Chazobvaruka🥵after Citizens in patch to remove Mnangagwa regime using SADC Protest honai Chipinge

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024

Комментарии • 14

  • @givemorenyamunzororo2958
    @givemorenyamunzororo2958 Месяц назад +5

    Nyika yose ngatijamukei such things.Vanhu ava vashoma nesu guys ngatipedzerane navo paground.Havasi kuzotipa mukana wekuita a peaceful demostratation mbwa idzi so let us do it the other way .Lets Fight back even those police officers nemasoja havasi vose varikufara.Kana pane vanoroya guys this high time yekutoroya vanhu , vanenyuchi vaya tumirai nyuchi dzirume vanhu toda kuti MaSadc member states vabude vachimhanya kudzokera kunyika dzavo .Lets free ourselves from the evil people .Rise Zimbabwe rise

  • @mukireniwhite3676
    @mukireniwhite3676 Месяц назад +2

    SADC. What are they coming to do and yet they said there is no President in Zimbabwe. Ngavaite zvinhu kwazvo.

  • @RobertMaposa-ex1rx
    @RobertMaposa-ex1rx Месяц назад +1

    Isu vana sithole hatina chatakawana pa zanu but hondo vakatorwawo

  • @DhodhaTShunba
    @DhodhaTShunba 29 дней назад

    Avo bamunini havasati vaona Hondo vane dzungu pavachadzingwa basa vachangwara

  • @EsterMoyo-ms1mc
    @EsterMoyo-ms1mc Месяц назад +1

    They are all fools

  • @user-sl2lb6rt4c
    @user-sl2lb6rt4c Месяц назад

    This is powerfull

  • @madalamagangeni1776
    @madalamagangeni1776 Месяц назад

    Ko iyo SADC sei ichipa criminal mukombe.. zvinoreva kt .SADC ndiyo big criminal.. regime organization..takuonai ..zvizvagwa zveZimbabwe yahondo ndokt Sadc .mugozogadzira vanhu vaurayana

  • @user-sl2lb6rt4c
    @user-sl2lb6rt4c Месяц назад +1

    Pamberinekubatana guys

  • @user-oh9ep3yz7x
    @user-oh9ep3yz7x Месяц назад

    Kazembe munyasa ngatinvire

  • @TapiwaGaze
    @TapiwaGaze Месяц назад

    Sadac inongoda kti vanhu vawane takazara muRoad toita zvakaita Kenya ndozvoda Zim and tisa wanzokutaura zvatoda kuita zvoda kungonzi mangwana munhu wese muRoad vakavarairwa coz tikavapa tyme vanofunga imwe plan veZanu

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 Месяц назад

    Bisayi. ZANU. Chate. Zvimwezvese . hazvina .basa. Musabve. Kusvika. Vaenda. Kana. Zvikaita.mazuva . Vahavachada. Musarerutse. Mazwi . ... from US 🔥🔥🔥👇👇👇👇👇👇👇👇kana. Uchiti. .hatisikupandukira. Hurumende. Vakurasika. Zimbabwe. Haisiye.... Munangangwa...neZANU. Yake. From US. ......😭🕕

  • @user-ye2xh4wr2w
    @user-ye2xh4wr2w Месяц назад

    Ichokwadi ichochi toda kuziva kuti SADC iri kuda kupa uchairman kuna ani iyo yakati maelections haana kufamba zvakanaka.

  • @felistasname9468
    @felistasname9468 Месяц назад

    Chokwadi ichocho