjera masunungura muroora uyo pfee pana Rose apfidze
Iwe Rosy tsek mhani zvagara munhu haarohwe nemutsvairo ko dai aive mwana wako waimurova nemutsvairo here
Nhai zvako kumurasira tsvina dzese ndarwadziwa mfunge Rose hauna moyo semkadzi ufunge
Sekuru Mukotsanjere I salute you. Chengetwai nemidzimu yenyu naMwari wenyu
Finally Karanganda TV Nava Mukotsanyera tinokutendai ❤
sei ngozi dzacho dzichongobuda pavakadzi. Its not fair😂
Kkkkkk unotsinya kkkkkkk ndaseka
Ndivo vane hana nhete vanokasika kutaura than varume
@@nomsanyika151😂😂 dzungu rakatiwandira vakadzi.
Karanganda to the fullest ...sekuru Mukotsanjera❤❤❤
Haaaa sekuru mashandisirwa mushongawo imi apa hapna zvamaita
Ukuda vadii inga vatrier kutaurirana nayo wani mukotsanjera Ari right ngozi inofanirwa kubudira kwamuchena kumusha kwaRosie
Dhemeti Rose uneutsinye 😢😢😢
Ok
Tonde akanwa poison how did Rose kill him??
Rose akamurova ndizvo zvakakonzera.kuty tonde.azviuraye ngozi yakaipa hama yangu chero iwe uchizvifambira ukaona munhu akafa ukasanotaura kuvanhu unoziva hre kuty munhu iyeye anotokumukira ngozi achiti wakandisema@@schumieelf3232
@@schumieelf3232 ndiye honzero
Haaa tungozi twakubuda muZimbabwe I sarenda😅, ngozi dze feja feja idzi, nhema dzega! inhumbu irikumudaro😅
Mataura chokwadi chakazara .Saka akafa nekurohwa nemutsvairo here
@@JenniferMudadiInga arikutaura wani kuti mutsvairo wakarova machende akafa akazvimba
He was abused. Akafa neshungu. Kurova munhubnemutsvairo kuroya kana usinga zive.
Sekuru batai dare iri zvakanaka so far handisati ndaona kwamakananga
Nhy nhy APA mmm zvavakutotongesa Ngozi nhy.
Ngozi inobvunzwa
Ini ndazvionawo pamwe nekuti havana mari
Ini ndiyo first time yangu kuvaona sekuru and am not impressed hangu.maybe next time.mazuva haafananiba
@@eljayjay7884 endai munoona Chirinda part1 to 8 kana muchida kunyatsoziva
Taps well done nyaya dzacho urikudzifambira well done
Nhaimi murikuzvionawo here kuti n.anga dzemazuva ano dzineka proud so dzasiyana nedzekare vane money at heart not people rakunge business not kubatsira hanzi regai ndiende kune vane mari
Sure haaaa vakuto pfuma nevanhu
Mareva mari vari kuidisa yoh
Anoda kushandira mahara ndiani. Life yaoma iyi,kudhara education was free etc. Ezvino akutodawo kuchengeta mhuri
Chemahara mochionepiko mukore uno. Moti inyore here ku dealer nengozi dzevanhu
Mukotsanjera isithunywa sezwe. Am learning a lot
Rose ane mugara N'anga ndiye arikunetesa Sekuru kuri vasapfeka nguwo dzawo bvaaa Rose ngaachingopedzisa kutsipika kwake adye nyama yacho aaaaa muroi wemukadzi
Haaana kusvikirwa uyu 😮 mukotsanjera uyo
Ari so heartless
Ngangouraiwa afee rose he is so heartlesss
Sekuru vatori panyama havana kusvikirwa
Anotofanira kuenda kuna Rose nekuti Rose wacho achiripo .iwe Rose hausati watanga
Yeah l hope uku kwamazoenda ndokuchaperera nyaya yese manje . Magona baTaps👏🏾👏🏾. Titeende
Mari uri kuona kupi yetsipika nhayi Rose
Kooo wanhu wari kuti kunyepa iye rozi wacho wabvuma wani kuti wakamutema nemutsvairo akamwa mushonga Tonde saka hama tongai nyaya sezvairi munhu waida kuraramawo,😢😢😢
Mukotsanjera on point this lady akunyebera uyu
I agree ndaona sekunge akurwira hake mombe yake yekutodya instead yekurwira kuripwa kuurawa
Haaa ngozi mukaita ma funnies munopera chokwadi..uyu muroora aakutoti ndozviuraya wonfuti.ngozi inoparira pane imwe
Kkkkkkkkkkkkk usafa iwe go back to sender
❤❤❤❤ndafara ndaona Karanganda wangu mhaiweee
Mushonga warose urikushanda futy apa....kunetesa Mukotsanjera kuty nyaya ife
Haana kuneta but haasi mudare vachazonyatsoshanda basa kana yabvoronga kwamuchena
Sekuru vanga varara vaneta plus remember vanga varikwaDuri
Tonde akanwa poison how did Rose kill him??
Akamuponda ne mutsvairo ma private parts .....check nyaya kwayakatangira@@schumieelf3232
@@schumieelf3232Iwee kwana iwee, how how kudiii iwe hausunzwa kuti akarohwa mabhora ake here?😢😢
Rose usatamba nengozi iwe...unourayisa nevanhu vasina mhosva mdikani....ripa ngozi iyi nguva ichipo 😮😮😮😮
,mai vakangwarisa
Zvakaoma veduweeeeee,remekedzai hupenyu maStep mothers
I knew kuti tosvika kwasekuru Kots chete kkkk
Haa sekuru ndombokupai sando but apa ummm makawota kuita muboora warohwa nezuva
But truly speaking ngozi haifaniri kunetsa mumusha mayo yaifanira kunobudira kumusha kwa rose
Mishonga yaRozi yaitsipika mufi
that's true anofanoenda kune waridzi venyaya
Mmmmm why zvakuita kunge akunyepawo Tonde mm hapeno iiii pane nyaya
Vanu vamwari apa pakatenga godobori mukotsa jira unovona asi hafanirwi kutonga ndokusakani ndichiti wakatengegwa roz itsotsi haipere
First time kuwona sekuru vachirasika Rose anemishonga
Havana kubhadara mari inodiwa na sekuru vakungobatsirawo mawonero angu
Zvagara ngozi ikapindirwa namukotsanjera hapana kwazvoenda tanzwa naye uyo kwachief saunyama kumora vanhu mari
Pamwe izvozv kwave nan chief victor saunyama ndakasiya achinz aruda kubviswa
Mai avo vanonzi Rose vane mushonga wakaoma kubva kwaChief kuya nyaya iyi haina kutongwa mushe chief vaiita rough ku ngozi same same naSekuru Mukots vakuita senge vari ku side kwa Rose umm i feel sorry for that pregnant lady zvakutoita senge akunyepera i really feel sorry for that pregnant lady they is no way shes pretending especially kugwina kwaaita nguva dzaenda ngozi iyo you can actually see kuti anga akagarwa
Tonde akafa ari mwana mudiki zvino njere dzangodzoka zvakadaro uye hasha mubatsireiwo azorore zvake uye azorodze mutumbi ndakumbira
Tonde endakumusha kwana "Rose" wonouraya ikoko.Kuita kurakasha musha wese .Vaende kumusha kunokuripa.😢😢😢😢😮😮😮😮
Rose hana hama dzechirume hre sei achiuya kunyaya yake ne munin"ina wake ndosaka nyaya iri kutenderera iyi Rose ngauye ne hama dzake dzechirume iyaa
Vanozivana
Ngazviende kai kwake
Ini dai ndiri ini Tonde ndatowuraya arikunzi Chengetai murume wa Rosy
Muroora uyo akangwarisa ngaabude nezvemumusha mevanhu
Chinonyepa she is a trickster hapana kanangozi this is horrible kari kuda mari nhamo yakashata for me it's all drama hapana ngozi you are right
Tonde enda zvako uchindouraya kwaMuchena coz kwaMambo hakuna chipenyu chiri kufamba kwaSekuru Mukatsanjera kwacho hazvina kujeka kna vakange vazorwadziwa vozogamuchira coz vanhu vave kungokuita yese yese😢
Ngozi yemwana mudiki hayisati yakura pfungwa
exactly that's what i am saying, irikutobhohwa haana chaari kuziva, ani n'annga haasi kutaura
Vakambomuurairei
Haisi ngozi iyi
Drama chairo. Mutsvairo ungazvimbisa mabhora kkkkk haaaa drama chairo
ma step mother muriko here uno mutikutora manotes here
Lets gather here kana pane auya pano because of tiktok😊
Haaa mukotsa aiita lk watengwa haaaa sadaro nhai .....chatobata mushonga fty rozi hhhhhh
Rose anotsipika uyo mukotsanjera matovharwaka apo
Right on point ichokwadu chaicho zvakaoma
Havana kuvharwa but vaita kuti ive calm chete ngozi yacho inofanirwa kuenda kumusha kwaRosie ndozvavadzidziswa
Chokwadi mwana Uyu warikumudzvanyirira mese kwamambo ariitwa yese yese , musadaro yese yese
54:39 Sekuru mukotsa Njere vari right vanoziva bsa ravo bt problem vanhu munenge makungofunga kt ngozi ndoine chokwadi.kune vana vasingachengeteki isu takatokura tchioneswa nhamo pamwe inotodarika yakaona bt mweya we poison ndakati aslong Mwari variko lyf inochinja .tonde akangofawo ane graji chte. Plus kuzviuraya It's not good solution unoshaisa mweya pokugara suicide is very bad kana Mwari chaivo havazvide hongu rose aktadza but rose usa fixer vanhu iwe .muunherera wagara unotosangan nezvakawanda kwete kungoti ndichamupfukira iyewo tonde mweya wake urikudzungaira nokuda kwekuzviuraya wizotiwo kufa neshungu hongu ngozi iripo bt graji riripo fut ndongotyira mutumbi wakagarwa dai wazorodzwa
well said, akazviuraya uyu and anoratidza kuti haana kana brain, hazvina musoro zvaari kutaura uyu
@@IANSAMUJANGOchakonzeresa kuzviuraya iabuse yaRosie iye anobatirei vanhu rough Rosie wacho
iwewe murume wako ari kutoku abuser zviuraye kaa, Tonde nyaya yake ikubhohwa ane problem....@@nomsanyika151