Well done mukoma murambe makadero ndokudirai kuti hamuna basa numbing moita zvinhu zvenyu moga..murambe muchimuda mukadzi wenyu Kiki akanaka love you I wish kukuonai one day nemhuri yenyu..May God continue to bless you🙏👏
The voice is giving Winky D vibes 👌, video quality is 👌, so all along such a great talent was suppressed? Huh we need more vahanzvadzi this is great 👍, all the best on your music journey ❤️
Wagona bro never give up
Waal zvaunotogona nhai iwe.
This is nice❤
Unogona wangu sounds international keep it up bro
Tauya kuzo supporter our own family. Aiwaa inlove with this voice😘
Boe manje
This is big bro
😂😂😂😂ziii zvngu
Mupata family,Tiripo
❤nice song
Anyone akunzwa ksg di don pamabacking vocals 🔥
Wakuto Chita
Waal Aiwa nice vibes
The Song its Not Bad Vanongirwadziwa Avana Kuforswa kukuterera, Just Keep on Pushing Soon unenge wane Mazinotes🎉🎉wakupedzera vanhu🎉🎉
Hoyo ❤❤❤
🎉
Gud song asi chembere iyo mmm haite pavideo zvimwe zvese bhoo
🤣😂😂
standard
Le ge re sakwe selo
Askies chomi ❤❤
Aheeee, hayaaah
#Laihombo unondibhowa tytie
Hoyoooo
This song is fire 🔥
Nice song unogona zvekuti
Wagonesa apa Tytie
Mupata we are here
Nice song
Munongona zvenyu ♥️♥️
Zvaunogona zvee iwee
Well done mukoma murambe makadero ndokudirai kuti hamuna basa numbing moita zvinhu zvenyu moga..murambe muchimuda mukadzi wenyu Kiki akanaka love you I wish kukuonai one day nemhuri yenyu..May God continue to bless you🙏👏
Amen
Unoimba shaa
Hooyooo 🤟🤟🤟ndaayende munhu
welldone
Chikunaka ichi gud song
😊
Wooow gud one
Uyende 💥💥💥
Yesayaaaaaaaa
Mupata to the world 🎉
Ichoooo
Sema top fans emupata family tatoveko❤️❤️song ikunaka
Tatovapo kare🔥🔥🔥🔥❤
Vouc
Paisa
Vegodo momama munhu anongozvigonera zvake uyu
All the best my broe
Love from Silobela Midlands
Nice one
This is dope
NYC song
Standard
Wow kwakuseri
Ma1 aya
Ok❤
I love you guys
Keep it up
The voice is giving Winky D vibes 👌, video quality is 👌, so all along such a great talent was suppressed? Huh we need more vahanzvadzi this is great 👍, all the best on your music journey ❤️
I second you on the Winky D voice
Also got the Winky D vibe ufunge😀
@@nancympofusolomina1737 usanyepe iwe
So true wena
True I'm with you
Wow chatsvuka chikakwata
Tiripo supporting you
Gaffa 🎉🎉🎉
🔥🔥🔥💝
Wow wow it's giving
Woow ❤
Nice song Tytie
Chakaipa ichi❤
Wow🎉🎉🎉🎉😊
Mupata family for life
🎉wooooow
backings by KSG✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️
😢yoooo
Our song ❤,,, ukuziva zvaurikuita
The mupataz tiripo nice
Song irikunakidza ndati
Well done bro
Hoyoo kwese here
The song is good 👌
Zvirikuita
😢kwanzi tadiko zvobhohwa
Aiwa ngazviende mberi
You talented bro
Iwe unogona zvekurevesa
Its giving
You nailed it Mr Madhuyu
Paida mabacking vocals amama
Uchii chorira
Semupata family we are here
Ÿessss woooo
Definitely
I'm here for love song❤...some more please
Wagona wedu
Mari inokoka imwe
You are doing well
This is beautiful woooooow
Ngoma boe zvekuti
Mupata woyeeeeeeee
Murikubvira
Urikugona tytie
Ko mskana uyu ndiani
Mupata family hoyeeeeee
Good vedio
Mupata family ahoyii
shumba shumbalooooooooo
ko kiki
Munogona mhani❤❤🎉🎉🎉
🎉🎉
Pasara collabo na Holy Ten.
Mpata to the wheeeeh