Hanzi na Sosora vari kuti ava kunge takawanda l died and actual dirth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, ese 7 anga aripo asi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 gud one Lee and chimira zvekunyanya kuita shasha,😊
vese vanogona but tofana kungoziva kuti ma interview aya ane theme a ollah anozoita se anonakidza because anonyanyo tsvaga makuhwa mamwe ane ari ekutoziva munhu iye pachake
Since day one I'm in love with this Sosora n Comic combination😂❤
Comic pastor Job well done. Comic Elder sando dzenyu kugamushira kuty makadzidziswa
Haa idzo dzingori comedy pachezvadzo . Itarenda
😂😂😂 this guy is naturally funny
Muchaenda kure guys ,be blessed
Lee une Tarenda wangu 🎉🎉🎉🎉
Komiki eredha 🎉 😂😂😂good luck boss
Tiregererewo comic Elder please , am laughing out my lungs
😁😁😁😁 you cracked my ribs
😂😂😂😂😂... Kana newe wazvisekerawo😂😂😂
Ngaasiyane nema movie 😂😂😂anopwanya joina city yedu
😂😂😂😂😂😂Komiki Eredha
kkk ndakabudawo ese asi amwe acho angaasina kupaswa🤣🤣🤣
Uyu muhombe uyooo ❤️
Hanzi na Sosora vari kuti ava kunge takawanda l died and actual dirth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, ese 7 anga aripo asi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 gud one Lee and chimira zvekunyanya kuita shasha,😊
Bamunini muchayita sa Mr bin mukayita😂zvekutamba😂😂😂
Chokwadi coz anonakidza
💪💪💪 Comic chibaba ka
Kkkkk uyu ndomuda zvekutodaro😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Ahhh muface uyuu haasi bhoo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂comic chibaba ichi
😂😂😂😂mosquito ikugarisa vanhu panze 😂
Boiler Maker hamunga munzwisise ...Comic Elder kuart ikoko
Sando Kuna Comic elder
Makabuda nawo ma subjects 7😂😂😂
Had never seen my favourite star fm dj. Nicky.
Comic elder 😂😂😂❤
My best ever
Maifanira kutora comic na frets😂😂😂😂
Haaa moda tikachidzwe here mavasanganisa
😂😂😂kuti vanopinda ma CD here
Kkkkkkk comic elder mahwani ❤🎉
Tanaka naLee ❤❤❤
Comic Eredha vanodziya musoro😂😂
Mwana wangu iyeye
Haaaa Dj havasi kumecha energy ya comic
😂😂😂😂😂😂 munhu ari murudoo
DJ just cold though😅 well done guys🫵🏾
Kkkkkk hoyooooo comic elder ma1
He is good,rice yaa ndaseka❤😂
DJ ava,varipa basa ne lucky, talent hapana hapo.....
Mkoba😳yese here ine mosquito dzinenge imbwa? 😂😂😂
pranga, panda ndovadhanda😂😂😂
Comic Elder aka Boiler Maker 😅
Comic elder 😂😂😂
Comic Elder uri Shasha wangu
😂😂😂 chibaba
Comic aaaah😂😂😂😂😂😂
"harina munhu anonyatsoti ndokwana"😂😂
😂😂😂😂😂pranda
AAAAH ZVINHU ZVACHO HERE PAKUDIWA RICE CHAIRO
😂😂😂 rice ne phone here asi
Interview iyi iri kubhowa inongoda Ollah😊
Facts
Chibaba ichi😂😂😂I guess vanogara naComic vanonakidzwa havo aah
Hahahaha haaa wandijumaaa😂😂😂
😂😂😂😂😂😂aaaaah mosikito inoitisa chiveve zvekusvika pakuda maphone nerice
Elder muhombe zvake
AVA .......vanopinda maCD here
Mango ma1😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndakabuda nawo ese kkkkkkkk Ari 7 ese andakanyora akauyaa aripo but asina kunatso pasika
Freestyle rice 😅😅😅😅
mosquito dzinenge imbwa 🤣🤣🤣🤣🤣
2025 munhu wese slogan #paakudiwaricenemaphone 😂😂😂
Aaahh 😂😂😂😂😂😂😂😅😅
Waze check 😎
Haa mosquito mu Gweru ma1😂😂
Mosquito dziri kutoita kunge imbwa😂
Mbanje chaidzo😂😂😂
Ndakabuda nawo ese
Hayas comic chibaba kkkkk
Rice nemaphone 😂😂
Aizve these guys
Comic comic comic how many times did l call u😂😂😂😂😂😂
kuGweru kwaita sey bamnin 😂
Funny😂😂😂😂😂hapadi kuforcer
Kkkk rice nema phone here kkkkk
Onius Mugari 🤣🤣
Haaa comic elder hatina zera navo ndoochokwadi
Kumadokero ndodzoka nemasoja ndozomarova ndovambomba😂😂😂
MaSubjects ese akabuda nawo but haana kunyatsopasa😂😂😂
Saka mukuti Wicknell hakwane hembe here😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 rice
😂😂rice
😂😂😂😂😂 muface akanyanya uyu .anofunga first zviri fun
Makanyanya comic
Anobhowa mskana uyu!
Haaa siyai Nicki Amana... Follow the breakfast club
Kkkk akadzoka akanyorwa ese
Sekuru vaWinnie😂😂😂
😂😂😂😂😂iweweeee
Ko why muface uyu atori funny zvekuti kana picture rake rikutosekesa huh u talented my yut
😂😂 ana Winnie vamkaona vakomana ndozvanoita
Comic elder chibaba. But tofanhira kungobvuma kuti zvema interview izvi zvinoda ollah
vese vanogona but tofana kungoziva kuti ma interview aya ane theme a ollah anozoita se anonakidza because anonyanyo tsvaga makuhwa mamwe ane ari ekutoziva munhu iye pachake
Wakapenga comic
Ese anga aripo
Tanaka naLee makadii
😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌 aiwa Comic
Ayewa chamhamha munondigonera zvenyu
Koka bhachi akoo pese pese
Mukoma Lee ndopandakatangira kukuziva uri garden boy
sosora une talent
Chibaba ichooo
Mukadzi haagone uyu
Kkkkkkkkk iweka